Vabereki ngavachengetedze vana chete zvinorwadza fuyirwa ehy but musada kutiza mosvayenyu yekusachengetedza kune dzimwe nyika hakubvumidze kusiya van vari vega muchimukura kumbare moronga musika musina kuwona kuti vana vari sei vana ngavachengetedzwe panemwana wako ndopawuri mwana anomuka ovatidza moto imi murikumbare moti zvee vapisirwa mumba no ngatichenfetedzei vana plz
Zvorwadza asi chokwadi vana vakafa ne heat plus, from a distance mota yaiva iri tinted marking it difficult kuti vana vakurumbidzwe kuwanikwa. Weather iriko iyi as far as heat is concerned yakanyanya kukupisa.
The main problem is vanhu havadi kunzwa chokwadi and accept it. Like in this case, some people rushed to suspecting vana vauraiwa. That’s what they wanted to hear postmortem saying as well. The truth is there are so many such cases where some parents left kids in the car with windows shut and doors locked. Just popping into a shop for 2 hours or so, come back and kids or pets not alive. Most of these cases happen in USA for example and vabereki vachitosungwa for gross negligence. Mota dzinopisa zvekuti kana kuchipisa there is hot air chete zvekuti iwe munhu mukuru unotombovhura ma windows. I pray hama dzisiri kugutsikana nema results e postmortem vachazozvinzwisisa pamberi apo. Yambiro kune vane mazengwe akafa asingafambi, please secure the doors pasaite njodzi. Kids would be kids.
Nematambudziko asi dont blame munhu akaparker mota pamba pake,parents be responsible musatembe kurererwa vana kumarain 1 hour usiri kuona kuti mwana ari pai,its not fair
@@tapiwamuchetu6083 ehe ichokwadi ichocho, but ndoreva apo panzi to leave child in a car, kwese zvinosungisa but issue iyi tingati vana vasiiwa mumota here?
Panyaya yema birth it shows kuti vanhu veHopely vaka relaxer because vana ava vose vanga vazwara pakaitwa ma mobile team before election . I think ma parents at this moment ndivo vari relaxed on everything kusairira vana ,kusatoresa vana ma birth records uye ma birth certificates .
Mukaona paunobuda ft mudzimu iwoyo batai murowe,vana waka suffocater.ngavasade kupa muridzi vemota mhosva iye akatoburitsawo vana achiti ari kubatsira ,vanhu ngatiendei kuchikoro chakakosha manjuzu aya ndiwo akuvhiringa vanhu too much nxaaaa!!!!
In Zimbabwe munhu akatadza kuchengetedza wallet yake ikabiwa anoti ndaroyiwa. Vana vadiki vaifanira kunge vari under an adult's watch, negligence iyoyo inotofanirwa kusungisa munhu, mutemo ngautore matanho apo
Presenter your normal tone accent of talking jump to yours again but it has changed, now speaking like your boss Sly. But to speak normally with your own God given tone Sister.🙏🏽🤗
People always look for people to blame when anything goes wrong in life so vana ava are from different families why mudzimu uri kubuda uri mumwe chete. Mudzimu wekwa Moyo unogobuda sei kumba kwa Shumba?
I like mhamha vekupedzisira. People are busy blamimg the owner of the car. Ko vabereki waivepi from 11am. I heard one of the mothers vachiti hee vakange vachitrngesa vakazobva kuma1pm vakumo tsvaga vana. Vana vakashaikwa kuma 11am. Kana vabereki vacho vasingakwanise kuchengeta vana who will guess mumota maive nevana. This is sad. Rest in peace lil angels.
I said it before it didn't make any sense at all 4 all kids perished in a car and u guyz ,,,,,,,are you telling me all the failing to hit the window for help ,u can not 4 hours plus without ur 2 year kid no no no something fish here
Kuda kungopomera baba vemota mhosva kuti achekeresa vana vatotanga mashiripiti ipapa baba avo vemota dai Mwari vamurwira nemhuri yake atove in danger neteam irori🙌
Zvinorwadza asi ini handione kunge muridzi wemota anechekuita pakufa kwevana
Chokwadi mufunge
True
Chokwadi zvimwe zvinhu zviise mubhutsu dzemuridzi wemota uonekuti waiitasei iye wakabudisa vana mumota achiti vana vafenda nekutsva coz mwaipisa yaamhosva kuti wakavabatirei iiiii vanhu tosatonga tichidaro Mwari achakutongai
True
It's the parent's negligence
Vabereki ngavachengetedze vana chete zvinorwadza fuyirwa ehy but musada kutiza mosvayenyu yekusachengetedza kune dzimwe nyika hakubvumidze kusiya van vari vega muchimukura kumbare moronga musika musina kuwona kuti vana vari sei vana ngavachengetedzwe panemwana wako ndopawuri mwana anomuka ovatidza moto imi murikumbare moti zvee vapisirwa mumba no ngatichenfetedzei vana plz
Chokwadi dear ndinobvumirana newe uku ndokunyepa manje zvemudzimu yes vana vaka safocater avo dear . Kwete kuda kunyepera vanhu
Kkkk hayii mudzimu unobuda pasati pagadzirwa munhu here vechivanhu huyaiwo tinzwe,or ndoti ndewekunamata unobuda pasati pava nenyaradzo here veduwe,vana havasati vato chengetwa ,Mwari dai vatibatsira,paya panodhonzwa sanzu richindosiiwa mumba zvichinzi tamudzosa mumusha ko wafa anenge amboendepi saka apa vatodzoswa here vechivanhu tibatsireiwo kuti ndizvo here zvemudzimu izvo zvava kutaurika
Kana zvisati zvaitika Kwauri unotaura sekudaro
Mudzimu uyu ndewekunyepa wakadini kuchengetedza vana mudzimu wacho kutivasafa unodakurohwa chaizvo mudzimuuyu nekuti urikungotsvaga nyinganiso
True kufoma uko asi vana havana kuitwa postmortem hre hausi mudzimu uyo vanhu varkuzviitisa kutsvaga kuti muridzi wepamba apinde busy
@@OtiliaMberikunashe hapana zvemudzimu apa kungoda kushingirira muridziwemota post motem wakati vanavake fafoketa mudzimuwacho wakadini kuchengetavana wodakuzotauravana vafa mudzimuuyu ngaurohwe chaizvo idiom iri
Nhema chaiko ngautaure zve wakauraya ende mudzimu hautendereri kana uri mudzimu chaiko
Iyeye arikubudirwa nemudzimu ndiye akauraya anoda kurohwa sterek
@@OtiliaMberikunashe
M
Ah zvemudzimu ratoo drama iro nxaaaa
Zvekupenga izvo waivepi mudzimu wacho paitsvagwa vana nxaaa
Taura hko waivepi nguva dzose
Taura hako kuda kutsvaga nyaya pasina apa
Mkma Robiee trained you for sure ,our sisters talks like mkma Robiee....
Well said sahwi vana vakasuffocator sure
Zvakawoma veduwe 😭😭😭😭fly high our little angels 🕊🕊🕊🕊
Asi nyangwe mukati akauraya muridzi wemota but angaauraya kna kuchekeresa oisa pachena hre mabody evana vanhu musanyepera munhu vedu haana chaaiziva
Thank you vana vezimbabwe nekubatirana God bless you all...Tinodanana munguva dzinorema kudai..
So sad Mwari ngavanyaradze hama dzedu 😢 thank you Presenter for the great job
you're welcome
Kkkkkk MaDube
Vanhu ngavachengetedze vana period, madzimai shuwa kugara for hours muchiti vana varipi 3-5 year olds shuwa. Deno isiri Zim madzimai mese muri 4 matove mujeri nxaaaaa
Isu takambopanya mota mawindo mota yakiya mwana arimukati. Takamuburitsa anga awa kudikitira zvisingaite akapera simba
Very true the kids suffocated because of the heat
Mudzimu wakafumuka unobuda dzimba dzese rovai mbereka iyi ,
😅😅😅😅😅😅
Munonyepa ende kunyepesa vana Havana kuuraiwa
Wataura chokwadi Vana vakashaya mhepo
Zvorwadza asi chokwadi vana vakafa ne heat plus, from a distance mota yaiva iri tinted marking it difficult kuti vana vakurumbidzwe kuwanikwa. Weather iriko iyi as far as heat is concerned yakanyanya kukupisa.
Yah that's true
Councilor Madam,
thank you for a job well done. You cant please everyone Madam.
Thank you for supporting your ward.
Ma Zimba chidofo ndochanyanya from the word go ndakazvitaura kuti zviriko vana vakafa natural death vaka suffocator
Rambire muridzi wemota nhai kugaro kufunga zvekuromba
Baba imi fambai munzwe kuti mwana wenyu wakafa sei kwete kuita doubt pliz
Zororai murugare little angels.
Muridzi wemota musamupe mhosva asi kana pane aneruoko pavana ava mweya wemhunhu haurove ucharwa hondo yavo.
Mudzimu wemudhoto uyo
Vanhu vasatambe naMwari neMudzimu
Mavanga anogona akaitika hanzvadzi nekuda kwekuti vana vaibhidhirika nekuda kwekuti mweya wakanga wakubuda so kubuda kwemweya wemunhu aisarwara kunorwadza hama dzangu so nekubhidhirika uku mavanga anowanika sure
True vaibhidhirika vachirovera
Eliza u are a good presenter ndiwe unechimuti
thank you so much I really appreciate please keep watching
eliza nyaya yateacher vakafa kuzhombe nganga dzakazowuya here kuti dzitiwudze kuti akauraya ndiani
Mudzimu chiiko, Zimbabwe yenyu iyi, This was just an unfortunate incident, Pane akuda kutotsvaga mari
Mudzimu uriko yes asi vanhu vanoushandisa zvisizvo
The main problem is vanhu havadi kunzwa chokwadi and accept it. Like in this case, some people rushed to suspecting vana vauraiwa. That’s what they wanted to hear postmortem saying as well. The truth is there are so many such cases where some parents left kids in the car with windows shut and doors locked. Just popping into a shop for 2 hours or so, come back and kids or pets not alive. Most of these cases happen in USA for example and vabereki vachitosungwa for gross negligence. Mota dzinopisa zvekuti kana kuchipisa there is hot air chete zvekuti iwe munhu mukuru unotombovhura ma windows. I pray hama dzisiri kugutsikana nema results e postmortem vachazozvinzwisisa pamberi apo. Yambiro kune vane mazengwe akafa asingafambi, please secure the doors pasaite njodzi. Kids would be kids.
Mudzimu waani wemwana upi imika muchavengana nenhema guys kunopisa Ini Vana vakafa nezuva kushayacmweya wokufema chaiko apa Mota iripazuva vanhu vakungoda kunyepera mudzimu
Nematambudziko asi dont blame munhu akaparker mota pamba pake,parents be responsible musatembe kurererwa vana kumarain 1 hour usiri kuona kuti mwana ari pai,its not fair
In the UK, people are not allowed to leave kids in the car. People will be sued for that.
But issue iyi ndoona senge yasiyana neyamuri kutaura, iyi imota yakafa, then vana vakapinda vega pasina aziva
@@fortunatemuchekadzese1939kutosiya vana varivega zvinoto sungisa coz yinonzi child endangerment
@@tapiwamuchetu6083 ehe ichokwadi ichocho, but ndoreva apo panzi to leave child in a car, kwese zvinosungisa but issue iyi tingati vana vasiiwa mumota here?
Which country is that
Sued 😂matyora chirungu,sued by who,manga muchida Kuti they will be prosecuted
Panyaya yema birth it shows kuti vanhu veHopely vaka relaxer because vana ava vose vanga vazwara pakaitwa ma mobile team before election .
I think ma parents at this moment ndivo vari relaxed on everything kusairira vana ,kusatoresa vana ma birth records uye ma birth certificates .
Shoko raMwari rinoti vanhu vangu voparara nokushaya zivo age yacho vanofanirwa kusasairirwa problem madzimai kuswerera makuhwa chaiko.vanamai vevana vane mhosva mabirth aitoreswa pachena
May this kids all rest in peace
Zororai murugare ,bt vanhu ngatimirei namwari nt kt tipe mhosva muridzi wemota no ,,,zvinhu zvinowanika hama dzangu
Ngatichemei ne tariro,rufu inzira yamwari,thank you soo much to sahwira wataura semunhu mukuru. Mudzimu uyo muwuudze kuti hanzi mhuter yako......
Mukaona paunobuda ft mudzimu iwoyo batai murowe,vana waka suffocater.ngavasade kupa muridzi vemota mhosva iye akatoburitsawo vana achiti ari kubatsira ,vanhu ngatiendei kuchikoro chakakosha manjuzu aya ndiwo akuvhiringa vanhu too much nxaaaa!!!!
In Zimbabwe munhu akatadza kuchengetedza wallet yake ikabiwa anoti ndaroyiwa. Vana vadiki vaifanira kunge vari under an adult's watch, negligence iyoyo inotofanirwa kusungisa munhu, mutemo ngautore matanho apo
❤❤❤❤❤Elizabeth ramba waka ndzvanya ipapo totenda kugona basa rako Robert akakugonesa kutapa nhau
thank you so much keep watching
Isn't it too early to call it mudzimu KO tikangoti mhepo
Very early sure
Pwere dzoita midzimu pasina kana gore ummmm something fishy
Munhu asina mwana haabude mudzimu
Endai kwaTasvu kokukabuda mhepo dzemumisha yevanawo kuti ndooyakatuma vana kupinda mumotayevanhu munozomuripa here muridzi wemota
May their souls rest in peace 🙏
Police sungai Vabereki ne CHILD NEGLECT.
ASI ZIMBABWE HAYINA CHILDREN'S ACT.
KO HAKUNA CHILDREN'S SOCIAL SERVICES
ANSWER ME NOW 😮😮😮😮
Kwave kungoda kupore muridzi wemota mhosva yaasina zvemudzimu idrama iro.kusaende kuchikoro ndiko kuri kukonzera kuti vabereki vati vana havana ku suffocater
Saka kuhopley mukuvhota sei musina zvitupa nhaimi😢
Even kna councilor wacho haatorinao futi
@@Michaelmushamba274😂 iweka usadaro kani
@@lenainock3982 ko akavhoterwa nani kana vanhu vazhinj vasina zvtupa vakangozvigadza kunge mukuru wavo Saka bsa rake nderei kna achigara nevanhu vasina zvitupa ndosaka asna simba na zvo coz iye hasnao
Apa zanu ichihwina futi kkkk
Vana vakandirwadza yhoo💔
Vakarwadziwa Kani musatambe nekupera mweya wedu weee
Presenter your normal tone accent of talking jump to yours again but it has changed, now speaking like your boss Sly. But to speak normally with your own God given tone Sister.🙏🏽🤗
What happened to that girl who has been pregnant for 3 years?
Uuuuummm mudzimu wekupi wakadzaro hiiii unobuda pamarudze akasiyana
Mudzimu haaa ifiction vanhu vakuda kuita hudyire kuda kuzoda kuripwa nemuridzi wemota asi kutaura chokwadi sure suffocation yakaitika hama neshamwari musaite kuti vana vashaye zorooro nekufungirana zvisirizvo
Zvinorwadza hazvo nyaradzwai nashe, thanks to our government 🙏
Umm kwangova kutakura kusina mature Chokwadi chiriko vanaMai hamunawo Chete kuchengeta vana kuda kuhedza kutiza nhoswa muchimutsa twenhando nesuwo tirikurwadziwa nefiro yeVana ava hapana kuwuraiwa kwavakayita fanika ini handiterere zvemidzimu yenyu iyo munemhoswa imi ana Mai vevana
May their soul rest in peace 😢
Mudzimu ungabuda pamunhu 1 wevana 4
Ma firimu😂😂😂
Hakuna zvakadaro
Ukaona ndufu dzichi Zanulaizwa ibva waziva kuti pane nyaya. RIP the four Angels
R I P 😭😭😭
Rest in peace vana vedu ana Mai ngatisagare kana 30minutes usingazive kuti vana vari papi weduwee
🎉
Imi mai vekut nguva yekugesasa vana hamuziv zvekutaura munhu wese anochengeta vana vake vana vanodawo kutamba tongoisa kunamwari inguva yaiva yakwana zororay murigare vana😢😢
Mudzimu unonyepa iwowo. Ndiani anouraya vana 4 zuva rakacheka nyika wouraya, woisa mumota pasina kana akuona. Ndonhema chaidzo, siyai vana vazorore murugare
Imi councillor nyaya yemabirth vokumahofisi ngavasaita kuti zviome ngazvive nyore nyore kutora mabirth nezvitupa
Now Councillor mwave kuCampenar
Councillor modirei mbiri,mwari ndivo vanoitirwa chakanaka, kwete kuonekwa nevanhu.
Zvese zvineizvo mwari ndiwo wanoita zvese
Ndimi makauraya nevamwe weZANU PF nhoroondo yenyu councelor haina bass nesu tiri kuchema vana isu nhooroondo noooooo
Vanamai chengetai vana musangoti sezvo arikutamba kwamai nhingi motorelaxer.tarisai vana venyu pliz.
Hazvisi nyore hama. Zororai murugare my angels
Well said Sahwi
Chingoendai kwaTasvu munoonachakauraya Vana ,izvi mungaite drama chete
😂😂😂
Ndirikuwona 3 vani
Postmotem ikuti vakaurai hre vanhu taurai kwamaswera
Chokwadi ndechekuti vaskana tikuregera vana hedu ..munhu ungaita 15 mins usingazive kty mwana aripi ayi askana hakuna ..zvakafana neimwe yakaitika ku S. A yevana 21 vakafira mubhawa vese below 18 iwe mubereki wotorara uchiti mwana aripi
Zec yakutoresa mabirth futi asi
Musoro wakazara zvema vote😂😂😂😂
Zvinorwadza
What are the agea & sex
3years and 4.. 2boys and 2girls
@@violetmatenga7721
Thanks dear...so sorrowful 💔
People always look for people to blame when anything goes wrong in life so vana ava are from different families why mudzimu uri kubuda uri mumwe chete.
Mudzimu wekwa Moyo unogobuda sei kumba kwa Shumba?
Rava drama iri akuna mudzimu kunyepera chaiko vana vaka safocator bedzi
counselors why forcing to fit were your not welcomed
And vana vakasvika 4 years vasina birth record, it shows how the parents were very negligent, birth record rinoda mari here, zvimwe zvinhu so
So sad veduweee. Maparants evana nyaradzwai naMweya Munyaradzi pamwe nemhuri dzenyu
May their soul rest in peace zvorwadza hazvo
Ndarwadziwa kusvika pekupedzisira
I like mhamha vekupedzisira. People are busy blamimg the owner of the car. Ko vabereki waivepi from 11am. I heard one of the mothers vachiti hee vakange vachitrngesa vakazobva kuma1pm vakumo tsvaga vana. Vana vakashaikwa kuma 11am. Kana vabereki vacho vasingakwanise kuchengeta vana who will guess mumota maive nevana. This is sad. Rest in peace lil angels.
Mudzimu wakubuda pasina kana 3 months aiwawo mudzimu wekutengwa uyo wanga uchidii kuprotecter vana vasati vafa
Mudzimu my foot ☹,waakuzobuda vana vafa wakadii kuudza vanhu kuti vana vachafira mumota.
Kunyepa mhani chero anga asipo anongoona kuti Havana kuuraiwa. Masikati akadaro vopondwa vari 4 pasina anoona ende muhopley munevanhu pase pese.
Let the kids rest in peace,kwete kunyepera mudzimu wenhema uyo ,musadaro maZimba gauchirai kuti zvinoitika zvakaitika
Chengetai vana madzimai, moswera muchiiteiko
Rovai chikwambo chiri kuda kunyebera vanhu kuti ndiri mudzimu😢😢😢😢
Asi ndasarawo here pa new curriculum 😂😂zec yema birth ndizvo here mafollowers ?
Zvandishamisawo ini
I said it before it didn't make any sense at all
4 all kids perished in a car and u guyz ,,,,,,,are you telling me all the failing to hit the window for help ,u can not 4 hours plus without ur 2 year kid no no no something fish here
Councilor totenda ne moyo wenyu wakanaka iwowo murambe makadaro vana vakafira mumota simple kuurayiwa kupi kwacho mudzimu wakadii kubuda pakashaikwa vana pavaitsvagwa
Endayi kwasekuru Kanengo nasekuru Tasvu ndiko kunopedza masports
Sahwira mataura chokwadi kunze kurikupisa bt vabereki chengetai plz
Wakadi kuuya vana vasati vafa nxa may their souls rest in peace
Mudzimu waisazviona here kuti vana wakufa uye wari kutsvagwa musatambe nesu pliz kana pasina chokutaura nyararai
Kuda kungopomera baba vemota mhosva kuti achekeresa vana vatotanga mashiripiti ipapa baba avo vemota dai Mwari vamurwira nemhuri yake atove in danger neteam irori🙌
So sad😢
Vanhu chengetedzai vana, zvaitika izvi Hazvina kunaka please.
Sekuru Tasvu hero basa
You guys go to sekuru tasvu for your kids to understand what was going on
I feel sorry for Mai vepakafira vana weduweee
Haiwa wakadii kubuda vana varimumota wakanovavhurira, mbereka iyo mhepo dzekumadokero
Mudzimu wacho wakadii kubuda paishaikwa vana
RIP vana zororai murugare
I believe pakaitwa postmortem. So dai matiudzawo kuti postmortem yakatii ndochete inotaura chokwadi
Doctor akatengwa kana kuudzwa zvekuita nepolice ropa raibva kupi kuvana vana vakapindwa simple zvinorwadza vakafirwa
Kukapisisa unoguma wo bleeder uya watinoti mututu.
@@NesbertNyathi kubleeder wafa here
Vanamai ndivo vanofanira kusungwa child negligence vakatadza kutarisa vana kuti varikutambira pai, mudzimu upi kutsvaga kudakunyepera vanhu, munhu akashaya mweya wekufema arimurikupisa anosviba kwete kuti vana vakapondwa, vana vakashaya mweya wekufema kuchipisa, madzimai chengetedzai vana ndochikuru
Dzangova nhema kusvoda kusschengetedza vana😊
😢