Rather Musiki waZvese including me and you,according to Shona (Mwari doesn’t mean God or lord)it’s an adopted name from a person person few centuries back)hope that’s enough to answer your question brother.👏🏿👏🏿👏🏿
Mwari akuitire nyasha. ida umwe wako sekuzvida kwaunoita iwe. zvino iwe unotaura mazwi akareruka kudai uchizvidza vanhu varikunamata Mwari. ukaona tichinamata positori zviya don judge us nd thot we re primitive NO we re not. We re so modern onl tt we are PURE and not swayed with Missionaries. Joahnne Masowe is a Pure African Church. with traceble roots in Zimbabwe. it can b Chishanu,Mugovera,Jerusarema,Nyenyedzi nomwe,Vadzidzi,Nyenyedzi. its our own internal politics wc barometer re u using to judge US.
Fara Piyo fara Piyo ,, beautiful melody,, listening 🎧 in Dubai 01/01/2022. ,,proudly Zimbabwean 🇿🇼🇿🇼
Ndinonzwa kukomborerwa .mweya wangu unosimudzirwa nemaimbiro akadai.keep it up velvet
Amen ndakamborerwa I love that song from Capetown
Woow powerful,ndanzwa kukomborerwa kukuru kwazvo Fara pio,zvandifungisa my mother zororai murugare tichasanga na pazororo.
halleluya amen katatu kasingagume tinotenda mweya mutsvene wakauya muimba yevatema kuti tinamate tiwanirwe nhaka kumusoro kuna baba
Sowe iri rinowanikwa kupi
Fara piyo fara piyo amen Mozambique now
Love that song ndakomborerwa I can listen it many times amen
Amen 🙏🙏🙏🧎♀️song iyi inondidzoreredza ndangariro dzangu ,👏
Watching from kalahari. I can't understand the language but dakungoty munondigonera
I love the songs tho not getting more of the words.beatiful melody indeed
Ngaafare Pio
Mwari ngavakudzwe nekusingapere
Amen...
🙏amen to yeso
Ndonzwa kukomborerwa nemuchinjiko gara pio
Amen fara pio fara pio l like it amen katatu kasinga gumi
Amen amen and Amen ngatifambe naro Shoko
Ngaikomborerwe Africa 💝💝💝
Charity Sibanda AMEN 🙏
listening in india 29/12/2013🥰😇🙏🙏
very touching and bringing close to God
This song takes me far
Kukomborerwa kweAfrica kududza kukomborerwa kwemasowe kukomborerwa kweVatema
🙏❤️
🙏🙏🙏muchinjikwa mitatu tose
God bless Zimbabwe
Amen tinotenda kumba kwakana
ngaafare Pio pasi nekudenga
Nyika inotya mwari...unoshaya Kuti vanhu vari mu Zanu pf nehutsinye hwavo vakazvarwa uye kurerwa nani
Sowe repa Velvet Baba Owen
Verse iri ino dzororedza Pedro ne muchinjikwa XX Mupa
Pio ndiyani
vanhu vanoimba ava ndatenda hangu
ndiMwari
Rather Musiki waZvese including me and you,according to Shona (Mwari doesn’t mean God or lord)it’s an adopted name from a person person few centuries back)hope that’s enough to answer your question brother.👏🏿👏🏿👏🏿
Kombererwayi wedu
Fara piyoo fara piyoo.amen
2:44 2:46 Amen
Ndirida chaizvo verse iri
Munondigonera chose ndafunga tete wangu mai mtudza zororai murugare
Piyo ambori aniko ndi Jesu kana Idhimoni repamoabites we Balam
I miss kumusha kani zvangu
Zvinoita mambo
Mweya mutsvene buruka 🙏
Ndoriwana kupi sowe mu Germiston Gauteng
Faraa piyo katatu kasingagume
Ndakomborerwa hangu .Fara pio
God
Amen amen
Allelluah Amen
Kune masowe enyu mujhb hre???
Misodzi yangu mokoto😭😭😭
Blessed thou my domain
Ameeeeen
Amen 🙏🙏🙏
Nice
Ameeeeeeen
Amen 🙏
Piyo wedenga
Kwazivai chiremba ndi baba Tonde Cape Town 0678851836
Ndafunga tete wangu mai Mtudza rest in peace aunt 4 years old
Masowe akanaka
ummmm song iyi guys
Fara Piyo!
Who is Pio??
J
Pio is God
Amen
I like it
Areruya
Ngautakurwe muchinjiko uyende kure
Amen and Amen
Amen
Piyo zvinodudza aani???
Ko jhb munonamatira kupi
@@clemenciabenjamin5702 city deep
@@gumbomelia6448 kwana baba Itai?
Gara pio amen
Kukomborerwa kwevatema
I wish
Fara piyo
Rugare kwamuri mapostori
Banu va mwari
.
Anakamba vanonga pito
Kuti kudaro here mutendi
@@velvetmasowe5063 but that's nice, shows cooperation...to charter the whole plane..mhhhh
Mwari akuitire nyasha.
ida umwe wako sekuzvida kwaunoita iwe. zvino iwe unotaura mazwi akareruka kudai uchizvidza vanhu varikunamata Mwari.
ukaona tichinamata positori zviya don judge us nd thot we re primitive NO we re not. We re so modern onl tt we are PURE and not swayed with Missionaries. Joahnne Masowe is a Pure African Church. with traceble roots in Zimbabwe.
it can b Chishanu,Mugovera,Jerusarema,Nyenyedzi nomwe,Vadzidzi,Nyenyedzi.
its our own internal politics wc barometer re u using to judge US.
@@deesystemsmhlambi9198 thus true i appreciate ndatenda hangu
Nice
Amen amen
ngaafare Pio pasi nekudenga
Vatendi vanamata
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen