Was trying to play this rythm the other day wooow, how creative just strolling the whole bar, especially on the second transition 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽. Samie muri chibaba
@@taumlambo91 Aaaaah, ko confidence muchi taura zvisizvo ikubvepi iyi. Kana zvakadaro kureva kuti va Mugede vanonyepa zvee, nekuti vakataura kuti pana zvakanaka zvakadaro album, ndivo na Zaka Zaka vakakwenya ma rythm then Noel Nyazanda achi chinja ma gear pa lead guitar.
Mugede, manotes awaibata Aya uum, even Lucky joined you those days but neline ramiive naro aiive ma 1. Baba Sqa was the best kuSmoko but vakaoona kuti masamba asiyana. Izvozvi music yabigdhara yainvadwa nevafana vasisagoni creation yavo avo. If it was possible, come and join mudhara pamarecordings avo, the long run music will be heard and stay. Yes team ririko robata waya haro but maflows eguitar work amaiita apo alive ma 1. If this typ of sound comes back then it's another chapter. Varondatsimba pekutangira panombovanetsa chete and it will make Sungura sound better!
Makarova baba.Sami Sami Samiero Mugede.Aaa imi mudhara imi ndimi mairova waya apa.Zvakanaka zvakadaro the guiters were just out of this world.Yourself.Aleck,Zaca,Doni Gogo,Noel & Lucky yaa OMK had assets.
Yoo murume uyu kaa uyuyu ndanzwa vhudzi kumira waya dzichi dzudzurwa
Haaaa rhythm idzo mukoma wangu hadziridzike futi zvakatovhara best mukoma mairova mazuvano tanzwa nembodza
Aiwa maibata mukoma strong rhythm kwete zvatakunzwa mazuvano
Pairohwa instrument apa, I always tell people that these guys who were underground were killing the tunes bigtime
Ndivo vaiita kuti zvifaye ivava ende zvaitofaya futi!
Mukoma your ✋ is excellent mufunge ummmmm munonaka mukuruwebasa ndatenda hangu I have back the days this song was released heyyyyy I was only 20
Murume uyu ka kuridza kwake kwakasiyana nekwevamwe haa
uyu ndomupa Gold medal uyu ,,
Big up shaa ummm
Album soon brother
Heavy wangu takaimirira
Urichibaba wangu unemabatiro ako akanaka chazvo I like yo touch
I subscribed to your channel...mondigonera mukuru wangu
Mkoma Sammie............guitarist par excellence
Eix... Original, I mean quality 👌👌👌Samuel uyu
samuel you're a living legend
Lots of respect my brother
This rythym touches the soul, if there is one thing we would be asked to have in our graves, why not taking this rythym to listen to always
I love ❤️ that.thanks
I know this man is dangerous .. mugede akasimudza ma rhythm akanetsa
aaaah this rhythm is lit, i played the original song I heard it kkkkk big up Samuel, you should do again another on Macheso`s new album
🔥🔥🔥🔥🔥 makaipa Mdara 👏👏👏🙌
Maoko Aya akanyanya
Chibaba ichi
Number 1
where was this man hiding, what a big hitter, hana song isina kuita hit, he dd ma rythms on and i believe he still owes some good tunes!!
You realise the artistry when the music is unravelled string by string.
Hi Mugede, you a bomb by making, just hit the wires without that background sound like you did on ziva zvaunoda
Weldone bro!!!!Mumba ngamufarwe umo Farai! Sami,Samiero 🎸
zvakumaker sense nguva yese taisamboziva
Uyu anogonesa uyu chaabata chose its a hit
Awwww hats off 👏 👌 muri shasha yemazvokwadi.merci boku
Samuel Mugede shasha yekuridza gitare rerhythm, yaaaaaa pana Zvimiro makazvambura wena.
Shumba handina wandingaku kombeyayi naye when it comes parythem
Mudhara Samie makapenga
Keep pushing mkuru munogonesa
Ko mazotinyimireiko rhythm inptwevera yacho......haaaa ndatenda hangu. Ndeikukutsvagai akoma number dzenyu
Shambloooo I tried this rythm magetsi, inotevera yacho it utilises the whole bar 😂😂😂😂
Keep them coming shefu 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Was trying to play this rythm the other day wooow, how creative just strolling the whole bar, especially on the second transition 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽. Samie muri chibaba
Great work
The best of the best
Nyanyest mukoma wangu
At least youngsters can copy and
we can have musicians for tomorrow
ZakaZaka dd the other rythm on this album....??
Kutapirirwa zvangu ndakabaira aux cable ku heavy sound system
please can you do at least another one album with baba Shero
We have already talked about it it’s just a matter of time.Thanks
mukoma pedzisai rythm iyo kkkk matisiira panzira.
haaa makanyanya
Didnt know kt mdhara samie ndimi mairova main rythm thot ndi zaka & u on sub
Zaka Zaka aive asisipo pa Album zvakanaka zvakadaro....akaenda after Simbaradzo then come back pana Ndezvasheeh
@@taumlambo91 Zaka zaka did monalisa
Zaka Zaka aivapo wan pana Monalisa akachaya
@@wellingtondeka6793 Ok Ok l didn't know that!
@@taumlambo91 Aaaaah, ko confidence muchi taura zvisizvo ikubvepi iyi. Kana zvakadaro kureva kuti va Mugede vanonyepa zvee, nekuti vakataura kuti pana zvakanaka zvakadaro album, ndivo na Zaka Zaka vakakwenya ma rythm then Noel Nyazanda achi chinja ma gear pa lead guitar.
Mugede, manotes awaibata Aya uum, even Lucky joined you those days but neline ramiive naro aiive ma 1. Baba Sqa was the best kuSmoko but vakaoona kuti masamba asiyana. Izvozvi music yabigdhara yainvadwa nevafana vasisagoni creation yavo avo. If it was possible, come and join mudhara pamarecordings avo, the long run music will be heard and stay. Yes team ririko robata waya haro but maflows eguitar work amaiita apo alive ma 1. If this typ of sound comes back then it's another chapter. Varondatsimba pekutangira panombovanetsa chete and it will make Sungura sound better!
Lucky kuseri wangu but apaa anga asangana ne real challenger apa plus Lucky ne tempo ye OMK zvaisanyotsobatana but Ku Smoko akaita zvinorova
@@stimuluspackage5821 hurwere hwakazongobata chete pana Lucky asi akange achimaintainer standard yaMugede iyo, zvekuti kushaikwa kwake gomba racho rakunetsa kuvhara zvachose
Thats true mmm asi Mugede is a bit a gear higher up than Mjuntu, Lucky and Zaka...i think he is the best rhythimst for Sungura
Makarova baba.Sami Sami Samiero Mugede.Aaa imi mudhara imi ndimi mairova waya apa.Zvakanaka zvakadaro the guiters were just out of this world.Yourself.Aleck,Zaca,Doni Gogo,Noel & Lucky yaa OMK had assets.
Thanks for your support brother.
Mukoma your ✋ is excellent mufunge ummmmm munonaka mukuruwebasa ndatenda hangu I have back the days this song was released heyyyyy I was only 20