Honarary haipiwe munhu asingaridzi Zim besed music...sungura haisi yemuZimbabwe plus Macheso can't play for other races abroad...Anongoridzira maZimbo chete kana ainda abroad ska ndizvo zvezvinhu zvinotariswa usati wapiwa honourary. Inyika ngani dzinomuziva uye ane maelements anoratidza kt ndewekuZimbabwe here pamusic yake...zvinotariswa zvekare izvozvo...tarisa Mutukudz naMapfumo kt maelements api pamusic yavo
The title of her PHD thesis was - Sungura and Social Identity Narratives in Post-Colonial Zimbabwe: An Analysis of the Popularity of Alick Macheso’s Music.
Ma songs ekare lead ngaibatwe naNoel,uyu akurasika ma notes zvakanyanya
Ko bass robatwa nani kana asati apinda Macheso wacho
Anga avakurova lead yepa new album hauna kuona bass ra Macheso rambochinja
I Nomurasa Devine kkkkk hasati master ma notes acho anoda Nowero
Backing yamuropa pana mai varubhi iyo haisi yepondo
❤❤
When are we going to have our own Universities bestowing an Honorary Doctorate to the current King of Sungura???
Honarary haipiwe munhu asingaridzi Zim besed music...sungura haisi yemuZimbabwe plus Macheso can't play for other races abroad...Anongoridzira maZimbo chete kana ainda abroad ska ndizvo zvezvinhu zvinotariswa usati wapiwa honourary. Inyika ngani dzinomuziva uye ane maelements anoratidza kt ndewekuZimbabwe here pamusic yake...zvinotariswa zvekare izvozvo...tarisa Mutukudz naMapfumo kt maelements api pamusic yavo
The title of her PHD thesis was - Sungura and Social Identity Narratives in Post-Colonial Zimbabwe: An Analysis of the Popularity of Alick Macheso’s Music.
Whilst you have an unexplainable level of dichotomous rigidity here is an example of the erudite obtaining doctorates using Macheso's work.
Zhili to the worldoo
Much love to Zhili, Mr Fara nevamwe himself
Baba Shero uyo anekanzwi Katete ngaambomira nhai
uyu unofanira kuyimba kuma live shows chete kwete pa recording ku studio,as long aripo Macheso will never have a hit song
Nice
Haakangamwi Macheso chibaba...
Ari palead ndiyani
NdiDevine Wezhira
Devine
grown up kids