Handichada Kuroya, Sekuru Tasvu Ndisunungurei
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 28 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849 @SekuruTasvuOfficials @Wezhaz_tv @robertapfumaneyi
the song make mi cry i don't know why vanoyimba gwenyambira avo chengetwayi zvirambe zvichitapira
Vakaipa anagwenyambira😅❤
Anagwenya mbira munondigonera ini❤❤❤
Mash central ine zvese hayoooo especially mt Darwin mavhuradonha mukumbura Kanyemba
Muuum uko handina remuromo nako kkkkk
Skr kubva nhasi makunzi sekuru Masunungure love 💕 you kule vedu
Dai huroyi hwenyu mashandisa ku technology deno tirikure ma Zimbabwe,
Mkoma Robert maswera sei
Tateguru Tasvu, Tasvurai varoi kusvika vati eke
Sekuru Tasvu inidakumbotsvaga Mari ndimbofambira kwenyu
Haah ini paDeze apo ndanakirwa zvangu vanogona vakomana avo
Sekuru Dougie bhoo ere apo kkk
Mukoma Robert munondi nakidza munozvisekera henyu🤣🤣🤣🤣ndotozoguma ndakuseka wo😅
Zvikwambo izvi why zviri kungobatwa mumazihembe akudhara
Ndimo mavanozvichengetera cz hapana anenge achizvibata
Pakapakapakapaka rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe kwasekuru Tasvu
Kana zvashupa zvatambudza pakurarama sekuru Tasvu ndivo last bus stop nekuti vanogobora twese kusvikira vanhu vachena .komborerwai Tateguru
Weldone guys neunity zvinorwadza zvinogumbura asika mubereki anotoda kuregerwa ngozi yavo ma1 apondovanoita zvinhu zvavo thank u Sekuru Tasvu naMukoma Robbie murikuita basa guru chairo...anaagwenyambira manyama song yandipinda mukati kati rambai makadaro❤❤❤
Iwee Uri Fiti one chadidi
Vari next nehosho avo haa vanenge varikunyanya kunakidzwa nembira dzavo
Kkk mavanwisei
Mhondoro Tasvu
Mamai soooo