ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Lyrics are on point
Ramba wakadaro Fambirai paAlbum yako Munozodei
Ngatifambirei mberi neshoko. Nyika yaremerwa iyi ichokwadi
Ndopaunonzwa kanjiva ichinzi song of the year paNAMA. kkkkkkkkk!!!
Good job
Mwari vakuitireyi zvakanaka
I receive papa thank you im free...kkkkk pedzezvo kwohi huya uone munhu waMwari asi haungouye uri maoko chete
Amen
Kkk nice song
Mmmmmm...izvi zvakanyanya izvi. Ndokurovaka uku!!!
Kutadza pamadiro ...... kuuraya pamadiro
Anogona uyu
amen vaudzeyi vazive.
Mogona ishe
Kkkk zvimwezvacho zvoramba kumera
Hey that s my sellname
anogona chaizvo...aimboridza nani muchinda uyu
Hamen ichi chokwadi idi pazvokwadi.
Zvimwe zvacho zvoramba kumera
Kkkk
Munogona paridzai kushai shoko vangu vatendeuke mumabasa erima
Amen!
Ngavaparidzirwe
@@tapawamagara5670 akapenga