Mutumbi Wemurume Ayigara Mumugwagwa Kuma Avenues Anofungidzirwa Kuti Akapondwa Wawanikwa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 22 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 64

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 2 หลายเดือนก่อน +7

    Very touching arwadziwa musikana very sorry my dear MHSRIEP

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 2 หลายเดือนก่อน

    Next time tsvagayi vanhu vanonyatsoziva mayitikiro akayita nyaya, kwete kutiwunzira munhu akayita zvekunzwa, arikutoyita zvekufungidzira, musatipedzera time and data bundles please.

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ndabatikana nemusikana uyu😭😭😭

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน +3

    Dai Mwari vakubatsira ,Leo uwane ramangwana rakajeka

  • @NomsaMaseko-kq8ht
    @NomsaMaseko-kq8ht 2 หลายเดือนก่อน

    😢😢mweya wasathani ukuyenderera mberi mxm

  • @NyashaMutema-e2q
    @NyashaMutema-e2q 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mapurisa nemasoja anoshanda nguva yemaElections chete

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mwari batsiraiwo nyika yedu yeZimbabwe

  • @Concilia-d2r
    @Concilia-d2r 2 หลายเดือนก่อน +1

    So sad may his soul rest in peace

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 หลายเดือนก่อน +6

    Munhu ataura pekupedzisira uyo haana chaanoziva maererano nezvigunduru. Right now even vendors are complaining nenyaya yekudzingwa mutown. Vakatorwa vakanochengetwa, vakatozopaza vakadzoka mutown. I wonder kana ambofunga asiti apa muonero wake.

  • @LaytonChizema
    @LaytonChizema 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ko aponderwa mumba here uye mukadzi anga aripi

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน

    Sad story ndarwadziwa

  • @TinotendaChisani
    @TinotendaChisani 2 หลายเดือนก่อน

    RIP 😭😭 😭

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 หลายเดือนก่อน

    Hello guys

  • @bridgetmawere4673
    @bridgetmawere4673 2 หลายเดือนก่อน +3

    Uuum nyika yaipa,vanhu vakungourayana kunge huku😢

  • @RosemaryMabuto
    @RosemaryMabuto 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaoma sorry prim mwari wekudenga akunyaradze

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 หลายเดือนก่อน +2

    Zvigunduru hazvibatsirike nekuti vazhinji misikanzwa Ute vamwe vakutoona seka lifestyle!

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nhy mwari kumastreets kurikutogara vanarume vasvinu nhyimi mwari pindirai kani

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 2 หลายเดือนก่อน

    So sad

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 หลายเดือนก่อน

    Shame😢

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน

    Uuuuu ndarwadziwa

  • @TaraureiMukosanjera
    @TaraureiMukosanjera 2 หลายเดือนก่อน +7

    mukomana uyu anotaura zvinobatika mwari amukombomborere

    • @EllenDuri-k7n
      @EllenDuri-k7n 2 หลายเดือนก่อน

      Amen amen nyika hedu ndoyakawoma zvayo

  • @BrendaChigunha-u5w
    @BrendaChigunha-u5w 2 หลายเดือนก่อน

    Shen Leo zorora murugare

  • @GladysChabata
    @GladysChabata 2 หลายเดือนก่อน

    Yangova inini inini inini

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 2 หลายเดือนก่อน +2

    Anoda amai vake

  • @BrilliantZibwowa
    @BrilliantZibwowa 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma....sry dear

  • @jaspernambala
    @jaspernambala 2 หลายเดือนก่อน +1

    Hezvo ko vanotodanana nekuhurana futi😢😢

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 2 หลายเดือนก่อน

    Rip

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma sure

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 2 หลายเดือนก่อน +1

    Sylvester naRobert vanhu vaviri here or one munhu

    • @Concilia-d2r
      @Concilia-d2r 2 หลายเดือนก่อน +1

      Munhu one Robert ndiye Sylvester

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 2 หลายเดือนก่อน

      Kk veduwe ma brothers imi​@@Concilia-d2r

    • @plaxedesmataruse1399
      @plaxedesmataruse1399 2 หลายเดือนก่อน

      Shemu powefull bhudhi Mwari vakurangarire RIP Leo

    • @hessiemaplanka2732
      @hessiemaplanka2732 2 หลายเดือนก่อน

      I think there are brothers

    • @sheillahchakanyuka1260
      @sheillahchakanyuka1260 2 หลายเดือนก่อน

      Robert naslyvester mabrothers ayo

  • @pamhimuzanenhamo
    @pamhimuzanenhamo 2 หลายเดือนก่อน +4

    Kozvaanenge mwana mudiki uyu

    • @maideyirabvu7394
      @maideyirabvu7394 2 หลายเดือนก่อน +1

      Zvigunduru are mostly young people

  • @MoreblessingMatirasa-x4j
    @MoreblessingMatirasa-x4j 2 หลายเดือนก่อน

    Yoh givhi

  • @mkomatee6350
    @mkomatee6350 2 หลายเดือนก่อน +1

    Akapondwa nevamwe vake

  • @RutendoMuranganwa-l1d
    @RutendoMuranganwa-l1d 2 หลายเดือนก่อน +1

    Munhu ngaaende kunogara kumusha kwete izvi

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 2 หลายเดือนก่อน +4

    Haa vana ava vanorwadzisa.ko kumba vanotizeiko

    • @stembenimuhwati9313
      @stembenimuhwati9313 2 หลายเดือนก่อน

      Zvinorwadza kuti mwana anenge anyanya kukanganisa seiko kusvika pakutiza kumba achinorarama hupenyu hwakadai chokwadi ummm

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz 2 หลายเดือนก่อน

      ​@@stembenimuhwati9313ha zvakaoma

    • @SibongileNdlovhu
      @SibongileNdlovhu 2 หลายเดือนก่อน +1

      Nzara vamwe vane vari nherera

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 หลายเดือนก่อน

    Eish hupenyu so

  • @EllenDuri-k7n
    @EllenDuri-k7n 2 หลายเดือนก่อน

    Sorry daughter

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zvinokunzwa chose

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 2 หลายเดือนก่อน +2

    Tisvikewo pano

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 หลายเดือนก่อน +1

      @tracychiumba1436 svikai svikai sisi Tracy tokutambirayi nemufaro.😊

  • @Kete-rp6sy
    @Kete-rp6sy 2 หลายเดือนก่อน +1

    Uuuuu

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน

    Uuuuu upenyu hunorwadza

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 หลายเดือนก่อน

    Haaaaa,shame

  • @EbarmoreGomera
    @EbarmoreGomera 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaoma

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 2 หลายเดือนก่อน

    Kunotengwa drug never hapana anokuudza …

    • @tynashnecs
      @tynashnecs 2 หลายเดือนก่อน

      Kkk havafumuri base ava

  • @Anotidaishe-m9d
    @Anotidaishe-m9d 2 หลายเดือนก่อน

    Shame

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 หลายเดือนก่อน

    Rip