Yess bro, these guys are the real mafia. They’re self centred and don’t consider the life of the general population but themselves alone. This is the generation that has plunged our nation into this calamity. Hondo’s period was very short and less painful than the length of the suffering and pain we have endured after the so called independence. Hondo haina kumborwadza like these last 45 years.
Usatambe ne DRC ma officer aitiza kusiya ma position hondo yapisa,gaya kuti army ye DRC yaunenge uchibatsirana nayo yo panduka apa ndimi murikubatsira, ma video ema helmet, pfuti, nyere kuita gomo,zvitunha zvhichiora mu street. Pa Kinshasa 1998 Zimbabwe yakabata basa 1 Parachute/Commando Regiment ne SAS ne Zimbabwe Airforce,ma Rwandan/Ugandan vakatizira mu Angola vakazobatsirwha ne UNITA kudzokera Kigali Rwanda. Hondo haina kunaka vakomana South Africa irikuchema 14 lost isu takasiya vakawandisa vakatofa nana malaria, kurumwa nenyoka. Ngava zorore madhara aya vatipondera nyika Kabila akapromisa USD25 million thank you asi hapana hapana vakadya mari mazi war vet aya. Havanete kuba kuita mine yema diamond ku Mbuji Mayi DRC apa come Chiadzwa havagute mbavha idzi.
@@PrinceTapfumanei ma Live on Facebook videos Haasi for TH-cam they are just added for those who miss them. It’s not about followers its about engaging people vanouya pama Lives
Akomana kutuma ma war vet kusongo uko DRC when young soldiers much stronger and faster where decimated and you think madhara aya stand a chance in those rain forests 😂😂😂
I like this song ndoiwana kupiko
Mwanangu Shepherd ufikutaura chokwadi kuti mamwe ma warvets vakazotanga kupinda chikoro vave ne ndabvunza. Vachibhesera. Inini ndaive nevakatangira my Grade 5 vave varume vakuru vaive nendebvu .Ndichitotya kuvatsiura let alone kuvarova chikoro. But ivo vaitoti tiroveyi kana tatadza musati tye. Hatikudzorereyi bcz isu tidikuda zvekufundiswa chete.😮😮😮😂😂😂
As Zimbabweans we need to support them to remove mnangagwa he is corrupt & looting Zimbabwe resources . People are dying in poverty .
Zanu ngaibaye kwete munhu 1
Yess bro, these guys are the real mafia. They’re self centred and don’t consider the life of the general population but themselves alone. This is the generation that has plunged our nation into this calamity. Hondo’s period was very short and less painful than the length of the suffering and pain we have endured after the so called independence. Hondo haina kumborwadza like these last 45 years.
Kkkkkk thanks chibaba nesong Dhirihora
Ka small adyiwawo mari
Well said bro❤❤
Thnk you brother for the opening moral song vanogara mudhirihora
Chikenduza kikiki 😂😂😂kikiki
Usatambe ne DRC ma officer aitiza kusiya ma position hondo yapisa,gaya kuti army ye DRC yaunenge uchibatsirana nayo yo panduka apa ndimi murikubatsira, ma video ema helmet, pfuti, nyere kuita gomo,zvitunha zvhichiora mu street. Pa Kinshasa 1998 Zimbabwe yakabata basa 1 Parachute/Commando Regiment ne SAS ne Zimbabwe Airforce,ma Rwandan/Ugandan vakatizira mu Angola vakazobatsirwha ne UNITA kudzokera Kigali Rwanda.
Hondo haina kunaka vakomana South Africa irikuchema 14 lost isu takasiya vakawandisa vakatofa nana malaria, kurumwa nenyoka. Ngava zorore madhara aya vatipondera nyika Kabila akapromisa USD25 million thank you asi hapana hapana vakadya mari mazi war vet aya. Havanete kuba kuita mine yema diamond ku Mbuji Mayi DRC apa come Chiadzwa havagute mbavha idzi.
The root cause was rgm for him to stay in power
Operation Galinya kumunda murefu
Yimbayi zvinopera baba 5 minutes muchingoimba chte hree 😢
@@StatesChitsinde waiting for audience can’t do live for 2 people.
Ma video ako ingoita ma 5-10 minutes chte wotaura ma point kwete zvekuimba izvo uye unowana ma follower. Kwete kuita 1 hour kudai
@@PrinceTapfumanei ma Live on Facebook videos Haasi for TH-cam they are just added for those who miss them. It’s not about followers its about engaging people vanouya pama Lives
Mwana wekumusha taura zvako,mu karoi taven bar, va Chiputura was father,'s brother vainzi Issac Chiputura vaigara pa 95 Nzou st
Greetings brother tirimo mu ......
Tirikuendepiko na garden uyu.
hondo pamanica ...yuda you can sing
Greetings my brother
They are vlaiming 300 thousand dollars now
💙💙💙💙💙
Viva Rebel. Aluta continua
Mukoma Shapiro
Akomana kutuma ma war vet kusongo uko DRC when young soldiers much stronger and faster where decimated and you think madhara aya stand a chance in those rain forests 😂😂😂
How much were they awarded by the British government. 1980. And how much was it in 1997. What do you consider a solution to the current tyrant.???
Morning brother
Ko igenarator here riri kuita noise ku backgroundi? Taifunga kuti tisu tisina magetsi, ko munombogara pai ikoko?
Bwanji ayuda our socialist
mamuripi mdhra.. Musashaike kudaro.
Worsting people 's while
Does that justfy corruption. What are you doing yourself now. Asi une envelope ere????