Can't wait for the vlog.I hope and pray you to get well soon Anesu,May the divinity and Jesus Christ’s blessings be poured upon your suffering soul and take away all your pain.
Munhu asinganwe doro asingapute these people are rare especially kwavanoswera vanhu vanofuririka but this man is one who sticks to his principles keep it up Mr Chidavaenzi
My favourite couple, get well soon Anesu and Ryne well done on being a good husband, continue to love your wife they do appreciate every thing you do for them even zvidiki diki izvozvo
Starch futi ine sugar saka it's not only sugar inoitisa lol😅but sugar inoitisawo belly fat especially mafizzy drinks then l think Ryan dai waitawo warm the milk a bit since urikuti akapindwa nechando and also kumupawo mvura inodziya it also helps
Haa zvimwe nde zvimwe Ryan akabva kumba kune vanhu. He is so caring. Doing all the chores kutokunda vamwe vakadzi. Hope you are now well, Mai Chidavaenzi
Mai Chidavaenzi senior ndinoktendai nekudzidzisa Ryan kti bsa munobatsirana namadam izvi zvinofadza. Once again thank you mai Ryan
Titende. 👏👏
Haaa Ryan one in a million all house chores anoita senge pakuwacha apa ndopafarira zvangu .....God bless him
@Ryan l will say this again, your mother did a good job raising and training you into the man you are, may God continue to bless her.
Can't wait for the vlog.I hope and pray you to get well soon Anesu,May the divinity and Jesus Christ’s blessings be poured upon your suffering soul and take away all your pain.
ndoinonzi in sickness and in health zveshuwa.. this was so sweet ukuchengeta Anesu zvakanaka
Munhu asinganwe doro asingapute these people are rare especially kwavanoswera vanhu vanofuririka but this man is one who sticks to his principles keep it up Mr Chidavaenzi
Mwanakomana anonzi Ryan akadva Kumba kune vanhu mmm mwana akarairwa iyeye ❤❤
Aaaah shame get well soon Amai Chidavaenzi
Mr man you're the best man, every woman deserves a loving husband like you
Amai nyakubereka Ryan 👏👏👏 makabata basa amai .l wish all mothers tiite same thing kudzidzisa vana vedu
Ryan is a Superstar...shame wish all men could be like him ❤also wishing a Speedy Recovery to Anesu😢
May good health envelop you, spurring a quick recovery Anesu , tasuwa chilaugh chiri contagious😢
Thank you mudiwa ❤️🥰🥰
Ndabva ndafunga kumba kwangu chaiko haaa ndozvoitwa nababa izvi zvoitwa pano yooo is so caring kani zvofadza
Well done ryan you did well but l wont lie when we are sick zvedu as women tinozozvinyanya kuyema kwacho😂😂 ndiyo opportunity yacho yekutombochengetwa
😂😂 asi varume vari worse vanotoita kunge vakufa 😂😂😂
@@gambizagambiza8022kkkkk tisiyei kkk
@@gambizagambiza8022 this is a fact of life😂😂😂
@@gambizagambiza8022taura hako varume vanotya kurwara zvisingaiti
Mama Chidavaenzi makarwa kurwa kwakanaka Pana Ryan ,ndatodzidzawo zvakanaka kudzidzisa majaya angu ..Well done Ryan and get well soon Ane❤
Hehehehe ndaiti ndini ndega ndinosanganisa b4 eating 😂😂😂 koo takatowanda💁🏽♀️
mwari kana ndakura muzondipawo murume anenge ryan anyways get well soon girl😘😘
Haaa munodika imi kwete vamwe vanotiitira mashura ❤❤❤❤❤
To us who like before we watch
The cornflakes part😂😂😂😂😂
My favourite couple, get well soon Anesu and Ryne well done on being a good husband, continue to love your wife they do appreciate every thing you do for them even zvidiki diki izvozvo
Anodyiwa ari crunchy kudaro su 😂😂😂😂to me ndoda aite soft ndoisa warm fresh milk
Thank you mai Ryan nekudzidzisa mwana wenyu I wish my son to do this when he grow up
Get well soon Mrs Chidavaenzi and may God bless you with nice car my favourite young couple❤❤❤❤
Its the happy face pa ice cream for me 😹😹
Umugadzirire chicken soup, helps with flu. Anwe lots of fluids.Get well soon Anesu❤
Starch futi ine sugar saka it's not only sugar inoitisa lol😅but sugar inoitisawo belly fat especially mafizzy drinks then l think Ryan dai waitawo warm the milk a bit since urikuti akapindwa nechando and also kumupawo mvura inodziya it also helps
And there at last Anesu's laughter... thought wasn't gonna hear tht laugh today....lm happy to hear tht shows she's getting better already
Ncooh hope you're feeling better now Mai Chidavaenzi , what a blessed husband you have ....❤sending love to you guys 😍xoxo.
Mwari poresai Mai Chidavaenzi...You will be fine Mai Chidaz we love you❤
This couple will kill us with laughter 1 day😂😂😂 hnzi iwewe haus kuzvinzwa kiti zviri kunaka hnt ndiwe wabika😂😂❤❤
Hanzi mirai ndimbokuisirai mic pama cornflakes 😂
Get well soon Mai chidavaenzi Ryan well done on being a good husband continue to love your wife love you so much guys 😍
Ncaaw wow ❤❤nhai anesu wakumunhongepi ryan ndinotsvagawo wangu ikoko😅
Lots of love guys❤🎉
Anesu kungoona ice abva abengenuka 😂😂thank you Ryan for taking good care of our wife
Anesu i hope you now feeling better wena. Ryan thank you so much for beig there for her achirwara ❤
Anesu you are very beautiful amana❤❤l love your eyse and your smile😊❤
Getwell now Anesu ndajaira kuona uchisekerera😢
Ryn urikuzorei get we'll soon Anesu speed recovery ❤❤❤❤
😅😅😅😅kukangira kangira😅😅😅,so sweet❤
What a loving husband ❤❤❤❤
Haaaa mai chidawaenzi vakarayira mwana vawo he is humble ramba vakadaro wena❤
😂😂😂😂😂😂 ende murwere wacho kutaura kkkkkkkk wish u speed recovery Anesu
So sweet ❤❤Get well soon Anesu😊
Anesu you blessed with this loving husband shame 😊
Ndokudai guys get well soon Mai chidavaenzi❤
Vatoliker let's gather here❤❤
Haaaa bathroom yepanze ndizvo mai Chidavaenzi. I also have the same idea yekuzovaka bathroom yepanze kana ndane panguwo.
Get well soon Mai Chidavaenzi .Am enjoying this guys l love my online deputy parents. Tokumbirao mumboita Live paTik tok guys❤❤❤❤
Soon❤️
The cornflakes part haaa Ryan 😂😂😂😂😂
Babe ada sadza 😅😅....get well soon hey
Get well soon mai Chidavaenzi,,, Thanks VaChidavaenzi nekubatsira amai basa rose
Wish you a speedy recovery Mai Chidavaenzi😢❤
Akayitwa operation yeyi🥺
@@LorraineZinyembaKidney stones
get well soon Anesu.ne tuma nice nice ayo kkk you will recover very fast
hurwere heekuti urikutodya huribhoo. Thanks Mr C infact well done
Get well soon ,Inonzi chiiko song yamunogara muchiridza inoti l am satisfied chichichi❤
Mai moyo murikunzwei get well soon tasuwa your laughter
I love it❤❤
wooow this is so sweet amana🥰🥰🥰 pakadai wozodei zvako
Get well soon Mai Chidavaenzi .I pray God heals 🙏 😢 u sooner
I remember when you did bamunini vs my wife Ryans favourite food was rice n beef stew😊
Wish you a speedy recovery Mai Chidavaenzi❤
❤ so sweet love is beautiful, hope she is feeling better now
I wish speedy recovery Anesu . I love you Fam❤❤❤❤
Hello my people much love for you guys keep it up. Mai chidavaenzi get well soon please keep warm dear
I can't wait I love you rynesu family ❤️ 🎉🎉
❤izvi zvakanaka izvi anosvotwa muroyi chete love this
Hope she's well now I'm watching 8 days later
Good job Ryan the flu iri kurwadza. Hope she's okay now❤❤😍😍
Get well soon Mai Chidavaenzi i love you❤❤
Hanzi moyo wehuku 😹😹😹😹
Get well soon Anesu❤❤ could not sleep without watching this vlog❤❤my fav couple
How do you make drink nemauyu guys ndipeiwo recipe
Haa guys imimi kaa ndokudai mhani❤❤❤❤..
Unenge kuneni vakamboti zii kutiktok ndakaita stress ,asi ndakazotvaga Pano ,haa ndinoita kuvaswerera😅😅😊
6:44 its the towel for me 😂😂😂
I’m tired shame 😂🙌🏽
Pano vanokumirira upore wozowacha hako dzawanda😅
Ryan haana kutombokwana hanz inzwai tumukaka😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂...... Anyways get well soon Anesu❤
You are the best guys ❤❤❤
My everyday prayer,l want a caring husband like Ryn
Rayn dai wambodziisa mukaka since wati akapindwa nechando babe wako
😂😂😂😂Mr cooker is the careful for me toti totii
Get well soon Nesu ,flue yacho iriko these ikuita kurwadza
It's a joke in a nice way, turume twezim tunokanga pot. Zuro I also enjoyed zvakakangwa nemunhu rume. I just hope havazoshushura wakatadza kubika
Good choice parice apa
Ndonguva yacho yekutomboyema iyoyo 😂😂😂
Haa zvimwe nde zvimwe Ryan akabva kumba kune vanhu. He is so caring. Doing all the chores kutokunda vamwe vakadzi. Hope you are now well, Mai Chidavaenzi
Get well soon Mai Chidavaenzi ....much love❤
Ahh handiti muri nyama imwe you can share 😂😂😂❤❤❤
Get well soon Anesu ,,,love u guys
Lol so is my husbae with my morning gown 😂
But why 😂😂🙌🏽😭
I don't even know lol bought him his but huh rangu anorida 😂
Maybe it's because it smells like you so he like it
Get well soon mai Chidavaenzi munopora
Ko dai yanga iri prank nhai Vachidavaenzi😂
Flu iyo chibaba ndaiita soon apa hmmmn . Get wel soon mummy
Get well soon mai Chidavaenzi
Kugeza uchidziirwa Anesu 😂😂😂
Its the mina part l died 😂😂
Isong yani yamunoisa pavlog renyu n hamurohwi necopyright hre
Ryan’s brother
@@Ryanesu ko bamnin vanoimba❤❤
Tese tinoda ana Ryan kind of guy mulife medu 🎉❤
aww Anesu get well soon ❤❤❤
Umm mai chidavaenzi musandinakidze kudaro kuzoyema manje kkk
Get well soon my baby gal
Get well soon my sweet 💗 mommy 💞