[1]💥 Murume Afuma Asina kupfeka Pachivanze Pevanhu Oti Arikushandiswa Mabasa Ehuroyi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 16 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 210

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +24

    Aaah shame haasi kutanga kupenga here veduwee😢😢😢 shame

    • @lloydchigowe9933
      @lloydchigowe9933 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Possibly. He does not look okay.

    • @bethechange2335
      @bethechange2335 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@marblemoyo-us9nl obviously munhu anoshandiswa anenge ane kupenga. Most who are mentally I’ll are used mabasa ekuroya. Zvinhu zvitori well known wani.

    • @mercynagengwaru5061
      @mercynagengwaru5061 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Munhu uyu anorwara uyu zvekuroya I'm not sure

    • @mercynagengwaru5061
      @mercynagengwaru5061 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Hapana huroyi apo vanhu kuda huroyi here?

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Kana usati waroyewa,rinoita kunge firimu.Kuramba kuti hakuna varoyi,kutoroiwa ikoko.

  • @TawandaMuperima
    @TawandaMuperima 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +16

    Haaa uku kurasika njere uku hapana huroi apa

  • @Dragonstarfilm
    @Dragonstarfilm 13 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Vatori venhau unoda kuti ataure chii unorohwa nemunhu uyo nhau dzako watorazve,Thanks madzibaba uri mugayas

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +14

    Mental health education is very crucial. Let's be educated about mental health.

    • @TunhumaTatenda
      @TunhumaTatenda 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

      😂😂😂😂 Iko kuroyaaa ikoko here sisi . This isn’t mental health this is black magic zvirikoooo

    • @pelagiamuguti8693
      @pelagiamuguti8693 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@TunhumaTatenda so if u believe in such u must also believe madzibaba vati arikushandiswa. Iye haasi muroyi uyu. You know why I said mental health I fell into depression when I lost my baby. Ndakapedzisira ndakuita sendinopenga hence I said mental health.

    • @TunhumaTatenda
      @TunhumaTatenda 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@pelagiamuguti8693 I am not saying you should believe in it but I am just saying zviriko. I am really sorry about losing your baby that’s a terrible experience

    • @pelagiamuguti8693
      @pelagiamuguti8693 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@TunhumaTatenda it is well my brother I hope the truth comes out pa this guy if it's mental health awane help if it's witchcraft abatsirike

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      ​@@pelagiamuguti8693ndokutopenga kwachozve. Umwe anopenga briefly. Umwe zvachose.
      Saka mati mental health meaning utano hwepfungwa. Dzodambuka futi.

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +12

    People must know kuti nyangwe muroi munhu.....we must respect them. Pane kushandiswa kurikuitika muupenyu...zvakaoma.veduwee

    • @AgnesMaradzikwa
      @AgnesMaradzikwa 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@maiyeukai9346 pakaipa. Hama kkkk unoseka nhamo serugare

    • @newtonmukodzi930
      @newtonmukodzi930 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@maiyeukai9346 ndazviona kt unoroya muchatipedxe

    • @EginahKajokoto
      @EginahKajokoto 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Gogo vandinakidza hanzi tiri venyama tikadudzira tinorara tafa

  • @ShadreckMusasa
    @ShadreckMusasa 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Unobva watoona vamwe vachiseka asi munhu achitambudzika

  • @thepeacehubzim4203
    @thepeacehubzim4203 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +11

    Our country really needs to be educated on mental health issues, its so sad how we quickly judge n relate everything to witchcraft,,maybe someone has some mental health challenge and dealing with it this way ,,may not help the person

    • @thandekilesibindi6111
      @thandekilesibindi6111 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Mental illness yavako ndeyekutiswa huroika.kwainozivikanwa ndokwairi kubikwa.tisabhatwe nedzidzp yacho

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nhai​@@thandekilesibindi6111

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chikoro chip chaunotipa,isu tione Hama dzakaroiwa ,upfumi

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chaukumboti mental health chiiko?

    • @M-atomb0.
      @M-atomb0. 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      The problem in Zimbabwe is ruzivo hapana primitive minded iwe ndiwe unotoitwa benzi this guy needs help. Hapana zveuroyi apa ndosaka vazhinji vachidyirwa Mari nezvimafundisi, nezvin'anga zvenhema pfungwa dzishoma

  • @JulietGora
    @JulietGora 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +9

    Too much stress kana kuno ku U.k vanhu varikungotanga kumhanya vakashama kupenga chaiko pfungwa dzinenge dzawandisa

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Sure hako iwe ndaona semunhu arikutanga kurwara pfungwa

  • @MariaMachemedze-y9c
    @MariaMachemedze-y9c 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +9

    aah shame pamwekudaarikushandiswawo zvashuwa mwari pindirai

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +10

    Vanhu tirizvituta chaizvo: saka hamusi kuona kumuroyi ndiyeye arikuzviti Muporofita? Ndiye arikushandisa mukomana uyo , zvinoachaba mari yakawanda kumhuri uye kuvanhu mese musirikuona izvi

  • @joicegaredondo9385
    @joicegaredondo9385 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mental health is real .kwete kungoti muroi pamwe kutanga kurasika njere veduwee 😢

    • @VmailMudzu
      @VmailMudzu 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadii

  • @luciamangwende4656
    @luciamangwende4656 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Vanhu dzidzai kutuzira kuna Mwari in what ever situation naMwari apana chinoramba find a living Church for the deliverance of that boy and the family too

  • @felixtom663
    @felixtom663 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +9

    Happy to see hapana n'anga or mupositori ati ndini ndakaita kuti adonhe👌

    • @thandiwencube2533
      @thandiwencube2533 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Kkkkkkk ma1

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Iyeye Muporofita arikutaura apa ndiye muroyi wacho

    • @LynetteChakabuda
      @LynetteChakabuda 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂😂​@@makanakamaenzanise3602

  • @PinteMabokela
    @PinteMabokela 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Zvakaoma yooh vanhu vasadaro veduweee iye Dai Ari muroyi atooneka kare vamwe varoyi vanotooneka wani

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Ko saka chikusekesa chiii nekuti vanhu vese varikushandiswa saka kusekana ndekwei

  • @simonmazendame
    @simonmazendame 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Elisha atoyisiwa pa silent mood Neva royi Kuti vasafumugwa

  • @beekays436
    @beekays436 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Mental Health. Mental Health Mental Health. Shame on our rogue government, please educate people about zvirwere zvepfungwa, KURASIKA NJERE. So sad, Lord have mercy 😢🇿🇼

    • @TauraiMutasa-pc4pd
      @TauraiMutasa-pc4pd 15 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Correct, making mountains out of an ant hill, this purely a mental case and nothing more!!

  • @MercyTakaidza
    @MercyTakaidza 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Uyo mubatsiri ndamufarira zvangu ,vasinaya nevarikutsvaka mari vamazuvano.

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Yaaah ini angidaidzira mari haaa zvinenge zvatosiyana.Munhu anotenda achitanga kudya here or apedza kudya ozoti ndaguta maita basa.Ndini ndinozotenda kana ndaona zveshuwa kuti ndabatsirwa

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Aah madzibaba wat wat yatoo yenyu nyaya mawana basa ko kutaura kunge mukadzi

  • @shupidongo2867
    @shupidongo2867 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Veduwee this man is suffering from Dimetia

  • @MuchandidaChimusasa
    @MuchandidaChimusasa 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Varoyi variko kana takazogara zvedu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @joylineRuzvidzo
      @joylineRuzvidzo 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@MuchandidaChimusasa Hanzi aneasairirwa varimudenga akadonhera Pasi ndofunga vavatadzakuwirirana endefuti 😂🙌 ..sahwira mukurusa wasabhuku pane basa

  • @manasschibanda
    @manasschibanda 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Danai doctor👨‍⚕ arapwe, hapana nyaya apa

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 13 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ibvapo Dai uriwe vaida kuti mhepo ikubate kurara wava munhu mukuru hauna tsitsi sei madzibaba thank you

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Kkkkkkkkkkkkkkk aramba kutaura ,manje achagara sei mudunhu ,zvafumuka

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Vanhu musazodaro sooooo munhu arikushandiswa uyu finish and klaar

  • @LondiaMaisiri
    @LondiaMaisiri 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvinopisa tsitsi Mwari ngavapindire nokuti zvikaramba zvakadai anozviuraya nokuti zvinorwadza izvi

  • @SandraZuva
    @SandraZuva 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Akuna mupengo anokumura hembe ,,,varoyi ndivo vanodarooo

  • @priscillahchiromudzimu1632
    @priscillahchiromudzimu1632 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Muroyi wekudiiko munhu ane dimesia uyu nxaaa mazimba pfungwa dzakawora

    • @CatherineMwale-n6u
      @CatherineMwale-n6u 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@priscillahchiromudzimu1632 sure chikoro chishoma

    • @tkn140
      @tkn140 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +5

      Hadzina kuora. Hatina kudzidziswa. Iwe wakuzviziva nekuti wakazodzidzawo nezvazvo

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ipai vanhu zivo not kutuka vanhu that’s bad apa urikuti mazimba and yet u are a fellow Zimbabwean. Tese tikaziva kt tiri vanhu vamwechete zvingabatsira tikava ne spirit ye oneness. Sibantubanye guys let’s educate each other rather than than kushoropodza. Love is patient and kind ……

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvatinofamba tichiti tisu takadzidzi ku Joni uko kkkkk ma zimba hapana zvinozivikanwa

    • @PinteMabokela
      @PinteMabokela 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Musatuka pfungwa dzevanhu henyu vanhu vanoshandiswa vasingazive sure kana musati mazviona

  • @emmanuelvureya4435
    @emmanuelvureya4435 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ngavaende kwa Sekuru Mukotsanjera Shumba ye Ngozi Neva Royi…apo anondopona

  • @mercychiveso110
    @mercychiveso110 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    Nyaya iyi ndakainzwa pa bhozhongora shuwa shame zvakaoma

    • @nyaradzomarozva5715
      @nyaradzomarozva5715 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

      But hadzisi dzese nyaya dzinotaurwa kwabhozhongora dzechokwadi dzimwe ndedze kunyepa unozonwa wanhu wekunzvimbo iyiyo wakucomplainer kt bhozho anonyepa hakuna zvakadaro

    • @massiveangellaemmanuel-vv7tu
      @massiveangellaemmanuel-vv7tu 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @nyaradzomarozva5715 anenge anyeperwawo bhozho wacho coz anenge asina kusvikako ane anglia kunzwa but kana azosvikawo yaa

    • @nyaradzomarozva5715
      @nyaradzomarozva5715 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@massiveangellaemmanuel-vv7tu yah taura zvako the best kusvika paground

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    The moment pamangoti vaavanhu vechichembere ndabva ndaziva kuti pane vakaiswa patarget. Hamunyari here kutargetar vanhu vemuraini. Vanhu ivavvo vanenge vane twunhu twavo saka dzaashanje

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Yaa pakushandiswa zviriko shuwa ndakambotoona futi umwe mukadzi aichemwa kwaSekuru Tasvu vakazomubatsira atowanikwa Ari kumanext door akashama

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Waaakupenga kwete kuti muroyi

    • @ellykaziee8944
      @ellykaziee8944 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Akatyora mhiko dzezvigure

  • @DoroGonzo
    @DoroGonzo 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Yoweee Inga zvakaoma

  • @evlynmapfumo7475
    @evlynmapfumo7475 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Voice raprophet ndokumbirawo kuona face yavo ...vane kakutsenga masese

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhu vanopenga ndivo vanhu vemuraini varikuti muroyi. Munhu uyu haaroye because varoyi havaroye husiku. Muri mapenzi mese ikoko hamuzive kuti munhu uyu arikurasika njere or ane mental health issue. Munopenga imi raini rese

  • @emapsdkmzo2158
    @emapsdkmzo2158 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ngatitore both sides,1.Munhu ngaanoongororwa nanaChiremba wenjere.2N'anga nemaporofita tipei side renyu.Munhu anoshandiswa angaziva here kt ndiri kushandiswa here ? Iye achishandiswa.Hamenooooo

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Muendesei kun'anga anotemwa nyora zvinopera

    • @AbigalAbigal123
      @AbigalAbigal123 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂😂😂

  • @agneszulu3059
    @agneszulu3059 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Panenge panetuchembere mburu toshandisa vamwe

  • @tumiraitarwirei6230
    @tumiraitarwirei6230 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ndekupiko kune huswa uko vamwe tikuchema huswa hwemombe

    • @CookingwithPauline
      @CookingwithPauline 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@tumiraitarwirei6230 kunoratidza kuti kunenge kunobuda goho rakanaka.

  • @lobbychikonamombe1559
    @lobbychikonamombe1559 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Mutoriroooo unozviiyaaa

  • @SineyaTeketani-u6o
    @SineyaTeketani-u6o 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ahanwe mutoriro here

  • @geraldsaratiel4128
    @geraldsaratiel4128 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mental health is true

  • @Innocent-i7q
    @Innocent-i7q 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhu vekuMalawi ava vachatinetsa muZimbabwe

  • @Lettymasibae6771
    @Lettymasibae6771 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    I think arikutanga kurwara nepfungwa, shame zvakaoma sure

  • @RueDongo
    @RueDongo 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Erisha here or Elisha😅😅😅😅

  • @BezzleMoyo-ln1qe
    @BezzleMoyo-ln1qe 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ndopakati sabhuku uku kwete sabhuku vamwe vatinoona vanochityiwa nevhu sabhuku ava ñdopakati sabhuku

  • @TadiousMabasa
    @TadiousMabasa 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Aaah vakomana hanty ndivo vanotaura zvekutsomwa here ava after guka consumption.

  • @DorcasMakwachata
    @DorcasMakwachata 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Kkkkk hanzi pamwe atoenda

  • @Bomani_Corgan
    @Bomani_Corgan 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mental case please, Zim should wake up

  • @benmushoni1318
    @benmushoni1318 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Take him to the hospital... This is a mental problem.... From what that Man said kuti pane zvinoitika..... He needs help

    • @ellykaziee8944
      @ellykaziee8944 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Akatyora mhiko dzezvigure

  • @Nomhle965
    @Nomhle965 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂😂😂😂money matters sungai munhu uyu anotaura chokwati😂😂😂😂😂😂😂aah God eish Zimbabwe ndzara

    • @ellykaziee8944
      @ellykaziee8944 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Akatyora mhiko dzezvigure- rough

  • @belindamangoti692
    @belindamangoti692 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Maiwee na chief Makope munochiona😂

    • @BeatriceTonongera
      @BeatriceTonongera 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@belindamangoti692 ndokwa Ekedi handitika, veduwee mwari pindirai

  • @LocaGwena
    @LocaGwena 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kushandiswa uko most pple ar used vasingazive kana kut vasingade zvekut unless vatobatsirwawo nevanogona zvoramba zvichienderera

  • @synodianyakudya3510
    @synodianyakudya3510 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Chimutora unomusiya kuHoward or Ku Rosa hospital,hanty arikunzi akuvara here.

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 14 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Anofanira achishandiswa nevaroi. Kune akambozviita kumaraini kumusha uko..akazviita ka3 achifuma ari kuDam rekumusha apa achinzi aigara kuHarare kubasa. Aizoti anamatirwa ndipo paaizotaura kuti handitozivi kuti ndabva sei kuHarare. At the end pakazobuda pachena kuti kune vaive kumusha vaisada kuti ashandire mhuri yake KuHarare. Vaida arambe angori muVillage achizoita maricho mumaraini . In short tingati ange apihwa mhepo yechirombe rombe. Vahu vane jealous kunze uko. Varoi vakangwara . Chero kuhope vanhu vakarara kunonzi varoi vanoshandisa chero face dzevamwe vanhu kuri kuda kungovenganisa vanhu vasina mhaka.

  • @dexternengomasha7579
    @dexternengomasha7579 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kana akambojoina gure akatombinda muhuroyi

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Anogona kunge achiri kudiwa kuzvigure saka vanenge vachiti uchadzoka chete or unokaura zvasqngana nehama dzake wo shame pakuda vanogona kwete kudzidzira Mwari pindirai

  • @PamelaTafamashazhu
    @PamelaTafamashazhu 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Endesai mwana uyo kuchipatara hanzi akuvara

  • @ellykaziee8944
    @ellykaziee8944 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhu vakajoina zvigurevanoto roya hazviperi it’s a shame.

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 14 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Anogona akurwara nepfungwa cy atiza hembe mumba memupfanha wake

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhai Mwari wangu

  • @RuthMoyo-t4i
    @RuthMoyo-t4i 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Yoooo zvakaoma hazvo

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvinoda jesu

  • @matibisachatyoka
    @matibisachatyoka 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Haaaa chiweshe varoyi variko zvoda sekuru shumba izvi

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 13 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Bata vanhu vano mu shandisa sorry Elaisha

  • @annymaru5295
    @annymaru5295 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Munhu uyu arikurwara muendesei ku chipatara imi vanhu muroyi wekudii ipapa

  • @TambudzaiMarewo
    @TambudzaiMarewo 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Aaaaaaa zvakaoma,sure musha wedu chiweshe wareruka

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Munoreva kuti vanhu vese havaziye here kuti munhu akaputirwa haaataure

  • @siphiwengwenya1606
    @siphiwengwenya1606 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Leave him .he is not going to talk they hold his mouth we talk about witchcraft here 😅😅😅they are watching you from far

  • @NyashaManatsa
    @NyashaManatsa 15 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Saka muporofita abva asvikirana nemuroyi imika muchapusa

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Aaaa nenge arikurasika njere 🙄🙄

  • @Innocent-i7q
    @Innocent-i7q 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vasigazive huroyi endai kudivi renyu. Vanoziva uŕoyi voendawo divi ravo

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Kubudira chamboko 1 chte anosimuka achinanga kumba uyo

    • @marblemoyo-us9nl
      @marblemoyo-us9nl 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Sadaro cuzie...anenge ari kurwara uyu srs

    • @nyaradzomarozva5715
      @nyaradzomarozva5715 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@marblemoyo-us9nl yh ukadaro ndobvuma not zvekuti ayedzerwa achiroya zvirikutaurwa kunyepa uko

    • @marblemoyo-us9nl
      @marblemoyo-us9nl 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@nyaradzomarozva5715 yah dea even face yke chaiyo zviri kuonekwa kt pane oke isiri kudhonza zvaknaka

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Mweya weviolence....yuwiiii😮

  • @ThendoTshada
    @ThendoTshada 7 นาทีที่ผ่านมา

    Haa kutengwa nemaporofita uko akawanda macases arikuitika zvichikonzerwa nemaporofita anoda kutsvaga mbiri

  • @SekaiMhlanga-t3c
    @SekaiMhlanga-t3c 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Shem zvakaoma mufunge mwari ngatibatsi

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kutorwa pfungwa uku hapana huyoi apa

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 14 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mapurisa haana nyaya apa dzouroyi havanei nadzo ndedza mambo

  • @it3788
    @it3788 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Matsitsiaya😮

  • @memorytutayi9059
    @memorytutayi9059 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mmm

  • @HappinesGwenzy
    @HappinesGwenzy 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Prophet miracle paul is best please guys

  • @jonathantegama4858
    @jonathantegama4858 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    chirungu munu chiwanza hanzi hakusi kupenga vambokushanyira unowona kuti even mubible varimo

  • @BrightonChiyungu
    @BrightonChiyungu 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Zvakaoma shuwa

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Apa unenge urikutorota urimumba apa uri miles away zvako

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mutoriro

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Panwe ari kushandiswa 🥲🥲🥲🥲

  • @shingimavingire620
    @shingimavingire620 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Haasi kuroya uyu pane zviri kuitika

  • @HildaKurauvone
    @HildaKurauvone 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Pakaipa

  • @ShadreckMusasa
    @ShadreckMusasa 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Munhu haana kudonha atobva kwaabva achitiza kumba

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mwase gwan clear😅

  • @LindaMSN-yi8iy
    @LindaMSN-yi8iy 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Endesayi munhu awonekwe kuma doctor. Kwete makuwa netumachechi twenema. Musayise hupenyu hwemukomana uyu kunezwe Church.Munhu ngayendesve ku hospital its Mental illnes.Mabhoyi kumanyira huroyi murikutopedza nguva.
    Sabhuku abana hunyanzvi hwekuwongorora chirwere chakadayi. Ngavasunhungure mukomana uyu ayende kunowonwa nenyanzvi vanamazvikokota

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Back to 1625😂

  • @TakudzwaPMakuwatsine
    @TakudzwaPMakuwatsine 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mufc uyu ndinomuziva ndaishanda Ku C tichipeka peas haaa ndabatikana.

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Veduwe zvakawoma shuwa

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 17 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Dimentia

  • @EmmahSimiyawo
    @EmmahSimiyawo 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mishonga yezvigure iyo

  • @nigelhartzenberg8324
    @nigelhartzenberg8324 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Varoi ifai tizorore veduwe

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 20 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma kuroyiwa

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 23 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dzaakutacha. Shot dambu. Kkkk