Leaked Audio🥵Chazotsva Jeff Judah prone Zanu-PF secret behind Mnangagwa Helicopter crash inzwai

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 18 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 35

  • @KhGh-s8f
    @KhGh-s8f วันที่ผ่านมา +4

    Kana yakadonha zvakabuda paZBC news here

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc วันที่ผ่านมา +2

    Urikutaura chokwadii judah

  • @gretasibanda4312
    @gretasibanda4312 วันที่ผ่านมา

    I was surprised coz the accident helicopter shown it’s an old helicopter. We are sick and tired of ZANU PF propaganda.

  • @muzivivincent5647
    @muzivivincent5647 วันที่ผ่านมา +2

    Munopenga imi helicopter yakadonha chokwadi ichocho musada kutinyenga brain

  • @LenientMukanya
    @LenientMukanya วันที่ผ่านมา +2

    Hapana ndege inodonha ikasabviramoto,kutyoka-tyoka nekutyora-tyora vanhu.Kana yakadonha ikasauraya vanhu tirikuda kuona pilot wacho paZbc news achitaura kuti akapona sei😊

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 วันที่ผ่านมา

    Pandangonzwa voice raJeff Judah ndabva ndatosvotekana dzohumana idzi

  • @ClemenceNyangwaru
    @ClemenceNyangwaru วันที่ผ่านมา

    Remember that helicopter 🚁 ine mamwe scandal 3 years back including 2 times emergency landing.

  • @givenmapfaza5245
    @givenmapfaza5245 วันที่ผ่านมา +1

    Nhaimwi saka moti accident inoitika kumotokari chete here kkkk

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 วันที่ผ่านมา

    Saka all the media reporting about this incident kunyepa here

  • @gani2an1
    @gani2an1 วันที่ผ่านมา

    Aiwa main actor haafe vakomana. Muri Kutaura fiction. Kana Hell kopter ya president haife futi

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc วันที่ผ่านมา

    Chokwadii chaurikutaura judah sei isina kupwanyika apana kana akafa mudhara ari kutaura chokwadii

  • @nyashamachingura6069
    @nyashamachingura6069 วันที่ผ่านมา

    judah uripi

  • @falconshalom7165
    @falconshalom7165 วันที่ผ่านมา

    Anopenga uyo J J

  • @AldermanPooks-dm7mq
    @AldermanPooks-dm7mq วันที่ผ่านมา +1

    HeLI not heLL

  • @daviddzapasy8329
    @daviddzapasy8329 วันที่ผ่านมา

    Kana yakadonya yakadonha haiwawo. They are all criminals who want blood for one another

  • @Jele-mk9ip
    @Jele-mk9ip วันที่ผ่านมา +2

    Judah is a cheap talker.He is a liar.

    • @Thedogboy1994
      @Thedogboy1994 วันที่ผ่านมา

      Wangu wangu for you know kuti ndoyaifanirwa kutaura Ed but arikunzi akanga asimo why aasina kuikwira wangu wangu usarara pepuka

    • @Thedogboy1994
      @Thedogboy1994 วันที่ผ่านมา

      Unoziya hre kuti how man kilos in this thing my guy kkk yonzi yadonha yorega kuuraya wanhu aaa iwee this is fraud iyi some as zvawakaita Pana ginimbi iyi

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 วันที่ผ่านมา

    Hell copter here amana. Have heard many people saying hellcopter it's Helicopter

  • @belindandlovu7308
    @belindandlovu7308 วันที่ผ่านมา

    Rega kuwanza mashoko iwe

  • @MichrahChinyani
    @MichrahChinyani วันที่ผ่านมา

    Onyepa uyo

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ini ndakaona kudaro kt ko ndege yacho Haina kupwanyika wani

  • @michaelmanomano7412
    @michaelmanomano7412 วันที่ผ่านมา

    Ichokwadi mukoma maita basa

  • @PriscaSanele-rv9mq
    @PriscaSanele-rv9mq วันที่ผ่านมา

    Helicopter iwile that's true about that don't say akuna helicopter yakatona

  • @idah9855
    @idah9855 วันที่ผ่านมา

    There is pictures .
    Zanu propaganda

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Unonywpa iwe nyarara mhani wakapusa tunyaya tusina basa

  • @davidsukutayi9405
    @davidsukutayi9405 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    This one is confused. A liar 😂

  • @user-jj5ds3xh2v
    @user-jj5ds3xh2v วันที่ผ่านมา

    Uyu anonyepera vanhu uyu nxaa

  • @davidmashoko-n9n
    @davidmashoko-n9n วันที่ผ่านมา

    Akambodyiswa poison zvikanzi atadza kufa

  • @TafadzwaBwoni
    @TafadzwaBwoni วันที่ผ่านมา

    Taura hako mdara

  • @SimzzP
    @SimzzP 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    This man is dumb helicopter haipwanyike zvekumhanya...even if engines shut down it can auto rotate.mdara uyu unonyepa uyu apa inonzi helicopter.

  • @CollenHorayi
    @CollenHorayi วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂😂

  • @LenientMukanya
    @LenientMukanya วันที่ผ่านมา

    Acting 😂😂😂😂😂