@Zigo pazvinhu zvese ,,siyana naMasango kana uchida kti basa rako rirambe rakakwana usachema zvabhuroka nekuda kwen'anga idzi,,These guys do not support professionalism in your work but always want us to believe that they add anything spiritual in our lives,,Unonyura Zigo ndapota izvi regera.
Musasvibise wamwe KUTI Muitembiri imimi paridzai vhangeri WANHU watendeuke mbiriyekunyepa haibaysire
Kubva pamatanga kutaura hapana chandabata mumusoromangu
😊
😅😅😅😅 bishop wechechi ndivo varoyi vahwanda nemachechi
Tatadzei nhai Zigo
NXAA musati jairire imi muchinyora zvima Headline zvisiri izvo , pabatwa Bishop ndepapi panyaya iyi ?
Masango here kkkk imbavha iyi, chiporofita ndopasina hapo ndovanhu varikusvibisa chipositori ivava henyu... Masango imbavha iripachena iyi kutsvaga mbiri chete apa
Haiwa hatimbosapot zvakadai tsvagai mbiri zvakanaka
Masango zimbavha iri rinongotsvagawo mbiri pasina nxaa
@Zigo pazvinhu zvese ,,siyana naMasango kana uchida kti basa rako rirambe rakakwana usachema zvabhuroka nekuda kwen'anga idzi,,These guys do not support professionalism in your work but always want us to believe that they add anything spiritual in our lives,,Unonyura Zigo ndapota izvi regera.
Matsotsi ayo
Kkkk matsotsi
Nxaaaa nyaya ndeyei apa nhai
Zigo pls remind this guy to stop insulting God by installing wrong prophecy in the community.. Haasi muporofita uyu kunyepa chaiko
Mutiropafadzewo kumasango kwatiri kuno
Masango muporofita wasekuru sithole vaparadzai