Part 12 Rumbi Odzeserwa Zvinhu Zvekuroyesa Zvaakapa Diamond Uyo Akamboramba

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 502

  • @sabletrable2887
    @sabletrable2887 ปีที่แล้ว +49

    Rumbi's beautiful smile nezvinhu zvese zvaakataura haa unotombofunga kuti kunyeba😅

  • @successmike
    @successmike ปีที่แล้ว +42

    Who else agrees with me that we will see it until Episode 40. We will see ana Chibvara nana Tsuromudovi vachizosurrender zvinhu zvavo.

    • @leemchoneyZim
      @leemchoneyZim ปีที่แล้ว +1

      We here😅😅

    • @chrisdandaza1955
      @chrisdandaza1955 ปีที่แล้ว +1

      Me also

    • @gina8435
      @gina8435 ปีที่แล้ว +2

      We will also se ana papa vemachechi.. No?

    • @corleone230
      @corleone230 ปีที่แล้ว +2

      Ko Enock ho far manje 😂😂😂

    • @successmike
      @successmike ปีที่แล้ว +1

      @@corleone230 zvake zvakaita no need kuAppear appear.

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 ปีที่แล้ว +55

    Dei vanhu vakasiiya chihure, semasiiro akuita Rumbie mabasa ake. Tinoenda kure 😂😂😂😂😂😂

  • @pamelanyoni5875
    @pamelanyoni5875 ปีที่แล้ว +30

    Rumbi is so cute 🥰

    • @matibisachatyoka
      @matibisachatyoka ปีที่แล้ว

      Zvekut

    • @JohannesNcube-t3y
      @JohannesNcube-t3y ปีที่แล้ว

      Drama nxaaaa

    • @gina8435
      @gina8435 ปีที่แล้ว +2

      Mukadzi munaku asakaroya anoba

    • @86Bh701
      @86Bh701 ปีที่แล้ว

      Akati akagadzirwa kugungwa kkkk. Musayemura

    • @86Bh701
      @86Bh701 ปีที่แล้ว

      Harisi drama iro. Munoda kutenda maona saThomas here. Sly media haina madrama weeee

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 ปีที่แล้ว +5

    Haa I can’t wait to watch Rumbi’s story next chapter inobuda ndanonokerwa, mukoma Robert keep the good job happening, we love you.

  • @fadzaimhenyu
    @fadzaimhenyu ปีที่แล้ว +5

    Rumbie. Our African beauty. Wakazvisunungura. Mwari ngakupe mukana wokurarama upenyu hwaka jeka

  • @tendairobsonchiwara7443
    @tendairobsonchiwara7443 ปีที่แล้ว +12

    Rumbi must write a book on all this information

  • @Pessiamystic05
    @Pessiamystic05 ปีที่แล้ว +23

    Ko mdara diamond akuzobvuma kuti ifiti,I wish there was a way that sekuru Kanengo can give slymedia access to that grazi and we can also get to see what people see.

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi ปีที่แล้ว +1

      Only relatives of being tormented or affected by the eveil spirit will see what affecting them

    • @Pessiamystic05
      @Pessiamystic05 ปีที่แล้ว +2

      ​@roberttapfumaneyi1214 yes I get the concept but I was just saying that I wish there is a way we can also se what tsee maybe by mounting a hidden camera somehow waiketa but thanks for your response but mkoma Robert mamwe masekero amunenge muchita na sekuru Kanengo anondipedza ini I just start laughing as well and pamugoti apo pari kuda a hidden night vision camera tombowona what really goes on in the dark world or spirit world.

    • @rachealchimbazaza4198
      @rachealchimbazaza4198 ปีที่แล้ว

      Shuwa coz vamwe vakubvuma.nekutya

  • @ChipoCharekerachihera
    @ChipoCharekerachihera ปีที่แล้ว +4

    Pamberi nemi sekuru Kanengo Sly media you are the best

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw ปีที่แล้ว +4

    Nzvura zvayo Rumbie, pasi rino vakomana😮. But i like her confession

  • @tre642
    @tre642 ปีที่แล้ว +7

    Vana vadiki look innocent but are very deadly these days . Kakatanga kufuka mese muri kuti kari cute hamuzvitaure zvese zvamuri kutaura. Shavi rekuroya even after deliverance muroyi kungo tsamwa shavi rinoto pfeka.

  • @spelilemadure8665
    @spelilemadure8665 ปีที่แล้ว +11

    Rumbie ka wange wafamba level hombe,Diamond aita mudiki 😂😂😂

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 ปีที่แล้ว +13

    It's dangerous time for our sister Rumbie to keep staying in that location with all her old workmates

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว

      Ari kutoziva kuti hapana zvavanomuita vese coz muhombe mwana uyo pabasa iri.

    • @douglasgumbi3375
      @douglasgumbi3375 ปีที่แล้ว +2

      Very true, but God will make a way 🙏

    • @adv128
      @adv128 ปีที่แล้ว +1

      Pamba pakatoteyiwa havana zvavangamuite. Off course vanozama asi havana chavanoita

  • @sithembilemalanga8206
    @sithembilemalanga8206 ปีที่แล้ว +11

    MA pastor ngaataurwe ne mazita vanhu tibetsereke

    • @margarethmaroso3150
      @margarethmaroso3150 ปีที่แล้ว

      Sure mapastor ngataurwe because tinopera kuitiswa zvinozoshupa mhuri dzedu mangwana

    • @freddyrukato1343
      @freddyrukato1343 ปีที่แล้ว

      Chokwadi maporofita Nana pastors ngaataurwe plz

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok ปีที่แล้ว

      Taura zvako, vanhu vanzwa nekuyitiswa kumakereke uku.

    • @sithembilemalanga8206
      @sithembilemalanga8206 ปีที่แล้ว

      And haasi wekutanga kutaura nezvema pastor pane uya weku Dubai akatakura some thing, isu manje hatidi ku believer vana papa vedu ndeve fake

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 ปีที่แล้ว +1

    Love this song really thanks

  • @musavenganamadzikova4675
    @musavenganamadzikova4675 ปีที่แล้ว +4

    Ndikuteerera hangu the Song (Taiona Moto)from Hosia Chipanga. Hanzi dai pasina kupindira kwaIshe taiona moto. Waiting

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 ปีที่แล้ว +5

    Rumbi nyaya dzacho dzinotyisa experience yaunayo nrkuziva kwako zvinhu hope uri safe after this 😊

    • @alfredchapo5474
      @alfredchapo5474 ปีที่แล้ว

      Rumbi is a consultant in these things. Revelation ina Rumbi is high she is a resource

  • @Natty908
    @Natty908 ปีที่แล้ว +5

    One of the best episode of all times 😊

  • @Pessiamystic05
    @Pessiamystic05 ปีที่แล้ว +20

    Its Rumbie's reactions for me,the way she looks at diamond and then obva abvaruka hake nekuseka😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅.

  • @beautyadaarewa638
    @beautyadaarewa638 ปีที่แล้ว +1

    I sipathas namai Rumbie,kumwe kuzvara idii nyoka inozvara mbavha nemuroi. Mai Rumbie mudikani unondipa hushingi.

  • @stellamashandudze516
    @stellamashandudze516 ปีที่แล้ว +16

    Mukoma Robert fambai naro basa you are the best keep up the good work👏🏾

    • @Henry-me1fm
      @Henry-me1fm ปีที่แล้ว +1

      Sando mukomna Robert

    • @llions5633
      @llions5633 ปีที่แล้ว +4

      Mubva masvika nekuParamende futi ndokwavazere vamwe vacho. Taneta isu !
      Kana kusina Regai vaDiamond naRumbi vambosvikako sekuru vozopedzesa havo basa .

  • @Zambodia
    @Zambodia ปีที่แล้ว +18

    Mwana uyu is naturally cute

    • @elenorchoruwa1438
      @elenorchoruwa1438 ปีที่แล้ว +2

      Vanhu vekumusha kwake vaneutsinye kutadzisa mwana mudiki kuti aite upenyu hwakanaka ndivanaSatan. Chaivoo

  • @RealityMakaza-zl4eu
    @RealityMakaza-zl4eu ปีที่แล้ว +1

    I love Rumbie is so beautiful wow

  • @321letsgo6
    @321letsgo6 ปีที่แล้ว +3

    Diamond and rumbi I am so proud of you for letting this go

  • @alfredchapo5474
    @alfredchapo5474 ปีที่แล้ว +1

    Rumbi arikufara nhasi. Epic episode

  • @Tinashebosskedga-qw6de
    @Tinashebosskedga-qw6de ปีที่แล้ว

    Ini hangu Rumbi ndakamufarira Mwari ngamubatsire arambe akadaro kana ndKamutarisa akafanana naSauro wemubhaibheri aiuraya vainamata akazotendeutswa naMwari rikazova gamba pakubata basa ramwari coz hapana chaachada kunyika atendeuka Rumbi God bless you Mwari achakubatsira kut uite basa raMwari chengetwa naMwari r
    Rumbi

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 ปีที่แล้ว +9

    Sekuru Kanengo havana kubata va Diamond but Rumbi confessed it kuMarondera

    • @Mr-lz5ob
      @Mr-lz5ob ปีที่แล้ว +1

      Just like Admire, ahana kubatwa but Rumbi confessed........

    • @orbertjnr8513
      @orbertjnr8513 ปีที่แล้ว

      And havana kubata rumbi asi she confess to sly

    • @Will-c5b
      @Will-c5b 10 หลายเดือนก่อน

      Kanengo haaoni anoshandisa physiology

    • @ReginaChirwa-o9z
      @ReginaChirwa-o9z 10 หลายเดือนก่อน

      Chero kurapa achigona hake coz rumbi nhas chaiye ndamuona atovabhooo

  • @benjaminmukarati4774
    @benjaminmukarati4774 10 หลายเดือนก่อน

    Thank you ruru. excellent. For explaining.

  • @joemakerdzawo5586
    @joemakerdzawo5586 ปีที่แล้ว +5

    Rumbi she is a beautiful natural

  • @danielshidute3054
    @danielshidute3054 ปีที่แล้ว +1

    Mukoma sly bvunzai rumbi kuti java haana kumuonawo here kubasa kwavo

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 9 หลายเดือนก่อน

    Rumbie l live u my girl cheneswa hako

  • @Will-c5b
    @Will-c5b 10 หลายเดือนก่อน

    Manzwa vanotora information Robert ataura kut rumbi takamirambidza kutaura mazita akatiudza so vakanga vaudzwa zva diamond

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 9 หลายเดือนก่อน

    Super Rumbie u are such an inspiror

  • @douglasgumbi3375
    @douglasgumbi3375 ปีที่แล้ว +3

    Please Slymedia help Mr Diamond 💎 to be acceptable to his family 👪 and society, he is old, he to retire to his grave in peace, ngumntomdala bakithi, Rumbie at least she is young and beautiful,it's easy for her

  • @llions5633
    @llions5633 ปีที่แล้ว +10

    Madzimai achaudzwa nevavakidzani kana kuzvionera. Hanzi tinenge tapinda dangerous kuti Diamond anoziva here kuti arikubuda pasosha midhiya kana hapana chozikanwa 😢

    • @spelilemadure8665
      @spelilemadure8665 ปีที่แล้ว

      Anotobvunzwa kuti live

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว +2

      Ndoona sekuti irima rega rega hapana choziikanwa.

    • @mariamachemedze2256
      @mariamachemedze2256 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂 ndoonasekuti haazive

    • @S-ig5kd
      @S-ig5kd ปีที่แล้ว

      😅😂😂

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 ปีที่แล้ว

      ​@@tsitsimutombo2216it's you guys u don't think he is not aware of camera

  • @ShyleenTayengwa
    @ShyleenTayengwa ปีที่แล้ว +3

    Baba diamond avac kuziva kt vari pamedia,varikutoti madam avafanire kuziva😢😢😢😢

  • @kudzanaikatsande2089
    @kudzanaikatsande2089 ปีที่แล้ว

    Sly harisi drama here raukutiitira apa,anywy Rumbi she is beautiful

  • @chikamburerobson9872
    @chikamburerobson9872 ปีที่แล้ว +1

    Rumbi is very beautiful

  • @eriesikhakhane8376
    @eriesikhakhane8376 ปีที่แล้ว +4

    Rumbi is too beautiful Ummm.

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 ปีที่แล้ว +10

    Be safe Rumbi after this confession I love you.

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 ปีที่แล้ว +4

    Even if u don't want to forgive him definitely u will forgive Diamond 😂😂😂😂

  • @Simblex-sh3hw
    @Simblex-sh3hw ปีที่แล้ว +5

    Ndosvodera vanonyarira horoyi.
    Diamond chibabaaaa
    Ndoopaunoona kuti 21st century generation is gone kunge vaenda neCovid

    • @mitchelchinkomo7188
      @mitchelchinkomo7188 ปีที่แล้ว +2

      Hahaha English translation ndoyadityora pacomment yenyu

    • @Simblex-sh3hw
      @Simblex-sh3hw ปีที่แล้ว

      Hahaha emphasising,,,,kkkkk

  • @monalisamhlanga6254
    @monalisamhlanga6254 3 หลายเดือนก่อน

    Lets pray for Rumbi's protection both physical and spiritual.

  • @abaschengs4806
    @abaschengs4806 ปีที่แล้ว +7

    Masowe ngaataurwe nemazita vanhu vasanyeperwa nemapositori enhema

    • @AudreyChriss
      @AudreyChriss ปีที่แล้ว

      Mapostori ml

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok ปีที่แล้ว

      Taura zvako, pamwe ndokuti vanhu vasaitiswe nanaMadzibaba kuMasowe uku.

  • @freddyrukato1343
    @freddyrukato1343 ปีที่แล้ว +1

    Kutanga panyaya yaa admire taiti kunyepa chokwadi thanks rumbi

  • @clemenceymufundisi4848
    @clemenceymufundisi4848 ปีที่แล้ว

    Rumbi you are strong keep it up god is great

  • @RebeccaMubaiwa-v6n
    @RebeccaMubaiwa-v6n ปีที่แล้ว

    Ndibatsireiwo. Huroyi ndounonzi husatanist here

  • @i_love_beer
    @i_love_beer ปีที่แล้ว +1

    Rumbi ndinomudawo kuti ndimbomurarawo mbijana but maziso ake anotyisa chaizvo. Kana miromo yake kuikisser kunotyisa but dako anaroba.

    • @Blessing8004
      @Blessing8004 ปีที่แล้ว

      Taurahako maziso acho akaipa

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 ปีที่แล้ว +3

    Rumbi wangu ndokuda kani ndoda uyite muroora wangu 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺😐

    • @sekuruvaJamella1078
      @sekuruvaJamella1078 ปีที่แล้ว

      Hiiiiimiiiika himiiii! Kkkkkkk

    • @ThelmaMapara
      @ThelmaMapara 9 หลายเดือนก่อน

      Madirei kupedzesa dzinza nhai

  • @stellamashandudze516
    @stellamashandudze516 ปีที่แล้ว +2

    Manjuzi come gather here matinyanyira vanhu imi😡

  • @Natty908
    @Natty908 ปีที่แล้ว +1

    Rumbie so and the way she is so cute ka ayiii

  • @forgetchabikwa7373
    @forgetchabikwa7373 9 หลายเดือนก่อน

    Rumbi kufanana na Solo we naiza boom

  • @AnnaniasNyoni-br5vm
    @AnnaniasNyoni-br5vm ปีที่แล้ว +1

    I am waiting, let's go Sly, my best

  • @mekong7529
    @mekong7529 ปีที่แล้ว +7

    is she saying njuzu are spirits of people that drowned?

  • @panashenyatsambo4063
    @panashenyatsambo4063 ปีที่แล้ว +1

    just wish kuti family yaVadiamond ivaregerere he is free person .

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 ปีที่แล้ว

    😂😂😂😂😂 haa nhasi ndasoseka veduwe sekuru Diamond kumberi comedian zvavo

  • @muchemberenaphiri223
    @muchemberenaphiri223 ปีที่แล้ว +2

    Asi sekuru havasi kuziva here kuti vari kuonekwa nenyika yese vane access ye wifi

  • @dennesmpinda9392
    @dennesmpinda9392 ปีที่แล้ว +3

    😅😅😅nhasi ndaseka va diamond rumbi akanaka ndati❤

  • @godknowsdembure1572
    @godknowsdembure1572 ปีที่แล้ว +1

    Mukoma Sly ndibvunzireiwo Rumbi kuti sei maziso evaroyi akafanana or mamwe maziso anototyisa kutarisa so chii chavanee vaita kuti maziso achinje kudaro maybe ndini ndinozviona ndega maziso aya pane zvaanoita so

    • @Blessing8004
      @Blessing8004 ปีที่แล้ว

      Chokwadi maziso arumbi anotyisa

  • @Lay_vee
    @Lay_vee ปีที่แล้ว

    Well done for the courage Rumbi

  • @JamesKasoro-v4g
    @JamesKasoro-v4g ปีที่แล้ว

    Rumbie ndanyore book rake,kuvarungu vanotonyora nhoroondo uye akaNengo vozoverengwawo nevana vedu kuti yaive mhare

  • @JoeSithole-w8t
    @JoeSithole-w8t 7 หลายเดือนก่อน

    Rumbie akanaka imi wee🫡

  • @lindapatiencechare7735
    @lindapatiencechare7735 ปีที่แล้ว +3

    Kkkk asi ngoda ahasi aware kuti akubuda pa social media here 😂😂😂😂

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 ปีที่แล้ว +2

    Baba Diamond vataura chokwadi mapositori mazhinji ndozvavanoita ndaona rufu mberi kwako.

  • @MichaelMUNYANYI
    @MichaelMUNYANYI ปีที่แล้ว +3

    Rumbie wakanaka

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 ปีที่แล้ว

    Yooooo zvine malevels muhuroi vamwe vogumira mudam vamwe vanoenda kunyanza.ma1

  • @maxwellmafudza1852
    @maxwellmafudza1852 ปีที่แล้ว +1

    Ngatifambei nemakoporo iwayo monday Rumbi ndakamirira Zimbabwe yose tinokutenda nekutiratidza zvataisaziwa

  • @pahwehwemadzimure2361
    @pahwehwemadzimure2361 ปีที่แล้ว

    Rumbie akanaka

  • @nikolaskayenda
    @nikolaskayenda ปีที่แล้ว

    Pakayipa apo thanks mukoma @Robert Tapfumaneyi

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 ปีที่แล้ว +1

    My rumbi 💃💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺

  • @TakudzwaMuchate
    @TakudzwaMuchate ปีที่แล้ว

    But rumbie is very cute dai zvaitawo boo kuside kwake awane zororo aitewo imba yake

  • @maudnyika1445
    @maudnyika1445 ปีที่แล้ว +1

    Ko nhai sly k asi madzibba vakabva vazodzoka kuno ku SA here tisina kuzvipihwa mushe mushe ?

  • @beautyadaarewa638
    @beautyadaarewa638 ปีที่แล้ว

    Rumbie uri mhenya parunako, asi mubvana wangu, huroi. Renga zvinzi vakadzi vakanaka vanoroya.

  • @alfredchapo5474
    @alfredchapo5474 ปีที่แล้ว

    For me its level rangu ranga repfuura ra Diamond. Ana Diamond akagumira mutudhamu twemuno

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 ปีที่แล้ว +6

    Ko va Diamond maitoita kunge muri kutaurirwa zvamusi kuziva wani ndabvuma hangu muroyi haabvume zvekunhanya kkkkkkkkk

    • @priscamusvovi2841
      @priscamusvovi2841 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂hazvibvumike zvekumhanya

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 ปีที่แล้ว

      Ukabvuma zvechihwayi hwayi unorambwa nehama😅😅

  • @AbigailDzama
    @AbigailDzama ปีที่แล้ว +1

    Rumbi chigara uri pamunamato wakuda hukama na Jesu kuverenga shoko ra Mwari nekuzvifukidza neropa ra Christu .

  • @DREWKedza-do4mu
    @DREWKedza-do4mu ปีที่แล้ว +2

    Kkkk Diamond vakuru vekuvhara kkkk sekuru Kanengo bhora mberi nyika ichene

  • @leonahchipembere4562
    @leonahchipembere4562 ปีที่แล้ว +3

    Diamond haasikuziva kuti aripa camera veduwe

  • @Mikemwale-x3u
    @Mikemwale-x3u ปีที่แล้ว +3

    Rumbi wakanyanya zvako mama boss😢😂

  • @etheline7422
    @etheline7422 ปีที่แล้ว +3

    Saka tikutaura nemaduri here munyika muno mmm😭

  • @Will-c5b
    @Will-c5b 10 หลายเดือนก่อน

    Matsotsi aya vese na Robert varikutora information

  • @AngelaChakara
    @AngelaChakara ปีที่แล้ว +3

    Diamond the comedian 😂😂😂😂

  • @TalentHambirepi-xn2wq
    @TalentHambirepi-xn2wq ปีที่แล้ว +3

    Zvinhu zvacho kunga ma jokes.kkkkkk.

  • @josephatmagomo6611
    @josephatmagomo6611 ปีที่แล้ว

    Aaaah Saka zvitoriko hamusi ku actor here vanhu imi hai 😂😂😂😂😅kutoti chimukuyu

  • @BOSSMUREVAZVIVIL2
    @BOSSMUREVAZVIVIL2 10 หลายเดือนก่อน

    Rumbi's Baby ummm zvauri sowo, ndosaka kuchinzi mukadzi akanaka pameso, anema tambudziko kuroya k4 kuba ,k4 chifambi. Hezvo kah izvo

  • @lydiamuzembe6673
    @lydiamuzembe6673 ปีที่แล้ว +3

    Kutoita kunge dambe asi zvichitorwadza hazvo 😢

  • @eriesikhakhane8376
    @eriesikhakhane8376 ปีที่แล้ว +2

    Saka Diamond akatomborova Poto panaRumbi??? 😂😂😂😂

  • @ethelf.muzenya-lj2pw
    @ethelf.muzenya-lj2pw ปีที่แล้ว +1

    Rumbi akanaka hake

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb ปีที่แล้ว

    Rumbie ndokuda ❤

  • @JaneWarikandwa-pd7sh
    @JaneWarikandwa-pd7sh ปีที่แล้ว

    Fambai naro mkoma Robert

  • @GondaiMakuyana-wo6io
    @GondaiMakuyana-wo6io ปีที่แล้ว +5

    Rumbii rumbii 🤣🤣🤣 hunza rain rese kwa sekuru

  • @missyeve1131
    @missyeve1131 ปีที่แล้ว +2

    😂😂😂😂ndazoseka ndisingade a Diamond

  • @oliviatsindi1259
    @oliviatsindi1259 ปีที่แล้ว

    Apa hadziseki zvadzo dziri srs Diamond to the pple

  • @patriciachinembiri9434
    @patriciachinembiri9434 ปีที่แล้ว

    Mukoma sly bvunzai kuti pachimugoti vanosangana nguvai

  • @fortunatekashambe9796
    @fortunatekashambe9796 ปีที่แล้ว +1

    Ko pekutanga kuzotii Rumbi handimuzive apa vachisangana pachimu goti

  • @EmerinaMukaro-kd3uw
    @EmerinaMukaro-kd3uw ปีที่แล้ว

    Baba Diamond ndeve comedy avo vatore vaactor vasiya uroyi.Sando dzenyu sekuru tinotenda rubatsiro wenyu kuvanhu

  • @politenyambara6237
    @politenyambara6237 ปีที่แล้ว

    Maswera cei mukoma sly ndokumbirawo number yenyu

  • @lucysibadhlile
    @lucysibadhlile ปีที่แล้ว

    Rumbika iii zvakaoma

  • @kikkykahari-ze4dp
    @kikkykahari-ze4dp ปีที่แล้ว

    Nyembe dzekuroya hre amana

  • @LettyShawty
    @LettyShawty ปีที่แล้ว +1

    Bvunzai munhu 1 1 kwete mese ka1 plus murege fti kupfipfinyika too much tozotadza kunzwa zvotaurwa muchingopfipfinyika zvisina basa apa😊

    • @yvone260
      @yvone260 ปีที่แล้ว

      😂😂😂