Sando brother Wayne Mwari akuropafadzai moendesa chegumi mufundisi ngutsikanayi uye musatarire vana vesangano pasi vana vesangano vakafanana vese hakuna mukru kana mudiki kunaMwari Hallelujah 🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️
Magtom you are the best Soapy in Zimbabwe, dai mangorega kukanganiswa ne ma comedians emuharare vanhu vaye vanopedza carrier they appear like vada kukuendesai kumberi ivo vachida kukutorerai chamunacho yet mutori kumberi kare , chikumbiro changu rambai mamwe ma favors munotorerwa lime light ndapota hangu 🙏
Ndezvashe boss hatina hedu veku Harare vakawanda vatoshanda navo but kana mukana watendera hatirambi kuita collaboration nevamwe vari mu industry, Mwari vatisvitsa pano ndivo vanenge vatendera
Ndafara kuti Slimmy anyura 😂😂😂 ndatomumakira kurara ne shamwari ya Charmaine 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. I can’t separate the series ratoo GARAGE chairo
Haa ndanakidzwa zvekukachidzwa netea kkkkk. Ko, Kuti Pastor vawedzere kuwacha ndofunga kuti vanofanira futi kuenda kuna brother Wayne vachida kunoita kachitsotsi kekumbira mari as if vaita problem, expecting Mukoma Wayne kuti vachanzwa tsitsi vovapa, brother vobva vangovhara nekuvhura hombe vachiti problem vainzwa but manje mari vanga vakatotumira Gogo vavo yese kumusha.
Kune were achauyq please like my comment kuti ndigodzoka ndichiona futi
Good to see mkomana wepa The Dark Night, brother Wayne
Same to mee haha
😂😂😂Well spotted Sis.. Ndabva ndamuziva, apa Ivan ne dhiri raaita achinyebera kuzungaira
@@monalisakaetano8083 he is good kani kkkkk ndanakirwa paaudza Pastor kuti vanoverenga magwaro ekuna Timothy 🤣🤣🤣🤣🤣
U can say that again
Chibaba ichiiii
Mai Moyo vakugonai imi Pastor
Endai munoverenga 1 Timothy 6 vs 6 yamange muchaudza brother Wayne, what a lesson
Brother Wayne❤ welcome back
Ndafara sei kuwona Wayne… welcome back 🎉
Uyo tapedzisira kumuona kare welcome back
Ko Gaza aripi😂😂😂
Mufundisi manyura next tym gutsikanai nezvamapiwa😂
Pastor gudzikanai nezvamunenge mapiwa makutotsamwira mari yamaramba 😂😂😂🎉🎉Magtom to the people
Brother wayne munomborova , love you my brother hamuna nzungu zvenyu
Sando brother Wayne Mwari akuropafadzai moendesa chegumi mufundisi ngutsikanayi uye musatarire vana vesangano pasi vana vesangano vakafanana vese hakuna mukru kana mudiki kunaMwari Hallelujah 🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️
This was sooo good. Gutsikanai pastor shoko radzoserwa kwamuri
Watching from UK❤
Welcome back Wayne, hmmm it's been long❤❤
Pastor vadzungaira hanzi chegumi $30😂😂😂
Chiri kupisa ichiii gutsikanai pastor
Handei magtom media makaipa I'm watching you from ugUganda
Bro kana denga rafunga kukurangarira so rinoisa confussion soo kuti maths yaMwari ibude.
#thnxmagtom
"Matii" yabrother Wayne showed he was ready....😂😂😂😂😂
Mai Moyo vakasenga zvinhu zvevanhu 4....
Kuzo lecture umwe nezvekugutsikana ivo Pastor vasingagutsikane Pastor vacho. Vanzwa butter. Kkk😅😅😅
Mr Muzondiwa halfaaa the Family ,last week hatina kuyiona fut
Kkkkkk Pastor Vamama dhidhi chairo dzungu harishandi Itai zvamwari
Good guys❤manyama ayaa❤
Yessays this guy long time Gaza hoping to see him soon
Hoyo makavhura hombe pastor yowee anhuwoyeee slimy manyama nyanyest chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkk pastor vangorohwa nesame verse
Haaaah Pastor mazviita tsambarafuta inozvikanga nemafuta ayo.
I love brother Wayne
Kutsikana nezvamapihwa pastor shoko ramwari moriziva motsamwai pastor imi maporonga mega
Pastor vanotsiura nemagwaro😂🔥🔥🔥
Manyura pastor nekusagutsikana rambai makadaro 😂❤
Thank you magtom media ♥️♥️♥️
Thank you for the music once again
love the song Jesu Munenyasha
Ko brother Wynn zvemari mamakutaurirei
Aww he is back pls Magtom we want to see that guy in upcoming videos
Mufundisi vanofanira ivo kugara pashoko ramwari vasaparidzira vanhu nhema ikkkkkkkkkkk
Mukuru siyai marii yemwana imi
Kkkk pastor musaita udyire chimoyo moyo honai makazviruza nekusagutsikana
Baba juju you must be a good counselor and an advisor again ❤️❤️❤️❤️. Whenever you advise people munotaura zvisvinu
Watching from Pretoria ❤❤❤
Veduwe song iyo yakaimbwa nani irikuimbwa kunzi sabba vangu vakati mwana dzoka
Bba juju your the best ❤❤❤
Magtom you are the best Soapy in Zimbabwe, dai mangorega kukanganiswa ne ma comedians emuharare vanhu vaye vanopedza carrier they appear like vada kukuendesai kumberi ivo vachida kukutorerai chamunacho yet mutori kumberi kare , chikumbiro changu rambai mamwe ma favors munotorerwa lime light ndapota hangu 🙏
Ndezvashe boss hatina hedu veku Harare vakawanda vatoshanda navo but kana mukana watendera hatirambi kuita collaboration nevamwe vari mu industry, Mwari vatisvitsa pano ndivo vanenge vatendera
@@magtommedia pakuziva musiki bro Kudenga koga ndokunotendera kana kurambidza munhu
Munhu waMwari vagonekwa kuvhurigwa magwaro kkkk
I love it ndinotodzidza through Magtom media
Welcome back wyne nice
What a good lesson, thank you guys
Watching from Israel
😂😂 aikazvee brother Wayne kupa pastor 20 dollars yaitori blessing in disguise,,, woow😊
Welcome back brother wyne
Hatsikana nezvaunazvo 😂😂wairasa pastor ❤
1 Timothy 6 vs 6❤. Munhu gutsikana.
Motigonera magtom.
Ka song kanonzii ako Pastor Slimmy
Ola Ola brother Wayne ❤
Imi pastor right back at you. Gutsikanai pastor 😂
😂😂😂 nhasi mazvinyudza Pastor. Kusagutsikana. Magona tine vanhu vakadaro mumachurch vanodzikisira vamwe.
Maororwa pastor kuda zvinhu kwenyu ikoko.
Happy to see Wayne 💕💕💕💕.
I love @Redcliff
Brother Wayne 🔥🔥🔥🔥❤️
Kkkkk pastor endai minoverenga 1 Timothy😂😂😂
ndazofara pavhurigwa postor Timothy 6 kkkkkkkk ,haaa sugar yavo yakwirisa pakutoda doctor Josh 😂😂😂😂😂
Pastor spell 'banana' B A double NANA kkkkkkk
Kikiki brother Wayne hunzi chegumi ndouya nacho
First zvese
Mukati mumabanana akunda zvikuru here umo pastor
Bro Wayne sando
😂😂😂😂😂 Wayne I hero
Ndafara kuti Slimmy anyura 😂😂😂 ndatomumakira kurara ne shamwari ya Charmaine 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. I can’t separate the series ratoo GARAGE chairo
Bro mari ndeyenyi mufundisi gutsikanai imi mabanana ndeenyu
Pastor vaita own goal.
Gona ana gona vake kkkkkkkkkkkkk mareswa Pastor 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Good lesson❤ kugutsikana kunokosha!
Mufundisi batsirikana neshoko handiti musabire brother Wayne
Good lesson 😢
Nhasi ndatora mukombe 🎉🎉
Dai ndine Mari ndaikupai helicopter guys ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😂😂😂 Brother Wyn vari innocent
Yeee mukomana wepadark night
waiting for Drug Dealer
Team inogona iyi!
Kkk but pastor havazoiti zvavo kuti 'You're smart" kkk. Vanotora mari yavo
Dzungu Yonger
I'm the 13th pfeee mufes uye aivhunzwa apindira nhaika❤❤❤❤
Kkkkkkk haaa zvakaoma mwari uyu kaaa
Maresva Pastor😂😂😂😂😂😂
Mavesi manyama kkkk
😂😂😂😂😂😂 Zvashanduka ka kwekupdzisira gutsikanai pastor
Kkkkk pastor vadhinhiwa
mumabanana mune hukoshwa
Kkkkk brother wayn
Wayne welcome back. Its been long
Gutsikana nezvawapiwa. Ini hangu ndinohutsikana neMagtom
😂😂 zvirikuitika sure lesson iri
The more l see Redcliff Shopping center the more l miss home
Yeeeees new episode
Mogona imi kkkk Salem gutsikana nezvawapiwa
Haa ndanakidzwa zvekukachidzwa netea kkkkk.
Ko, Kuti Pastor vawedzere kuwacha ndofunga kuti vanofanira futi kuenda kuna brother Wayne vachida kunoita kachitsotsi kekumbira mari as if vaita problem, expecting Mukoma Wayne kuti vachanzwa tsitsi vovapa, brother vobva vangovhara nekuvhura hombe vachiti problem vainzwa but manje mari vanga vakatotumira Gogo vavo yese kumusha.
Makaroo haana kunaka but shirt 👚 yaMadungwe iyo maiwanepi
Loud shout out to brother Wayne ❤❤❤❤
Kkkkkkkkkkkkkkk pastor Slimmy nhasi mapedzegwa nemagwaro enyu