Ndakavenga Twin SisterYangu Nekuti AkanakaKundidarika Huyai Munzwe Zvandinomuita

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 28 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 43

  • @mekong7529
    @mekong7529 4 วันที่ผ่านมา +15

    It's not your mother vari kukusungira zvinhu, it's a whole different spirit yakatomutswa nevapenyu to do that.

  • @ratitimeshome2563
    @ratitimeshome2563 4 วันที่ผ่านมา +15

    My sister 1st usanyeperwe your mom passed away a long time ago, pane munhu akuita izvozvo. Stay away from those relatives and go into serious payers of restoration of lost virtues. Look up how how to destroy Evil alters. Someone in using an evil alter to destroy you. The Devil is a liar, just go into deep prayers and depend on Jesus only.

    • @miraclechiramba8111
      @miraclechiramba8111 3 วันที่ผ่านมา +1

      Ichokwadi chataurwa pray and fast uchiita violent prayers the spirit will go away.but wotova praying woman zviite

  • @MbuyaTakwanaDaires
    @MbuyaTakwanaDaires 4 วันที่ผ่านมา +11

    Ihama dzamai vako varikumutsa amai vako , it's spiritual. Amai vako vakushandiswa nevapenyu. Don't blame ur Mom. Hama dzamai vako ndovari behind this . Namata zvakasimba kana kutsvaga help kushandirwa chaiko. But pray pray pray unokumda wakatsipikwa either pic yako nezita rako

    • @MarvelousMhukayesango
      @MarvelousMhukayesango 3 วันที่ผ่านมา

      Shuwa iyoyo

    • @ZANDIJOHNSON
      @ZANDIJOHNSON 3 วันที่ผ่านมา

      @@MbuyaTakwanaDaires the problem mazuwaano u can't trust vanobhastira kabisira unorombeswa zvirinani kuti ahpfugame ega no mapastori kanana yes papa

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai 3 วันที่ผ่านมา +5

    Yah apa pari trick only prayers can defeat everything kune varikuvamutsa nekuti pese pawaikura vachirvapenyu vakurasa cey wakange usingavaroti

  • @PriscillaLees-je5hb
    @PriscillaLees-je5hb 4 วันที่ผ่านมา +6

    Sisi avo vokuti vanorota mai tora bute woenda padondo unotanga kutaurira kuti kana murimi mhamha makandibereka ndinouya kuzoona pamakarara sunungurai hupenyu hwangu hwaoma unotaura zvose zviri pamoyo wonamata uchitaura kuti vakafa kuvakafa vapenyu kuvapenyu uchikanda bute pasi kana washaya bute unotora upfu chaihwo hunenge hwasara unobva wageza nazo zvobatsira

  •  4 วันที่ผ่านมา +2

    Akakudarika kunaka sterek here or mbijana...munogona kunge muri zvibage mese...

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 4 วันที่ผ่านมา +2

    Mhunu akakukurasa vakagara vakufuratira munoda kupinda pamunamato torayi ivhu panotambira vana mosanganisa ne salt muchigeza

  • @Ruerue-t6f
    @Ruerue-t6f 4 วันที่ผ่านมา +3

    Hapana amai vako apo. Its just demons raised against you nehama dzavo to frustrate you and get your attention.
    Find Jesus.
    Someone was helped by Lovely Rutendo Nzira to understand the word for spiritual freedom.

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva1021 4 วันที่ผ่านมา +2

    DNA first to be sure. Ur mom varikumutswa kuti utambure. Hapana mai vanofuratira mberrko yavo pane hushetrketwa. Even if you are to go kumusha do it secretly.

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 3 วันที่ผ่านมา

    My sister chivanhu ngachiyitwe zvinopera zvose, Inga vakakuzarurura wani

  • @MarvelousMhukayesango
    @MarvelousMhukayesango 3 วันที่ผ่านมา

    Amai vako vakamutswa kuti vakufuratire zvinoitikq izvozvo inini ndinktovaudzq kuhope ikoko kuti dzokerayi kuhama dzenyu nekuti mbereko hayifuratire mwana wake nxaaa

  • @comfortdondo
    @comfortdondo 4 วันที่ผ่านมา +1

    Iwe twin sister find God

  • @tichaonamombe4547
    @tichaonamombe4547 3 วันที่ผ่านมา

    If you put more attention to yourself uchatoona kuti unowana mkomana ariboo chaizvo that evil mind ndoinokushaisa mukomana aribo akakuudza kuti kana urimutema wakashata ndiani kunaka is not the complexion asi isu Varume tinotsvaga moyo kana takuda mukadzi asi kana chiri chihure tinongotarisa kunze

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 3 วันที่ผ่านมา

    Kudai mamushaya mapenga imi

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 3 วันที่ผ่านมา

    Mudikani wakamutsirwa mai vako nana sekuru ndosaka mai vako vavakumukira iwe . Mweya wamai haudzingike asi dai wanamata kuti uwane anokwanisa kukuzorodzera mweya wavo .

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 4 วันที่ผ่านมา +1

    Evil twin

  • @ShaniMasedi
    @ShaniMasedi 4 วันที่ผ่านมา +3

    Ndarwadziwa nenyaya iyi can't you see that vanavsmai vako varikutambudzika so panemunhu arikuvashandisa sonamatai pamwe nekutsanya chaiko coz murikutofanira kunzimuite marombe😢😢😢😢😢😢 musaite chinobatika muhupenyu zviripachena kuti havasiamai vako varikudakuti paunoenda kumusha vanyatsokukugadzirai coz havasikuda chakanaka pavana vakaberekwa namai venyu so don't go there please ignore them i know this now I'm regretting so pliz be careful my sister

  • @kellychipangura8515
    @kellychipangura8515 4 วันที่ผ่านมา +6

    It's a spiritual battle dzimwe Hama atina hukama nadzo ndovakukumutsira mweya wamai vako KT ukutambudze

  • @ConradMutumbi
    @ConradMutumbi 3 วันที่ผ่านมา +1

    Hie for that adopted child I suggest she goes to see her mom grave and even put a grave stone on her grave you don’t fight with the spirit

  • @frostyshower2031
    @frostyshower2031 2 วันที่ผ่านมา +1

    Uyo adopted girl. Vakatokufuratira kare pavakakurasa usanyeperwe. An adopted child cN live a full and successful life. U opened the door to evil spirits pawakangotanga kuvatsvaga nekutaura navo. Pray and fast hard, not betray your adoptive parents. U are where u are because of them.

  • @lizbertify
    @lizbertify 3 วันที่ผ่านมา +1

    1st confession I suspect your relatives are fambaring kunze uko kuti mweya waamai ukumukire nekuti hausi kuvacheuka. Kana amai vakakurasai muchiri mudiki wozoda kukucheukai vasisipo sei, handipanswisisiwo ipapo. Chete chivanhu chinonetsa kunzwisisa.
    Zviri kuitwa nemurume wako sandi kuda kwake. Imi tsvagaiwo pekubatsirwa zviri serious mubatsirike because it's not normal. Chivanhu chinonetsa but get help first before you think of helping them at all. Ko mari yenyu ikagadzirwa and you struggle worse mozodii

  • @fortunatetaruvinga9255
    @fortunatetaruvinga9255 2 วันที่ผ่านมา

    Twini what you are doing to yr other twin ìn very bad uchaita saCain akauraya Abel mukoma wake neGodo ,also make peace with yr body, complexion and don't accuse God cause He is the creator we are just clay mumaoko aMwari so you don't have the right to ask the potter why did you made me like this ,resist the devil and he shall flee

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    To the first Confession: Tsanyai Mainini for 3days vakabata Munyu vematombo yakanzi Thokoloshe salt everyday,nekuzo zora mafufu ehwai just a little bit zvekusanunira,unozora after lotion. then you will see 🙌 then iwe Salt iyoyo unoikanda pasi pe Mattress kana muma pillowcase,nemuma Wardrobe ,nemuma carbons ....🙏

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    To the Second Confession: uum Twin Sister iwe Uri ka MUROI chaiko Nxa-a , you are evil 😜👹😠🙀😈

  • @eppy2538
    @eppy2538 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Sisi ve client l hope you are not in UK if ukabatwa uchadzidzisa vamwe chikoro l just hope hausi ku UK 😢

  • @eppy2538
    @eppy2538 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Namata nesimba for protection and ask kufumurwa kwezvirikuitika asi pavakaradzikwa amayi you need to go sisi iyo hawuibude nekuti wakuziva hama dzako.

  • @RosemaryMakumbe-x8c
    @RosemaryMakumbe-x8c วันที่ผ่านมา

    God is there my sister endawo kwana Tfredd or miracle Paul unogona kubatsirika woudzwa Zvinoda kuitwa Mwari arimutungamiriri

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 วันที่ผ่านมา

    Dai waramba zvako uchishanda muKitchen zvirinane pane kuromba kwawaita uku uchachema

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 2 วันที่ผ่านมา

    Mmmmm first conf cut all communication ne hama dzaamai vako even mau varikuuya kuhope i familiar spirit inokuzia life yako yagara yaifaya vasipo why now wakuda juzviporonga caurse that spirit vakatofa zvkapera don't even go kuzim uninoitiswa ne dzinza raamai vako rese ukazofa wava rombe vagara vakakufuratira pava kakurasa the devil is a liar

  • @SifundoMpofu
    @SifundoMpofu 2 วันที่ผ่านมา

    Mhamha vako vakakufuratira kare I wouldn't go there if I were u

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 วันที่ผ่านมา

    Mwana wamai vako waunovenga kudaro urimuroyi hapana chimwe chinhu chinokunetsa kutsvku kunopa Mari hre saka urikushaya nokuti hauna kutsvuka Satan wemunhu .

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 วันที่ผ่านมา

    Uyo wekutota mai vake vachimufuratira namata uchituka mweya waamai vako God wil not fosake you bible rinot vakafa kuvakafa vapenyu kjvapenyu ko ivo amai vako vakambokurasirey

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 วันที่ผ่านมา

    To another twin uneutsinye usanyepere moyo wako tendeuka usiye sisi vako ko ndovadii ende haunyare unoroya ko kunguvo tsvuku ukudey

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 3 วันที่ผ่านมา

    Chokwadi twin sister ende unobviswa shave rehuroi raunaro

  • @AnnaliceJachi
    @AnnaliceJachi 3 วันที่ผ่านมา

    Nyaya yekutanga namatisa iwe Mwari ndivo mudzikinuri pashona yedu yes vana mai vane ngozi kana tikavatadzira asi ka apa mai vacho waisatovaziva hauna chawakavatadzira ndivo vakakurasa wozovarota nhasi vachiti ndokufuratira ummm pane varikutosimudzawo zvavo mhepo

  • @TracyFurakeni
    @TracyFurakeni 2 วันที่ผ่านมา

    Twin sister urimuroyi chaiye

  • @titusmushwana5245
    @titusmushwana5245 4 วันที่ผ่านมา +1

    Sheems on you kushata ne moyo