kuparadzanisa mhuri nenhema Senzeni

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 ต.ค. 2024
  • 😂😂😂

ความคิดเห็น • 54

  • @sibongileshoko6066
    @sibongileshoko6066 ปีที่แล้ว +1

    Step pakufamba apo zum zum chairo senzeni ka😂😂😂😂❤

  • @norleenround1938
    @norleenround1938 2 ปีที่แล้ว +2

    Kufamba kunge zoom zoom zvake mwanasikana apedza kurwisa vanhu🤣🤣🤣🤣🤣🤣
    Well done senzeni ndkunzwira tsitsi kunge ndichachema
    Makuhwa akaipa anoparadzanisa 🙏♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️lesson learned 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @Stella-pk8db
    @Stella-pk8db 2 ปีที่แล้ว +4

    Kumaraini hakudikani and we learnt kuti kuhvara mromo kwakanaka kkkkk pastep ndoopawandipedza kkkkk keep it up

  • @josephziyadumah4404
    @josephziyadumah4404 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni step same neya solo kkk

  • @evelynemukanyangi5811
    @evelynemukanyangi5811 2 ปีที่แล้ว +6

    Regai senzen atiwo makaromba sure Mota madoro anodhura Senzen achipfeka dress 1 kubva gore richitanga😂😂😂😂😂😂

  • @jappiemutezo4377
    @jappiemutezo4377 ปีที่แล้ว +1

    Hahahah hanzi muri kuda kuenda kuAmerica musina kana ne birth

  • @preciousmusende7031
    @preciousmusende7031 2 ปีที่แล้ว +4

    Step yako senzeni inondityora 😂😂

  • @lucringo6798
    @lucringo6798 2 ปีที่แล้ว +3

    🤣🤣🤣🤣🤣 ndagara ndaseka

    • @lucringo6798
      @lucringo6798 2 ปีที่แล้ว +1

      @Mr Rutenga Music bhoo zvekuti

  • @lastnyamandi3754
    @lastnyamandi3754 2 ปีที่แล้ว +3

    Senzeni mabasa anotova nemurume iyewu

  • @Stella-pk8db
    @Stella-pk8db 2 ปีที่แล้ว +4

    Well done senzeni it's a big lesson to everyone iuti mahwirawhira haana kunaka watching from Duban

  • @edithkutira2714
    @edithkutira2714 2 ปีที่แล้ว +1

    Ane benzi ndeanerake,kudzana anopururudza.zvinovomupa ani senzeni.sekuru decided to focus on Senzeni's strengths havo

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. ปีที่แล้ว +1

    Todii naSenzeni

  • @delightmusara7169
    @delightmusara7169 2 ปีที่แล้ว +1

    Ini ndini senzeni chaiye i can relate😂😂😂😂

    • @luckymazhambe8211
      @luckymazhambe8211 2 ปีที่แล้ว

      Ummmmmm usazodaro wena unofa nekurohwa kkk

  • @julianadchangachirere5487
    @julianadchangachirere5487 ปีที่แล้ว +1

    senzeni guhwa akanyanya ndabvuma hanku

  • @sibongiletafa1507
    @sibongiletafa1507 2 ปีที่แล้ว +1

    Veduwe

  • @faithchidanhika7409
    @faithchidanhika7409 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni bodo🙌🙌🙌

  • @stellamhlanga5273
    @stellamhlanga5273 2 ปีที่แล้ว +1

    Ndimhoreseeo Wezhira plz from Capetown

  • @plaxcedessanyamahwe8686
    @plaxcedessanyamahwe8686 2 ปีที่แล้ว +2

    Step manje senzeni chiitavo munhu kwaye Kuna sekuru dzimwe hama hadzitode kugara newe vazvionera

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa 2 ปีที่แล้ว +2

    Wezhira wezheve

  • @mphosibanda2774
    @mphosibanda2774 2 ปีที่แล้ว +2

    Amwe mabasa atinoita anenge asingadi Senzeni 😂😂😂😂

  • @fungaichamisa3110
    @fungaichamisa3110 2 ปีที่แล้ว +1

    Bee so hayi

  • @Militarya549
    @Militarya549 2 ปีที่แล้ว +1

    Ko kuzonyora nyora pasi Senzeni ndokudiii kkkkk

  • @cathiemagwe5876
    @cathiemagwe5876 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkk Senzeni usadero sekuru

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola8291 2 ปีที่แล้ว +1

    Step yokubva pavanhu vasenzeni iiii

  • @vongaiteclabunu2482
    @vongaiteclabunu2482 2 ปีที่แล้ว +1

    Ndatanga kutoseka ndisati ndanzwa nyaya senzeni ibasa kkk

  • @nancymushambi1922
    @nancymushambi1922 ปีที่แล้ว

    Ko.iwe Senzeni step yako iyo bho hre

  • @veronicamufushiwa8890
    @veronicamufushiwa8890 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkkkkkk Wezhiraka atleast sekuru vakuregerera wochigar zvakanaka nasekuru

  • @lorainemugebe1046
    @lorainemugebe1046 2 ปีที่แล้ว +1

    Nhasi wadzikama Senzeni

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 3 หลายเดือนก่อน

    Senzeni ibasa chairo

  • @retinamukasvi3529
    @retinamukasvi3529 2 ปีที่แล้ว +1

    Moyo wekubereka wakurira sekuru hanzi ndokugamuchira muzukuru wangu. Zvekudiridza nekubika haaa number one kkkkkkkkk. Mazvita shumba👏👏

  • @AliMazhonga-nl6os
    @AliMazhonga-nl6os ปีที่แล้ว

    😂😂😂😂😂😂 Senzeni to de fullest yoo kuzoita semwana mudik

  • @faithchamisakwirirai8109
    @faithchamisakwirirai8109 2 ปีที่แล้ว +1

    Bhotoro rasekuru radzoka😆😆😆

  • @sibogold
    @sibogold 2 ปีที่แล้ว +1

    I love you Senzeni

  • @abednicomauto3616
    @abednicomauto3616 2 ปีที่แล้ว +1

    😂😂😂😂Senzeni again

  • @mammag4868
    @mammag4868 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni makuhwa apere iwe

  • @renmhere9958
    @renmhere9958 2 ปีที่แล้ว +1

    First to Coment senzeni

  • @stellamhlanga5273
    @stellamhlanga5273 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkkkkkkk you always put a smile on my face

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk zvemubobobo 😃😃😃

  • @tinovongatinarwo566
    @tinovongatinarwo566 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni ungapfungamise sekuru hr

  • @jeremiahmachingambi8702
    @jeremiahmachingambi8702 2 ปีที่แล้ว +1

    America Senzeni kwaaa

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 2 ปีที่แล้ว +1

    Hey Senzeni Bee Wezhira

  • @maybemabuyangwe2064
    @maybemabuyangwe2064 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni ma1

  • @praisemlambo1503
    @praisemlambo1503 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni usadaro sekuru unopedzisira usina pekugara

  • @freemanshereen5277
    @freemanshereen5277 2 ปีที่แล้ว

    Mai wankyamwisa avo can act, hanzi ndosiya ndakurikita pano kkkkkkkkk

  • @alphamahachi1533
    @alphamahachi1533 2 ปีที่แล้ว

    😄😄😄😄😄😄😄

  • @nonnymaficq3405
    @nonnymaficq3405 2 ปีที่แล้ว

    😂😂😂

  • @chiedzamadanhire9199
    @chiedzamadanhire9199 2 ปีที่แล้ว +1

    Senzeni haaa unozorora kkkkkkkkkk