Mukadzi wese anonyengwa nevarume ..Asi tezvara kuzonyenga muroora pashata ...Muridzi wemurume akatadza ku trapper murume or chikomba .. I papo mambo muri right ..Muroora akaita zvakanaka kuudza murume wake asi kuzorova ndopakatadzwa..
Dare radhakwa panyaya iyi basa nderekungonyadzisira, this court is a shame to be custodians to our customary laws. Honestly naMAMBO chaio kutsigira tezvara vachinyenga muroora? Pamutemo wechivanhu kutonyenga wemunhu uchiziva imhosva pachayo.
Agona Makoni vese hapana achabhadhara nekuti if kuri kubhadhara vese must pay saka zvakanzurana ,vavasina need yekurova mudhara uyo if vaida kubhadharwa
Uri Mambo wechi Mhata Mhata haikona, kuita sewakadyiswa muhutongi hwako asi unoita zveku sodhindwa kumukosho here nhai Mambo duzvi? Saka nemo nemo pahuori nepakuroya uripoo futi iwe Mhata iwe nemachinda ako nhaka? Imi vamutapi venhau itaiwo kuti ana Mhetye ava vaverenge ma comment section vaone kuti munhu wese haasi kufara nehutongi hwehungochani hwakadai…
Mdara mushanyepe imi, hakuna marriage act that forces people to marry in zim. Zvekuti kugara nemunhu 3 months ibhawa talk iyo and also zvekuti iwe ukacheater as man mukadzi is allowed kuita boyfried its a lie. Which country in the world ine law to encourage cheating 😅😅 not zim. Please stop embrassing yourself pihwai the new marriages law iri muchishona turi tuma book muverenge mega and stop embrassing yourself The changes in marriage laws are 1 across all marriage types in zim everyone has to be 18, the customary yakudhara yanga isingataure age. 2 kuchaya mapoto (civil partnership) yava vanogara vese for years vasina kuroorana ( traditional or civil) in the event they separate they share what they aquired during the time of relationship. Civil marriage old and new has never required roora as part of it requirements. Per customs as black zimbabweans you marry customary first(roora) aka tradition then you go civil marriage, ( law aka registering under civil) kuchata kucourt .
mambo uyu is too corrupt..anotsikirira nyaya zviripachena..tezvara vakanyenga muroora varikubvuma. ndavaripe mwana..mwana akarova baba akapika anogozoripa baba pakudiiivo vakamusungisa akapika sezvavavakatarisira pavakanomusungisa..mambo ava ndevekumama
Ambush kkk, hauna hunhu mdhara wese uyo unonyenga mroora.
Mukadzi wese anonyengwa nevarume ..Asi tezvara kuzonyenga muroora pashata ...Muridzi wemurume akatadza ku trapper murume or chikomba .. I papo mambo muri right ..Muroora akaita zvakanaka kuudza murume wake asi kuzorova ndopakatadzwa..
Hanzi macost akonzerwa nemboro yahoo kkkkk😅😅😅
Makoni uchazogona kutonga rinhi une hudyire nevamwe vako ndofunga vane mombe dzinosvika 10 000
Makoni wisdom at its best
Mambo vari correct vose vari wrong baba havarohwi uye muroora haanyengwi
Baba Havana ngozi ngaafe maharashtra uyo
Dare radhakwa panyaya iyi basa nderekungonyadzisira, this court is a shame to be custodians to our customary laws. Honestly naMAMBO chaio kutsigira tezvara vachinyenga muroora? Pamutemo wechivanhu kutonyenga wemunhu uchiziva imhosva pachayo.
Mambo wekumama
Chief Makoni haagoni kutonga mai avo vanotaura chokwadi
Language Mambo, please.
Magona kutonga mambo
Mambo vanoripirwa ndokanyengerwa mkadzi here aya madhara aya anodya namambo apa vachitorera vavhu vanototambura futi
Mambo Makoni chipfambi munochiregerera
Toraiwo mazano kubva Kuna mambo mutasa
Agona Makoni vese hapana achabhadhara nekuti if kuri kubhadhara vese must pay saka zvakanzurana ,vavasina need yekurova mudhara uyo if vaida kubhadharwa
Mambo haa pamwe pacho modhomoka haiwa nxaa
Handiti mwana akapika here so baba vanozobhadharwa sei mambo apa manyepa hakuna zvakadaro murikutoti nyengwai
Uyo akarova baba akapikazve ko uyo wekunyenga muroora uyo anofanira kuripa zvovharana kuti mwana asazozviita
Aya makunhahuna aya mambo mbeva dzepamba makonzo haadyiwe
Yekurohwa ndeyekupolice
Umwe unofira mahara hakuna sabhuku vanonamata hwudhara hwese uhwu hwaka tsika nyoka iwe wonomu challenger ukutembei asi
mambo vagona apa
havagoni kutonga ava...
Its called extortion
Va Gweshegweshe vapindira mudare
Chivanhu tachisiya saka vanhu vasingachakoshesa vakadzi mnhu anokuitira vana worega kumubvisira varume tiri kuisa matambudziko mudzimba mombe yehumai yakakosha
Mambo moripwa pakudii mune udyire hamunyare
Ava mambo vagara vakadhakwa ava
Baba varwadzisa mwana wavo vamupa ronda risingarapiki muupenyu hwake apa makoni otongawo kunge akatengwa kudai achimboonawo kutonga kwaBushu namutasa nanyamaropa
Makoni watadza kutonga tezvara vanoda kashamhu
Vanonyengwa vakadzi vevanhu vanenge varatidza kuti vanioda vane zvavanenge varatidza ,not kuti mukadzi wese anonyengwa that's wrong . Integrity ndiyo inenge isipo panevanonyengwa
Katezvara kaka fumuka kunyenga muroora nxa
but mwana akaripa zve mhosva yake. ko baba varipa papi? tezvara havanyenge muroora ka. Makoni ane huori.
Haaa muri zvekumama guys sakamurikutikudii murikk rudzira chihure matorerwa dtsika dzenyunechirungu haa ndanyara mambo vakaivanhu plz
Hachisi chirungu mitemo yaana mnangagwa ne zanu nekuti ndiri basa rake rechihure saka arikutopa poison munyika yedu yeZimbabwe. Varungu vane hunhu kutopfuura isu vatema.
Uri Mambo wechi Mhata Mhata haikona, kuita sewakadyiswa muhutongi hwako asi unoita zveku sodhindwa kumukosho here nhai Mambo duzvi? Saka nemo nemo pahuori nepakuroya uripoo futi iwe Mhata iwe nemachinda ako nhaka? Imi vamutapi venhau itaiwo kuti ana Mhetye ava vaverenge ma comment section vaone kuti munhu wese haasi kufara nehutongi hwehungochani hwakadai…
Yowee ko ndiko kwazvazosvika
@ kungodhinikana nehutongi hunenge wechikoronyera wakadai mukuru. These Mambo’s should be fair.
Ichi chidare chine varume vakuru vaka dhakwa brain.mambo avi vari very greedy.
Kundodai mombe
Vadhara ava vanoda kuiswa mujeri
dai ushe hwaivhoterwa, hameno Makoni angadai ari chii. musoro wacho wrong chaiyo
sure
Mdara mushanyepe imi, hakuna marriage act that forces people to marry in zim. Zvekuti kugara nemunhu 3 months ibhawa talk iyo and also zvekuti iwe ukacheater as man mukadzi is allowed kuita boyfried its a lie. Which country in the world ine law to encourage cheating 😅😅 not zim. Please stop embrassing yourself pihwai the new marriages law iri muchishona turi tuma book muverenge mega and stop embrassing yourself
The changes in marriage laws are 1 across all marriage types in zim everyone has to be 18, the customary yakudhara yanga isingataure age. 2 kuchaya mapoto (civil partnership) yava vanogara vese for years vasina kuroorana ( traditional or civil) in the event they separate they share what they aquired during the time of relationship. Civil marriage old and new has never required roora as part of it requirements. Per customs as black zimbabweans you marry customary first(roora) aka tradition then you go civil marriage, ( law aka registering under civil) kuchata kucourt .
This Court is a shame to the customary laws, Tezvara kupfimba Muroora
Tezvara nemwana wavoo is one thing 6 na 9 they are the same so hapana nyaya
mambo uyu is too corrupt..anotsikirira nyaya zviripachena..tezvara vakanyenga muroora varikubvuma. ndavaripe mwana..mwana akarova baba akapika anogozoripa baba pakudiiivo vakamusungisa akapika sezvavavakatarisira pavakanomusungisa..mambo ava ndevekumama
Makoni mhata yamai vako
Useless