Vanonamata Vachituka Vavakidzani Kuti Mahure Vanhu VeChurch YeSpiritual Movement
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 มิ.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Ndikangoona Ruzabheta ndotoisa like ndisati ndateeera 😅😅😅
Saķa mai shandira mhuri nguvai
Elizabeth.....❤❤❤❤
thank you so much
Vanhu vamataura navo pamusoro pe Church iyi. Pane danho richatorwa here rekuti Church iyi iparadzwe.
Ms Elizabeth the presenter❤❤
thank you so much
Sister Elizabeth pamberi nebasa. Welldone❤❤🎉
thank you so much
Haaa vanazinyama varoyi vaye mwari achavatonga masatanist vaye
Since i had such a story i thought it was only Ishmael but mmmmh zvinhu zvacho kaaa zvatooma
presenter on point
thank you so much keep watching
Brilliant interviewing skills Ms Presenter.
thank you so much
tete tilder got the influence to expose this more
Vemamedia vakaita zvavo tave kunzwa zviri kuitika zvnotyisa munyika yedu .....zvichir zvekunamata here zvave kuitika ......hosho nekuridza Ngoma midzimu zvikave nani pane zvave kuitika muma church....
Turume tuye rovai mhen vanhu veuko
Waiting
Vakadzi munonyanya kuda zvinhu dai musina kuenda kuchurch dai munaye asi nekuda church honai pazvave😊
Asi manga makadyiswa mvura yezvitunha
Kudzungairiswa ne satanism, kuedza kuratidza
hunhu here hunoita vanhu vavharwe kumeso kutadza kubatirana mwana pamunenge mamuona momuendesa kunzvimbo irikure ne church iyoyi ndazvishaya ini zvinhu zvacho soo
Zvinorwadza veduwee
Ndakamirira hangu
Ini ma church akadai handimanzwisisi kuti zvichiri zva Mwari or satani
Thank you Elizabeth we love you
you are welcome keep watching
Zvakaoma
Baba avo vakabvira kare vachireporter nyaya yemwana wavo Peculiar bt kusvika nhasi hapana chati chabuda
Nhai nhai nyaya ye church iya haina arikuita hanya ne kurwadziwa kwe ma families.
Zimbabwe yapanduka veduwe
koo imi maisiya mwana kwamakadzingwa sei
Basa kumberi hanzvadzi yangu zvayizvezvi urikundifadza urikurova basa
thank you so much
Elizabeth ❤❤❤❤❤❤
keep on watching
Nice work ethics, nice body good intentions ❤❤❤❤ we salute you Elizabeth Nyaguyo❤❤❤
thank you so much rambai muchiona more are on the way
1 John 4: 7-8 >7 Vadiwa, ngatidanane, nokuti rudo runobva kuna Mwari; uye mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. 8 Usingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo. 9 Rudo rwaMwari rwakaratidzwa kwatiri nechinhu ichi, kuti Mwari wakatuma Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga munyika, kuti tive noupenyu naye.
7 Beloved, let us love one another, for love is of God; and everyone who loves is born of God and knows God. 8 He who does not love does not know God, for God is love. 9 In this the love of God was manifested toward us, that God has sent His only begotten Son into the world, that we might live through Him.
😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀 gogo vandisekesa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Marondera my hometown... I miss it
Me too pedu pacherima apo
Kune dzimwe Church dzinoti munhu vese haasisina mutupo. All members vanonzi hamuchina chekuita nedzinza rako.
Affirmative
Where is God in these Churches 😢
But mai imi makapusa mai wenyu wakadzingwa ku church imi mukadzingwa saka makasirei mwana mu church pamakadzingwa
Nhaimi unozvushaya kuti vaisirei mwana paladaro
Ndiyo iya yekurambanisa mwanasikana ne vabereki. Its destroying people's lives.
Hell now on earth, God forbid! 🙏🏽Chivi chivi usatevedzera zvakaipa asi chakanaka chinobva kuna Mwari 3 JOHANI 1:11 Mudikani, usatevedzera zvakaipa, asi zvakanaka. Uyo unoita zvakanaka ndowaMwari; asi unoita zvakaipa, haana kuona Mwari.
Revhitiko 10:10 BDMCS - uye kuti muise mutsauko pakati pezvitsvene nezvisati zviri zvitsvene, pakati pezvisina kuchena nezvakanaka;
1 Johane 3:8-9 ( BSN 1900)
8 Uyo unoita chivi unobva kuna dhiabhorosi; nokuti dhiabhorosi anotadza kubva pakutanga. Mwanakomana waMwari wakaratidzwa nemhaka iyi kuti aparadze mabasa adhiabhorosi. 9 Umwe neumwe wakaberekwa naMwari haaiti chivi; nekuti mbeu yake inogara maari, haangatadzi, nekuti wakaberekwa naMwari
Regarding the sin you're committing of destroying Gods Family Covenant,
1 John 4:20 says, " Kana munhu achiti: Ndinoda Mwari asi achivenga hama yake, murevi wenhema; nokuti asingadi hama yake yaakaona, haangagoni kuda Mwari waasina kumboona"
²⁰If anyone says, “I love God,” and hates his brother, he is a liar; for he who does not love his brother whom he has seen cannot love God whom he has not seen
Amen mashoko akapfuma neano venga hama yake muvurayi nokuti hakuna muvurayi achaenda kudenga🙏
Ummm hapana zvinokwanisa kuitwa here kuti ma church akadai aparadzwe because variku manipulater vana vari underage vachiita zvavanoda ivo
Hapana zvinoitwa nekuti vanofanira kutora danho racho ma satanist saka ndedzemudanga hadzitungane
This not of God full stop!Bible says stay away from all appearance of evil 1 VaTesaronika 5:22-23 KJV
Regai zvakaipa zvose. Iye Mwari werugare amene ngaakuitei vatsvene zvakazara; Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu.
1 Thessalonians 5:22-23 KJV
Abstain from all appearance of evil. And the very God of peace sanctify you wholly; and I pray God your whole spirit and soul and body be preserved blameless unto the coming of our Lord Jesus Christ.
Regai ndimbonamatira Mumba hangu izvi zvema chechi ratova drama ukasanzi ngatichengetei mufundisi unonopinda idzodzi dzine cult
its illegal to call someone mroyi...in the same vein it should be illegal to instruct ppl to cut ties with family on spiritual basis
He was brain washed