ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Dr ChisambaMukoma we murume muramu here, ini ndofunga kuti ndi baba ini
Weldon Dr Chisamba i started watching u ndiri grade 6 til now Ahhh munodadisaDe masimudzirwa nevakuru vedu
Muramu iwe babamukuru tora mainini semwana wako aku respect. Kana uchigara naye mabatiro aunoita mwana wako same same namainini
I love you mai chisamba
Kkk mashoko makukutu i love this program
Babamukuru havangaite muramu babamukuru ndibaba so we have to respect that
Ini ndaigara nabamkuru vangu avana kumbobvira vaswedera padhuze neni because i respect him ndaitovati baba vangu zvekutoti pple didnt know kut its my bamkuru murume watete
❤❤❤❤❤❤
Chiramu kutozvambura beans bamudik vanotora ndapedza basa
Ko zvaipa papi chiramu chinoperera mubedroom zvenyu zvekuti kudii hapana nyaya.
Zvagara zvakadaro imi hapana chachinja kubva kudhara
Nhamo plus nhamo equals Nhamoinesu kkk
😂😂😂😂😂😂😂
Ndiwo mafungiro avo vaombererei mawoko
makanyanya
Chiramu chakaipa that corvertious
Tsika nemagariro idzi dzakakuvadza vammwe vanhu .chiramu is sexual harrasment .kinyara kunenge kuchiita mwana achinzi ndokubata mazamu heee ndokukwira ndokuroora .am talking from experience
Dr Chisamba
Mukoma we murume muramu here, ini ndofunga kuti ndi baba ini
Weldon Dr Chisamba i started watching u ndiri grade 6 til now
Ahhh munodadisa
De masimudzirwa nevakuru vedu