Mai tt is jealous of Madam Boss visiting America???

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 29

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 4 หลายเดือนก่อน +11

    Jealous munogona kufa naro go go Tyra ❤❤❤

  • @1841Rdp
    @1841Rdp 4 หลายเดือนก่อน +5

    Madam boss ndizvoooo! ❤❤❤
    Urikuremera kambavha ka crook kayekaye kapera nezvikwereti - kaye kari famous & broke

  • @matildakwangwa3372
    @matildakwangwa3372 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ah media ,media munopesanisa vanhu,anosvika akaitei iye Tyra wacho

  • @Bester-s3m
    @Bester-s3m 4 หลายเดือนก่อน +2

    Madam boss u rock shem .....❤❤❤❤ U are the queen . Godo ndorinoita kut vamwe vanhu vapfuurwe kutaurisa too much ....

  • @JulianaAchikoti
    @JulianaAchikoti 4 หลายเดือนก่อน +9

    Madam vanorema

    • @Bester-s3m
      @Bester-s3m 4 หลายเดือนก่อน +1

      Amen katatu

  • @fumisompofu9383
    @fumisompofu9383 4 หลายเดือนก่อน +1

    Iwe kana uchipa guhwa ita zvinoita kuti rinakidze ita changamu changamu kana wafunga kutipa guhwa kwete kupora 😂😂😂

  • @heatherheather6127
    @heatherheather6127 4 หลายเดือนก่อน +1

    Well done madam BOSS.. Haubire vanhu mari… Mai TT you can’t compare yourself na Madam Boss. BET you get invited

  • @edwinmbano605
    @edwinmbano605 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mwari dai akunzwira tsitsi ukangoziva Kuti Havana kufanana unobatsirika siyai Mai titi nelife yake,imi vatsvene moita zvenyu Mai Mhofu varikuita yavo .

  • @everydaywinning
    @everydaywinning 4 หลายเดือนก่อน +1

    Even if she bought a ticket, she can afford it unlike some people😂😂😂

  • @everydaywinning
    @everydaywinning 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ofcourse she is jealous, she is always jealous 😂😂😂

  • @mabeltiriwepisanyamahwe5124
    @mabeltiriwepisanyamahwe5124 4 หลายเดือนก่อน

    Big up to you mai Mhofu..muri kuaremera mastreets.

  • @miemyhukazy
    @miemyhukazy 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kunyepera kuita confusion uchitaura nhema iwe mukadzi iwe ka Mwari akunzwire tsitsi

  • @heatherheather6127
    @heatherheather6127 4 หลายเดือนก่อน

    First Class Manyama..

  • @melodymanyise6120
    @melodymanyise6120 4 หลายเดือนก่อน

    ..love u ❤ Tyra

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 3 หลายเดือนก่อน +1

    Imi munorwisanisa vanhu why do you speculate or assume that she is jealous. Those are your theories.

  • @ropafadzomapimhidze7438
    @ropafadzomapimhidze7438 4 หลายเดือนก่อน

    Godo godo richauraya mamwe ma supporters ekiti

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo 4 หลายเดือนก่อน

    Kamuchacha kanotori nezigodo

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf 4 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkkkkk kunongoendwa njeee here 😂😂hudofo ne jealous zvichatiuraya

  • @TatendaMusimbo
    @TatendaMusimbo 3 หลายเดือนก่อน

    Iwesiyavanhu mura hanabasa nazvo

  • @Ndakaitirwa
    @Ndakaitirwa 4 หลายเดือนก่อน

    Ko dzako nyaya wapedza hre dear siyana namai Titi iwe

  • @matildakwangwa3372
    @matildakwangwa3372 3 หลายเดือนก่อน

    She was sponsored

  • @dougchiquary943
    @dougchiquary943 4 หลายเดือนก่อน

    Life haifanane

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 4 หลายเดือนก่อน

    Muchero upi unonzi mai titi? Unomera pagura here kana pachuru? 😂😂😂😂

  • @liinashapaka1601
    @liinashapaka1601 4 หลายเดือนก่อน +1

    You are trying to force view we won’t follow you anymore

    • @CharityMhizha
      @CharityMhizha 4 หลายเดือนก่อน +1

      Isusu we will follow her😂😂😂

    • @wamz8477
      @wamz8477 3 หลายเดือนก่อน

      Neni nditori follower yake nehama neshamwari dzangu dzese