ZvaMwari chaizvo muface iwe ndaisanyatso kukubigger nenyaya yekuti ndinobigger Sauro but yah zimdancehall yakaramba yaku performwa ichidai it will be more interesting...well done boss Yala
My fada my king wat a massive performance I stand with u tawanda .....up up my super star U re di dancehall king ...music professor .......kwete zvadread vaye
kutaura chokwadi calaz anogona and ndiye favorite munhu ku zimdancehall kk but show some respects kumadhara embira music yenyu hainzanisike kutaura chokwadi both are unique in their way
what you Zimdancehall artist just need to do is take care of yourselves musatorwe nezvakawanda, akasiya adaro Soul Jah love. kugona munogona... my personal favorite from you Bhanditi will always be KWATINOBVA, it was a deep song.
fiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiirrrrrrrrrrrrrreeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee #MABHANDITI to the world this is top notch splendit performance #BossYala
Inzwa kutuka...no sign of respect. Mbira dzenharira vangozvambura zvavo zvakadzikama. No insulting anyone. The two can never be measured by the same yardstick. Mbira dzenharira vanhu chaivo. Vakadzikama. So respectiful and originality.
Calaz usazombozvienzanisa nembira dzenharira. And ivo pavaimba hatina kumboziva kut uripo or vari kuita gwikwi naanyone. Vaita zvavanoziva zvavo. Maakutanga kuvatuka. Vakuita sei? Havatangike avo. Moto chaiwo. And vaita sevanhu vakuru. No dzungu zvavo. Maturity.
I missed the show and I've been longing for Calaz performance, I'm very disappointed haana kuimba masong ake eReggae apa ndoo aanonyatsogona nxaaa ndabhoikana sterek mfana imhata uyu. Rega nditeerere reggae dzake pafon pangu live yake iyi ndeye kumama
Mabhanditi ngatimakei register nelike if u believe calaz is the best
Backing vocals☑️
Calaz voice☑️
Band☑️
Outfits☑️
Merciless intro☑️
Chapedza masports BossYala💥💥💥💥
th-cam.com/video/DNvuQmbiU5E/w-d-xo.html
Boss Yala to world munhu ane nharo
sound engineers thanks for not disappointing all voices are clear no mix up
Calaz thanks for great performance
Ths guy anokunda vese vaakatanga navo kuimba....performance ws 🔥🔥🔥
Wat about killer
@@stevenruzvidzo5570 killer haagone performance wangu
@@stevenruzvidzo5570 Killer T CHIBABA CHAVO VESE
That intro gave me goosebumps 🔥👏🏾
still watching this after lockdown
Haaa apa Magafa akasaisa LIKE huroyiii
Seh Calaz ndine mari yenyu ...Mabhanditi to the WORLD.....
Merciless 🔥🔥🔥..
Calaz performance lit
Mabhanditi I lke the outfit,, straight outta America 🇺🇸prison
Calaz akugona live performance haaa respect 🔥🔥🔥
CHECK CHECK CHECK.....HAASI MAFUNIZ MHAANIII!!!
Uyu anonzi Tawanda siyanai naye big up boss Yalla
ZvaMwari chaizvo muface iwe ndaisanyatso kukubigger nenyaya yekuti ndinobigger Sauro but yah zimdancehall yakaramba yaku performwa ichidai it will be more interesting...well done boss Yala
My fada my king wat a massive performance I stand with u tawanda .....up up my super star
U re di dancehall king ...music professor .......kwete zvadread vaye
Haa calaz yo voice and band is suprb bro ...u cn lstn to otha artst ukumber🔥🔥👏
Uyu hagonee uyu
Good stuff Tawanda. Ramba wakadzvanya muBhanditi.
wakazoterera mpfana wangu pama backing vocals chiudzawo Killer T na Sigi.bt Chilspot siyana nayo comrade
What a great performance well done Bandit keep it up..I also lyk the orange out fit
👏👏👏👏 well done
Haaa apa vaibvira 😘mubhanditi
Kkkkk Ko hanzi madhara embira aita seiko, anyways, nice performance boss yala
Calaz akanyanya .Aita ndidzoke kuna 2014
Big Up to Merciless intro more energy to Seh Calaz
More tunes Yalanation
Ndokumbirawo kuziva crew inoleader that girl backing vocal yacalaz the taller one , ndipeiwo link yemashows ake
nic tunes boss yalla ur de best
Calaz anogona kana asingaimbe zvema diss. Ma diss anoita music yake ibhowe
mabhanditi to the world Dj Kalala i c u....................
great tune, salute and respect masoja me seh (General Syd)
Ndiribho zvangu, madii apa
I will stand with you kusvika ndafa coz unopedza basa bhanditi
Aaaah..i Donno what to say buh this is lit calaz..💥💥..well done bruh .
From mozambique ❤🎉
merciles is good at wat he does, seh chalaz is zimdancehall
th-cam.com/video/DNvuQmbiU5E/w-d-xo.html
nyc bhandit band ngarifambwe naro iro mahwambi
Merciless energy renyu rakanyanya yoooh shout to you
@Nokue GotBars oooooh geez ts a dope song hey l like it
Merciles kkkk energy here chete
th-cam.com/video/asnRsna4dSY/w-d-xo.html
Extended version here
nice stage work keep the good to the one who designed
I wish l was your vocal backup
hahaha thats my kid....#tirimabhandit
Merciless soo kkkk energy
hahahahahha boss yala kumberi
Bhandit handife ndakusiya keep it up I was miss ur live band calaz
First view
Unongonzwa dzungu nekuimba zvekashonyoroka kut kwauyiwa! 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
MMMMMM GUYZ THIS IS JUST A MAAAD PERFOMANCE
❤❤who's still here in 2024
Bandit is the best, uyu anogona music uyu
Backing vocals magetsi buh ha uyo ari kunze tomuda kumadance arikunyanyo nakirwa nekutamba akukanganwa graft rake
King himself 👑 🔥
Mr Whoo !!, ane kaThat mwana waMai Tawanda
Uyu unogonaa mhanii
kutaura chokwadi calaz anogona and ndiye favorite munhu ku zimdancehall kk but show some respects kumadhara embira music yenyu hainzanisike kutaura chokwadi both are unique in their way
MaBabe arkuBacker ayo arkudiwa naSho Madjoz kuSouth.
Winky is an inspiration...mabhanditi following footsteps
true ukuona zvikuitika...
Zvagara Gaffa rotanga zvinhu ivo vo copa
Boss yala vnopwdzera uyo anonzi Tawanda anopedza maSports
Those ladies vema vocals vanogona😘
Corona can't stop mangoma. Seh calaz ma1
what you Zimdancehall artist just need to do is take care of yourselves musatorwe nezvakawanda, akasiya adaro Soul Jah love. kugona munogona... my personal favorite from you Bhanditi will always be KWATINOBVA, it was a deep song.
hatimisike
nyangwe vakauya nemoto hatimisike, cheq
Which band comes close to the convicts .....from nothing to somethin
Seh calaz apawapedza basa
Mabhandisi anogonesa zvisingaite
haaa host vane moto love you Merciles Zim
@Nokue GotBars kkkkkkk ndabvako
bandit ndodonhaaa naroo
Zvembira mubgazvifananidzawo NE zim dnc her dai mtoisa ya cmpty ne sungura or jiti cozy vnoimba nyemba zim dnc to the fullest
Hooyooooooo❤
Orange outfit iro🔥🔥🔥🔥
Rakanyanya
fiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiirrrrrrrrrrrrrreeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee #MABHANDITI to the world this is top notch splendit performance #BossYala
@Nokue GotBars fine wangu all good tanakirwa nebandit
Calaz 🔥🔥🔥🔥🔥
Boss yall wasiyey wana awa kan kkkkkkkkkkķ boss yallr vangu mudar
Inzwa kutuka...no sign of respect. Mbira dzenharira vangozvambura zvavo zvakadzikama. No insulting anyone.
The two can never be measured by the same yardstick. Mbira dzenharira vanhu chaivo. Vakadzikama. So respectiful and originality.
😂 idya easy man
@@panashemapurisa5859 its not gud. Hunhu haudaro.
Uyu unogona ndatopedza so
5 star performance professor
Hoyoooo🎉
Boss yall vangu mudar
Boss yall
I like
it's lit
Calaz anopisa ......Boss makapedza basa.
Mabhanditi kumberi sandoo dzako kuti kaaaaaaaa wapedza masports Tawanda
Check check Banditi kumberi
RIP Sauro
Mira izvozvo mhani.. bhanditi kuseri
Maaad 👊👊👊👊👊👊
Gals were in the moooooood
Respect calaz muhombe
Calaz usazombozvienzanisa nembira dzenharira. And ivo pavaimba hatina kumboziva kut uripo or vari kuita gwikwi naanyone. Vaita zvavanoziva zvavo. Maakutanga kuvatuka. Vakuita sei? Havatangike avo. Moto chaiwo. And vaita sevanhu vakuru. No dzungu zvavo. Maturity.
🌟🔥🔥
Mercilles ma1
Magetsi awa
0:42 Ummmm what kind of energy drink did he consume
th-cam.com/video/DNvuQmbiU5E/w-d-xo.html maaaaaaad
ummm yah calz ungona
🔥🔥
Boss yala dzoka
Seh calaz check check to the fullest
Calaz pastage he is destroying them .....
true bro I thought ndrkuona zvank ndega
Manje hamunyare kunyepa
Uyu muhombe
Chakaipa ichi!
💥
Bandit Boe here
Haaaa pastage ndopaunoona kut band rawinky ma1 rega adhure kudaidza
Tell them dear
ndazvionawo
@@karenrutendo4640 yeeeeeeeeees u know better
@@khulekanimabaleka7343 kkkkkkkkkkkk l know dear
I missed the show and I've been longing for Calaz performance, I'm very disappointed haana kuimba masong ake eReggae apa ndoo aanonyatsogona nxaaa ndabhoikana sterek mfana imhata uyu. Rega nditeerere reggae dzake pafon pangu live yake iyi ndeye kumama
🤣🤣🤣🤣 zvakawoma
He didn’t have to go off like that holay 😈😈
Its a clash no limits
Check u're my best