Timaya expressed frustration over the high cost of promoting music today. "You need a lot more money to promote your music now. Just to shoot one video costs 100 million, 50 million, or 60 million. And after that, you have to spend millions more to promote it." That’s why the new artists charge such outrageous amounts.
Music yacho kana usina vanhu vano supporter saMutarisi hazvibude, bcs Mutarisi is doing a lot kuti vapfana ava vanzwikwe kure uko. I know a lot of young artist who are more better than Delroy but havana kwavari kuenda bcs havana ma resources . Saka please Tell Delroy kuti adzikame shuwa.
This guy is a businessman. Vapfanha ava just think he is out to just donate money. Anenge achitodawo something. Ngavasangotambira madeals anozovakanya nekuda kungonzi ndiri kwaMutarisi
Guys don't be fooled Tinashee Mutarisii is a thief song yaa Sora pakudaa munhu yakanetsaa l think 8mnths agoo and they munhuu akuzopihwaa backpay last week just because Delroy aka exposer the truth behind 😅😅😅 Don't be fooled naana Mutarisii l think ndoReason behind yakaitaa kutii Bagga arambee kuendaa kuNash 😂😂😂 he already knew this Matrix
Thank u for watching, Don't forget to subscribe 🎉
Humble response from Humble person 👌
what a humble and positive response
Thanks so much Mutarisi nebasa ramunobata
Aaah sirgulm muripano❤️🔥 munogona futi imimi
Delroy shld just chill and be patient. Maths dzacho dzinenge dzichito zivikanwa. 😊
Aya Ma Boss aya. Take Notes 🖊️
This is maturity
Thanks mr mutarisi
Thank you mukuru nekusimudzira ma ghetto yutts
Maturity
Yess thats it man delroy my friend listen to this zvinoita chete
Music is a business. I feel sorry that most artist & fans don’t know that
Timaya expressed frustration over the high cost of promoting music today.
"You need a lot more money to promote your music now. Just to shoot one video costs 100 million, 50 million, or 60 million. And after that, you have to spend millions more to promote it."
That’s why the new artists charge such outrageous amounts.
Shooting videos is very expensive
Music yacho kana usina vanhu vano supporter saMutarisi hazvibude, bcs Mutarisi is doing a lot kuti vapfana ava vanzwikwe kure uko. I know a lot of young artist who are more better than Delroy but havana kwavari kuenda bcs havana ma resources . Saka please Tell Delroy kuti adzikame shuwa.
This guy is a businessman. Vapfanha ava just think he is out to just donate money. Anenge achitodawo something. Ngavasangotambira madeals anozovakanya nekuda kungonzi ndiri kwaMutarisi
U are a good person
Haaaa chibaba ichooo
Yuwiiii nhaiwe Zita rako bhoe ere 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😄😄😄😄😄😄😄
Guys don't be fooled Tinashee Mutarisii is a thief song yaa Sora pakudaa munhu yakanetsaa l think 8mnths agoo and they munhuu akuzopihwaa backpay last week just because Delroy aka exposer the truth behind 😅😅😅 Don't be fooled naana Mutarisii l think ndoReason behind yakaitaa kutii Bagga arambee kuendaa kuNash 😂😂😂 he already knew this Matrix
Chibaba ichi, vapfana vemumbare vanotambura so vanotaura yese yese
Munhu akadai anonetsa kutsamwira
Uri mbavha iwe unonyepera kuzvininipisa, tave kukuzivai makudo evanhu
Makabirwa chii naMutarisi ?
Haaa iwe gate away mhani
Kana munhu ane nzara anongotaura mdara..musazviise muHeart. Keep supporting