ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
guys ini zvakandishandira zvrikutaurwa namhofu i did it nhasi uno ndine basa ,imba yekugara mahara yebasa ,mota yebasa zvese ndakapihwa ....ngatisaraseyi nzira dzedu dzechivanhu hama ...chivanhu chiriko..
Matendwa
HULUUUUU HULUUUUU Maita baba wangu. Tizarurirwewo zvishuwo zvemoyo wangu vanaMuseyamwa
Tidziseiwo tiziwe well-done baba
Nguva yatave mwari akudzosera Vana ve dzimbabwe kwavakabva Ave manake totenda
Hekaniii warooo
Manake aya 👏 👏 👏
Iri idama rakanaka asekuru tinotenda nedsidziso yakanaka
Midzimu ino kumbirwa nguva dzipi dzezuva nhai Mhofu?
Ndinotenda ngazvirambe zvakadaro
Bute rematare ndorandokwanisa kukumbira naro chete hre
Hongu rematare ndiro rinoshandiswa kuita nheuro naro Rehondo riripakubata dare rehondo
Tinotenda manake
Rinotendwa
Tinotenda museyanwq
Ko kana usina rematare remhondoro hariite hr fodya
Rehondo ibikiro rekurwa naro hondo kwete kuita nheuro nanasorojena Kana usina rematare unogona kushandisa ivhu kana Hupfu
Tipeiwo.app.number.yenyu
guys ini zvakandishandira zvrikutaurwa namhofu i did it nhasi uno ndine basa ,imba yekugara mahara yebasa ,mota yebasa zvese ndakapihwa ....ngatisaraseyi nzira dzedu dzechivanhu hama ...chivanhu chiriko..
Matendwa
HULUUUUU HULUUUUU
Maita baba wangu. Tizarurirwewo zvishuwo zvemoyo wangu vanaMuseyamwa
Tidziseiwo tiziwe well-done baba
Nguva yatave mwari akudzosera Vana ve dzimbabwe kwavakabva Ave manake totenda
Hekaniii warooo
Manake aya 👏 👏 👏
Iri idama rakanaka asekuru tinotenda nedsidziso yakanaka
Midzimu ino kumbirwa nguva dzipi dzezuva nhai Mhofu?
Ndinotenda ngazvirambe zvakadaro
Bute rematare ndorandokwanisa kukumbira naro chete hre
Hongu rematare ndiro rinoshandiswa kuita nheuro naro
Rehondo riripakubata dare rehondo
Tinotenda manake
Rinotendwa
Tinotenda museyanwq
Ko kana usina rematare remhondoro hariite hr fodya
Rehondo ibikiro rekurwa naro hondo kwete kuita nheuro nanasorojena
Kana usina rematare unogona kushandisa ivhu kana Hupfu
Tipeiwo.app.number.yenyu