TM, as much as I don't like that person, her citizenship status can never be revoked because of her social media outbursts besides maybe if it involves terrorism or such things
Vanhu tinopisiswa nana T kana a funga maLikes , stars. Zimbabwe I moshandisa which law to deport munhu from another country. Which criminal charges have they charge her. Extradition procedures dzakaitwa rinhi
@@abigailcharakupa8490 I was responding to Jones lack of appreciation of International law. Anga ati Zimbabwe inomu deportee , that’s why asked using which law muNyika isiri yavo. Ireland can-do that not Zimbabwe, hauna kunzwisisa statement nyangu read again . I don’t belong or Munhu. Just correcting Jones and some you do not state laws and international law. Read around deportation and deportation. Different things and different procedures
Iwe ndiwe dofo last number...Ketina is a facebook bully everyday kutuka mai Bwanya mira henyu muone..Chris knows thts y asingade kubuda pazvima live zvaKetina..
Kutonhodzwa kwachauruka
Inga ayiti she is untouchable, ?
Iriwo iri duzvi iri. Inga wakamboti wakuita zve church. Zimbavha
Nhs zvako anofunga kuti Ketty angatadza kupinda SA nekuda kwake hre
Haa maitoti ishuwa here kuti vatendeuka. Kustsvaga content kuya
Kwa Kwa👏🏽
TM, as much as I don't like that person, her citizenship status can never be revoked because of her social media outbursts besides maybe if it involves terrorism or such things
There are other crimes which have been cited. We shall always be foreigners outside Zim, PR can be revoked.
Vanhu tinopisiswa nana T kana a funga maLikes , stars. Zimbabwe I moshandisa which law to deport munhu from another country. Which criminal charges have they charge her. Extradition procedures dzakaitwa rinhi
Vanoshandisa Petition, inoita a number of people vanosaina then u face deportation, inetenge yakanyorwa zita rako nema reasons acho
@@abigailcharakupa8490 I was responding to Jones lack of appreciation of International law. Anga ati Zimbabwe inomu deportee , that’s why asked using which law muNyika isiri yavo. Ireland can-do that not Zimbabwe, hauna kunzwisisa statement nyangu read again . I don’t belong or Munhu. Just correcting Jones and some you do not state laws and international law. Read around deportation and deportation. Different things and different procedures
TJ you're right about Zuckerb $s. There should be podcast on that!
Zvakaoma chokwadi
Malume manga marova anedzungu Ketty neshaya respect kune vamwe Dai akatorerwa
Tom Jones, you are looking bright and handsome. Nice shirt ❤
pana nhubu ndopakaroya manje kudepotesa munhu aaaaa6
manyawi ose aya akauya zim anonyura
Liar. 😂😂😂😂
Kkkk ini ndaona kunge vari kuzvisimbisa ini. Seriously, munhu anotorerwa van nekudzingwa munyika cuz of Facebook drama? Hmmm suspicious
@@ChiriKupisaPatonaz nhai nhai. 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂munhu anga torerwa vana vake bcz of Facebook makakwana here imi chero vari mu comment section munoona sezvino maker sense here
Iwe ndiwe dofo last number...Ketina is a facebook bully everyday kutuka mai Bwanya mira henyu muone..Chris knows thts y asingade kubuda pazvima live zvaKetina..
uri dofo
@@juliehandityi5784 iwe usingasi chitiudza kuti zvakazoitika here bcz ini ndiri dofo
@@EreminaReginaTarirai ehe wakapusa chaizvo .vana vake ma Irish kana wausingazivi haana right yekubuda navo kana anzi asiye