You are one of the few revelational gospel singers I have since encountered in my life. May the Holy spirit continue to inspire you my brother. You touch many souls through your music
You are the my brother, ndaingonzwa music yenyu ndisingazive kuti ndoitsvaka ndichiti chiii pese pandavhurira you tube ndaifunga kuti ndi Trymore Bande now ndakuwana u are my best thank you so much you are doing good, I wish you to go far nethis music lots of love brooo
I love 💕 this song , mashoko aripamhanzi iyi madzamu , I wish dai tikadzidza ku music 🎶 yemurume uyu , let's enjoy his music anogonesa munhu uyu ngatimusimudzire vadikan
🥂to us vatanga kuisa comment vasati vaterera🤣mkoma Ben you never disappoint ❤️
Mweya mutsvene bvumai kuti matondiregerera mweya wangu uzorore 😢
Music yenyu inorapa mkoma komborerwai nashe💞🙏
Amen
Ndinodzamirwa zvakanyanya nedzimbo dzenyu
Ndinobva ndanzwa Simba rekupinda mu Prayer
Manyama e song
Hanzi na madam makawana national anthem yenyu ka . Unogona wang
Mweya mutsvene garai neni mundidzidzise😢
Powerful lyrics bra
Ndichimbori mwana waMwari here inini
Am asking myself the same question here ....
Pfuunzwai mberi naJehovha makaita basa nesong
Mogonesa my king 🤴
Uyu murume uyu 😊
Job weldone Ben
You are the best
Now i believe kuti mwari ariko chero ndisati ndamuona but aniko chete 😢
Powerful song
Rambai makadaro mukoma
This guy us very intelligent
Ndauyawo nemutoro wezvivi zvangu
Handisati ndanonoka ..ndinobvuma ndakatadza ndakabata zvamakandirambidza 🥲🙏🙏🙏
Well done bro
Mweya mutsvene garai neni pasi mundidzidzise. Zvandisingaziwe torai nguva yenyu mutsanangure. Zvandisangaoni nameso ndakumbira mundiratidze. Asi musati matanga zvenyu Mweya vaMwari ndivimbisei. Hamundisiye, hamundirambi, hamunditize, hamuzonyari neni. Hamundisiye, hamundirambi, hamunditize, hamuzonyari neni.
Nzeve yangu yashamira, nemwoyo vangu wazaruka. Mweya mutsvene garai neni pasi mundidzidzise.
Makanzi muchapupurirana nemweya wangu kuti ndiri mwana vaMwari. Chinditaurirai zvandakuonai, ndimi makabva Kuna baba. Kuti Mwari anombotaura here zita rangu. Dzimwe nguva ndinoronga mashoko akanaka ndozobuditsa anobaya. Ndichimbori mwana vaMwari here inini?
Ndakadzokorora kutadza zve kubva zvamakambondiregerera, asi kuti ndizvireurure, kuzvikudza kwangu kuno ramba.
Ikezvino ndavekutya rufu kudarika zvandinotya Mwari. Nditsvagireivo zita rangu mubhuku yaMwari yohupenyu.
Mweya mutsvene kana mariona mundinyemwerere munyarare.
Mweya mutsvene garai neni pasi mundidzidzise, zvandisingaziwe torai nguva yenyu mutsanangure. Zvandisingaoni nameso ndakumbira mundiratidze. Asi musati matanga zvenyu, mweya vaMwari ndivimbisei Hamundisiye, hamundirambi, hamunditize, hamuzonyari neni.
Zuro rino zuro rino zuro makambopoka vakaremerwa. Ndauyavo nemutoro vezviwi zvangu ndisati ndanonoka. Ndine mhosva dzirimunyama nekusarurama mumweya. Ndinobvuma ndakatadza we ndinokukumbirai mukanganwe. Ndakabata zvamakandirambidza ndave nemaoko anetsvina. Ndakazarura musuvo kuti mweya yakaipa ipinde. Pane chinhu chirimandiri chisingafaniri kugara neni. Chinondipesanisa na Mwari. Chinonditakudza zvino Rema. Bvumai kuti matondiregerera mweya vangu uzorore. Bvumai kuti matondiregerera Kani mweya vangu uzorore. Musandisiye musanditize musazonyare neni Musandisiye musandirambe musanditize musazonyare neni
Ma1
You are one of the few revelational gospel singers I have since encountered in my life. May the Holy spirit continue to inspire you my brother. You touch many souls through your music
Sweet message. Thank you so much
Taura hako
🙏🙏
😊😊😊😊😊😊
I follow him for the same reason! Keep up the good work Ben
Well done Sir
This song inondikomborera
😢😢😢eish
Sando dzenyu Muzanamombe
Abraço, apartir de Moçambique 🇲🇿🇲🇿, parabéns.
Nditsvagireio zita rangu mubook yamwari yehupenyu mweya mutsvene kna mariona mundinyemwerere munyarare 🙏
Haaaa hupfumi nehungwaru hweshona yako mwana wamai it's revelation. May the Lord continues giving you great teaching of wisdom
Thank my bro it's soo deep ..ndangoona clip kutik tok ndabva ndaposta and that tym was emotional
Dzimwe nguva ndironga mashoko akanaka ndozobuditsa anobaya... ndichimbori mwana waMwari here ini😢😢
Chipo chakadururwa apo, Rambai Muchitikomborera.
Amen sekuru pfuurirai mberi pakushumira
My favorite gospel artist, munondigonera mkoma Benny,
😢 touching
Powerful message homie 🙏🙏
amen amen 🙏🙏🙏🙏🙏 thanks homie ne video rinonaka kudayi
Yazouya video iyeee👯♂️👯♂️👯♂️👯♂️👯♂️👯♂️boom booom booom excellent minister .....🕺🕺🕺🕺🕺🕺
Benny Hadhasa you are the best. 👀🙏🙏❤🤔🙏
Kubva zvataparidzirwa dzidziso nanhasi ndichakaibairira kunzwa
Ndiregerere mukoma Benny chipomunacho nyayayangu dayi magerendebvuzvakanaka 🙏
Komborerwai naShe
Handiswere zuva ndisina kunzwa song iyi ndine zvandakadzidza 🙏
my favorite artist...we really appreciate you mukoma Benny rambai muchitigonera kudai
Rwiyo rwemoyo wangu ❤ 🙏👏👏👏👏
......kuzvikudza kwangu 😢😢😢😢😢
my daily bread song
thank you Mr Muzanamombe
Powerful you're my favorite
Amen munhu wamwari munoparidza shoko murudo zvekuti chero isu vaye vakaoma misoro tinotinzwa shoko
Well done my brother
Preganant with deep meaning and teaching
The one and only makanyanya
Ndiri ku Mozambique, mukoma munondigonera hangu ini ❤
Mukoma nziyo dzenyu dzinokomborera zvikuru rambai makadaro
Mauya shumba tiripo nekukutsigirai❤❤❤❤❤🎉
U are the best Benny
Mwari ngavarambe vachikupai simba rekuimba. Vanenzeve dzekunzwa ngavanzwe. Keep the fire burning mukoma Benny
Munondikomborera Benny
My bro Benny your music it's my everyday dose
King we appreciate your efforts rambai muchisimudzirwa naShe
❤❤ murume uyu anogona zvake Mwari ngave nemu nguva dzose
Who is blessed like am by such powerful lyrics
Benny Haddasah Muzanamombe munoimba zvinondipa rutendo uye kuziva Mwari kuzere
Kip the good work my brother one of the coming days God will reward you
Wow powerful message you are a star
Ngaavongwee 🙏🙏🙏
Be blessed brother munogona henyu
Handivizi baba vangu,vakafa ndir mucheche,kungokura zvakadaro ,Mwari muzondiratidzewo baba vangu kana ndazofawo
kuimba kwakaurungana kunotaura nemunhu wemukati
Thank you munhu wamwari, your songs are revelations muhupenyu hwavanhu
Wow mharidzo inotendeutsa unoimba zvineudzamu
Powerful Mwari ndirangarireiwo mundinyore mubook yenyu ini nemhuri yangu
Wow wow this song inondikomborera zvangu thanks brother mune chipo l salute you😊
Mweya mutsvene garai neni pasi mundidzidzise🙏
Powerful thank you broo
Well done mkoma
Yaaaa munogona kuimba mukoma wangu music iyii inodzora takawanda❤
Hallelujah 😢Amen mashoko akadzama Mwari tinzwirei tsitsi
Ikezvino ndavakutya rufu kudarika zvandinotya ,,brother he god bless u ,,wat a powerfully message
Ishe ngavarambe vachikupai simba musazorasika ,basa iri rakanaka. Ngwarai senyoka asi mupfave senjiva
❤❤❤❤ powerful song 😢
Of lately, i can't get over these beautiful songs of Ben. May God see all of us through.
Amen powerful word
Nhaimi ndaigare ndisingazive brother Benny ndaive ndakarasika
Keep the fire of the altar burning
Well done my brother kugona ndokwanyu . I love this song verymuch
Apa murikuparidza ❤❤❤ masongs enyu anoita
You are the my brother, ndaingonzwa music yenyu ndisingazive kuti ndoitsvaka ndichiti chiii pese pandavhurira you tube ndaifunga kuti ndi Trymore Bande now ndakuwana u are my best thank you so much you are doing good, I wish you to go far nethis music lots of love brooo
This song makes me pray and ask forgiveness 😭😭😭😭😭😭
U a th bst n my favorite ❤
Chimuti🏆🥇🏆 chatorwa kunaBaba Charamba
what a song... keep it up sir
musazondisiya baba
One of the best munogona mukoma
I was smiling through and through. I AM PROUD.
Mati "asi musati matanga hamundisiye, hamundirambe, hamunditize, hamuzonyare neni..." Mweya Mutsvene!
Uuuum song inorwadza chero usat wagamuchira chiso chamwari ndiwo mkana wacho
Mkoma Ben munondiitira zvokurevesa God bless you 4ever
Grt art🎉
Amen munhuwekudenga ndinokunamatirai
I love 💕 this song , mashoko aripamhanzi iyi madzamu , I wish dai tikadzidza ku music 🎶 yemurume uyu , let's enjoy his music anogonesa munhu uyu ngatimusimudzire vadikan
Thanx Benny ramba uchifambisa shoko iri kubudikidza ne music, Mwari vakakupa chipo ramba wakachipfumbatira urambe wakasimba pashoko iri.
Powerful song inondirangaridza kuti panyika tichapfuura pfuudzwai mberi bro nehushumirai hwakadai