ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
I'm the first one to comment..God bless you Prophet and your family too.Pray for me and my family for breakthroughs in health and our finances 🙏🏻🙏🏻🙏🏻❤️
Handidi nemi prophet rambai makadaro chokwadi chakanaka nguva dzose.
Mwari tibatsirei chokwadi Eeeee❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Sunungurai vanhu baba ngazviende mberi zvokwadi ichatisunungura
Virgin rine vana 2 pfacha kwaProphet Fred😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅
Ko iye haoniwo mazamu hr ayo kt haasi evirgin
song inoshandiswa yekuti vhurai maziso ndione inowanikwa sei
Kana ini ndirikuitsvakawo hama yangu ukaiwana wonditaggerwo plz
Pazvinhu zvese, chinhu chinonzi chokwadi hatichigone, help us Lord
Lord have mercy on us
I love it🎉🎉
Eish 😭😭😭 kunyepa kwacho kwakanyanya My sister asi azvizodi
Live long man of God 🎉
The truth shall set you free my sister .
Thank you for helping her Prophet
I really enjoyed the service papa
Zvino ukaviga vana zvinozopera sei aah amai ava zvakavaomera
Akutooneka kuti akayamwisa
Virgin and vana two combination yacho ndapera power
😢😢mazamu ayo anotaura ega kut akamwiwa
🤣🤣🤣🤣 ndaseka hangu kkkk saka wovanza Vana here ahiii
Bvuma defeat mwanangu, the truth will set you free
Amen prophet
Yoh prophet ur are too much..toitasei manjee chokwandii chabunda yoh ndanyara kunge ini
I love it 🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Zvakaoma hazvipere mushe izvo
Taurai prophet
Uyu anyanya kunyepa kwacho vana anozotii kunemurume uyu zvikabuda pachena😢
Saka viginity inozobvepi nhai vanhu wee-wee
I love it
Kumwe kurwara shame unganyepa kuti uri mhandara iwe une vana vaviri mwari pindirai
Amen man of God
Ndibleseiwo ndirikuno munhu wamwari
Ndinogaro kuonai pamavideos enyu asi Mari yekusvika pamuri ndoyandisina
Iye semunhu wamwari akatadza kuona pamweya kuti munhu wandiri kudanna naye akamira cy ❤❤
Pmwe asi prophet
Ndiyani akati munhu waMwari must know?
Munobatsira mutumwa waMwari
Saka Ari kuda kubatsirwei apa?
Go deeper 🎉🎉
Tiri kuuya kuri kubukwa here dairaieo fn
Amai itai mushe imi
Kkkk ukuda kutiiitira yamai charamba iwe
Maicharamba better vaive ne1 mwana
Chokwadi chakanaka unorarama urifree
Munhu wamwari ndinamatirwwo ndakabata mukadzi nechikomba apa awakuda kupedza basa rangu arikuti ane zvaanoda kutaura Kuna boss
aàa zvakaoma sure
Ma1
Virgin rine vana 2
Amen
Imba ngaingovakwa nechokwadi
Makanyanya papa
😂😂😂😂ayo mazamu e virgin😂😂😂
Pachine virgin hr mukore uno naiyewo murume wacho ngaazvisiye zvekutsvaga mavirgin
Amen Prophet
I love it🙏🙏🙏
Mmmmm zvakaoma