ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Anopedza madzisekuru uyu ngawaende zvavo kumusha kwawo
Thank you mambo mutasa vanhu vajayira kubatira maDzimambo edu nekakudzidza kasin hunhu
Vazukuru imbwa ukairera nemukaka inofuma yokuruma.
Vanasekuru hatidi hutsinyeba imi mukafa vana venyu munoeasa here Don’t be cruel Ndezvepasi izvi Haiwawo Mune hudyire ndimi muri kupada Nhema hapana munhu anodzinga vana vake Vanasikana tinobatirwa vana vedu rafu Mune hutsinye vanasekuru Nemiwo vana venyu vachakuya nyembawo
Taura hako
Hanzi urikufamba nejeri mu bag. Ndobva ndafunga Makoni anoti pfuma inopedzwa nemboro. Vatongi ava dai vatonyora bhuku ravo rema quotes
🤣🤣🤣
Vazukuru vanonetsa endai Kwa baba wenyu vavhura hombe apa but hauchakwanisa kugarisana nana Sekuru
dare rechiwanhu ronakidza muzuwa kwete muimba
Muzaya pa spouse apo kkkk
Bernard ane musoro wakafanana nemuzukuru.
Clear very clear
Ko surving beneficiary haagari nhaka yamai vake here
Tete vanga vaine national park. Dai yanga irimhepo yainzi wind dispersal.
@@nicholasfungurani9677 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vazukuru vanetsa tongai Shumba
Zvizukuru zvinonetsa ngazviende kumusha kwazvo
Ndopaakakurira temper justice with mercy ,
Yes akakurira ipapo asi haazofanirwi kutonga mumusha musiri make ngaachigara akadzikama
kasi macamera kwawo arikudhura kani tiite gofundme yekutenga mamwe macamera
Munda pfuma yamai vavo inodyiwa nana sekuru here kana kuti nevana vamai uyu chief anochinja ndiye munhu asina chokwadi
No wangu nyaya iri apa muzukuru haana ryt yokuda kuzotonga mumusha mana sekuru nekuti haasi mwana wepa musha asi pfuma yamai vake ngaadye hake asi, zvepamusha haana ryt yemusha hameno kana wandinzwisisa
kana akakurira mumusha mana sekuru vake kumusha Kwa Amai vake ,hàana Chake Ikoko ,kusara kwekutokumbira pekurima or nzvimbo yokugara vokupa surname yako yoramba iri yekudzinza rekumusha kwako kuropa rekwako, not kutoti hee nokuti Mai vangu Chino Chino, ngaatokumbira madzi sekuru ake nzvimbo yokugara not zvokuti anoda kuzvidza hazviite.
@@WellyZifesho Neage iyoyo achaendepi vanhuweee Vanhu ngavasadaro
It's call English 😂😂😂😂😂
Poor quality pic upgrade cameras
Anopedza madzisekuru uyu ngawaende zvavo kumusha kwawo
Thank you mambo mutasa vanhu vajayira kubatira maDzimambo edu nekakudzidza kasin hunhu
Vazukuru imbwa ukairera nemukaka inofuma yokuruma.
Vanasekuru hatidi hutsinyeba imi mukafa vana venyu munoeasa here
Don’t be cruel
Ndezvepasi izvi Haiwawo
Mune hudyire ndimi muri kupada
Nhema hapana munhu anodzinga vana vake
Vanasikana tinobatirwa vana vedu rafu
Mune hutsinye vanasekuru
Nemiwo vana venyu vachakuya nyembawo
Taura hako
Hanzi urikufamba nejeri mu bag. Ndobva ndafunga Makoni anoti pfuma inopedzwa nemboro. Vatongi ava dai vatonyora bhuku ravo rema quotes
🤣🤣🤣
Vazukuru vanonetsa endai Kwa baba wenyu vavhura hombe apa but hauchakwanisa kugarisana nana Sekuru
dare rechiwanhu ronakidza muzuwa kwete muimba
Muzaya pa spouse apo kkkk
Bernard ane musoro wakafanana nemuzukuru.
Clear very clear
Ko surving beneficiary haagari nhaka yamai vake here
Tete vanga vaine national park. Dai yanga irimhepo yainzi wind dispersal.
@@nicholasfungurani9677 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vazukuru vanetsa tongai Shumba
Zvizukuru zvinonetsa ngazviende kumusha kwazvo
Ndopaakakurira temper justice with mercy ,
Yes akakurira ipapo asi haazofanirwi kutonga mumusha musiri make ngaachigara akadzikama
kasi macamera kwawo arikudhura kani tiite gofundme yekutenga mamwe macamera
Munda pfuma yamai vavo inodyiwa nana sekuru here kana kuti nevana vamai uyu chief anochinja ndiye munhu asina chokwadi
No wangu nyaya iri apa muzukuru haana ryt yokuda kuzotonga mumusha mana sekuru nekuti haasi mwana wepa musha asi pfuma yamai vake ngaadye hake asi, zvepamusha haana ryt yemusha hameno kana wandinzwisisa
kana akakurira mumusha mana sekuru vake kumusha Kwa Amai vake ,hàana Chake Ikoko ,kusara kwekutokumbira pekurima or nzvimbo yokugara vokupa surname yako yoramba iri yekudzinza rekumusha kwako kuropa rekwako, not kutoti hee nokuti Mai vangu Chino Chino, ngaatokumbira madzi sekuru ake nzvimbo yokugara not zvokuti anoda kuzvidza hazviite.
@@WellyZifesho
Neage iyoyo achaendepi vanhuweee
Vanhu ngavasadaro
It's call English 😂😂😂😂😂
Poor quality pic upgrade cameras