Veduwe zvakaoma as a mom ndarwadziwa nemwana arikupenga uyo.i think it's better kutofamba uchitsvaga help than kuripa again and again cz hapana pavachamboroyonora or pamwe havachatogonawo kuzviita rambai muchingofamba
Vamwe vanoti chivanhu chinopedzwa nechivanhu. Ini I won't judge. Kuona amai vako vachitambudzwa zvinorwadza veduwee. Seek help for yiur mother and your family amainini.
Join NSPPD of pastor Jerry Eze or Koinonia of Joshua Selman or Fresh Fire Ministries of Reverend Kay Boachie. Don't rest until you get your child back from the devil
Shame shame shame on gogo ava. Chiiko nhai nevabereki? It's not fair. Imi makamanikidzirwawo here? Even kana makamanikidzwa panguva yenyu, be bwtter and allow your kids to make their own decisions. Nhai amainini hakunawo here ma true men and women of God vanonamatira mwana kusvika asunungurwa. Mwari variko ava veduwee.
Gud Mrng auntie ❤
Enday jwaMiracle Paul plz mwana ara4ame ende mwana akaita ryt ibvaipo paamwene ivavo ende musadzokezvepo
Leave that marriage it's not worth it
Veduwe zvakaoma as a mom ndarwadziwa nemwana arikupenga uyo.i think it's better kutofamba uchitsvaga help than kuripa again and again cz hapana pavachamboroyonora or pamwe havachatogonawo kuzviita rambai muchingofamba
Vamwe vanoti chivanhu chinopedzwa nechivanhu. Ini I won't judge. Kuona amai vako vachitambudzwa zvinorwadza veduwee. Seek help for yiur mother and your family amainini.
Apa hapachadi kuramba muchifamba muchi bvunzira vada kurukwa vanonokuratidzai pa vakanogadzira amai venyu
Mmmm vabereki zvimwe zvinhu zvatinoitawo sooka mmm it's not fair..mwana anozivei nhai
Ngavauye Ku church
Join NSPPD of pastor Jerry Eze or Koinonia of Joshua Selman or Fresh Fire Ministries of Reverend Kay Boachie. Don't rest until you get your child back from the devil
Shame shame shame on gogo ava. Chiiko nhai nevabereki? It's not fair. Imi makamanikidzirwawo here? Even kana makamanikidzwa panguva yenyu, be bwtter and allow your kids to make their own decisions.
Nhai amainini hakunawo here ma true men and women of God vanonamatira mwana kusvika asunungurwa. Mwari variko ava veduwee.