Haaa ini ndinoti big up soul jah luv ndururani yani uyu anofraya beans music inodzidzisa guyz mukaterera munhu uyu haaaa don't know wat 2 say uuuuuumm shungu dzekuita king of dance manje maya
alkaline himself even copied some stuff from the likes of Tommy Lee Sparta and Kartel....be proud of this young dude...Keep it up Platinum prince...wachisa zvimaSupporter zvemunhu akaba zita rembwa yedu-the Original Gafa
I agree with you Be yourself and be proud of yourself don’t change kuti ufadze vanhu.Chero zvikaita basa zvine basa rei mazuva ano hazvichatyisa 👊
up up Platinuim Prince you are the best keep being you #im a ndururani
I respect. ndururani manokumaka mhata dzavo true lyf yako iriboo uye hausi teacher wekudzdzsa vana vevanhu ndururani dzainda
Leon Musindo kkkkk
good platinim p u dont leave for any one
Nxaaa hamuzive vanhu vanogona Platinum prince kumberi usateerere zvimadofo zvinosasa bwada
Haaa ini ndinoti big up soul jah luv ndururani yani uyu anofraya beans music inodzidzisa guyz mukaterera munhu uyu haaaa don't know wat 2 say uuuuuumm shungu dzekuita king of dance manje maya
Hu king hwakazochinja mukoma platinum
alkaline himself even copied some stuff from the likes of Tommy Lee Sparta and Kartel....be proud of this young dude...Keep it up Platinum prince...wachisa zvimaSupporter zvemunhu akaba zita rembwa yedu-the Original Gafa
Ndururani iyi inondiitira haaa💯💯🔥😂
Mupfana uyo anogwinjenura ane mharo ngati Nyooooo....Ndomambo veDancehall period.... shutout plati gwara gwanda...ichiiiiiiii chakaipa usazodaro
Kkk kasikana Kari kunyumbwira ako
Hope ndokukukutova now waitwa
Mamemame neBoys
i love winky for live ,mfana akuda kutswaga mbiri BT winky chibaba
pakaipa platinum
ndiwe wakutotsvaga mbiri wangu
I'm trying to be my self and not change too
Uri Ndururani for real kkkkkk 👊👊👊👊👊
mufanami uri vanokuvenga ndizvavo ndivanadako iwe unogora bhora mberi haura teacher sando dzako
kkkkkk mafana akatonyanya uyu thats being an artist
hayehwawo....qanorohwa nezvnhu aqa. kutsvga mbiri ne munhu ane order
Moira Chijoko taura hako
October 2019 makazowana zvamaitsvagaka hahaha
Hanzi handisi mudzidzisi, vanhu vanoda kudzidza vanoenda kuchkoro😂😂😂😂
heavy dzidzisai vana platinum haasi teacher
❤
What is the name of the first track in this video
uri king saka chero zvikaita basa zve basa rei
mupfana uri garo
,hauna kana zvine musoro zvauri kutaura ndanga ndichitogaya kuti uri kunyepera kudzungaira ndatozoona kuti maya wakatodzungaira zvechokwadi
URI DAHWA .NO WONDER WHY USINA KANA HIT SONG ONE ZVAYO.URI DATYA CHAIRO.PFUTSEK
Kkkkkkkk point ..no hit song
platinum prince haungati gafa imbwa/ imbwa yako ndoGafa pakuti WINKY ndoGafa usanyepera kusaziva or winky akabira imbwa yako plus kastaira kako keControverse/ beign urself change yourself coz urimbwa and Gafa haafe akava imbwa nekuti iwe ndiwe usiri kudzidzisa chero zvawada platinum hauna skiri
these statement were used by kartel in 2011
aiwawoo kana uchizviitira zvinhu music yako ndeyani?
yesay
kkkkk i live for me kkk dofo
haha chopenga chiplatinam icho
Haaa respect mpfana uyu , haana mari but ane shungu
ndafarira respond.... arwadziwa atsika munzwa ega
mufana anopenga uyu uribharanzi remunhu apa haugoni
king wedancehall ipi yaunoziva
ndururaniiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii to the fullest
tupac we zim
kkk ndokut ndururani uku
Kkk I like you
Maaya King of dancehalk kupy
vadako hanzi ndini king wezimdancehall pwaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
Was that intro song name
ukaona uchibhowa vanhu vese ndokutogona kwacho nekuti havamire kukutaura paunoimba vachada kutonzwa kuti waimba nezvei apa level richitokwira
hapana chinhu chonyadzisa like u diss someone okunyarararira like wat winky zvaarikukuitira hapindure pwere coz anokugadzira zita
kkkk gafa imbwa ya platinum
haiwa tibvire apa urikuda kusimukira nokuimba winky
Handichaziva kuti Gafa ndiani. Imbwa or Winky.....hahahaha!!
okey dnt discourage other artist ..........
masasi a vybez kartel aya xactly
op op chamama wadziya
wafarisa
Kkkkk i live fo me ndochii
Ndururu
i live for me ???
tsvaga basa mufana usazviitise ndururani haugone futi kuimba
Vakomana vanokudashura akadaro Mugabe
😂😂😂😂😂amanaka
mhata yake pfanha uyu
aaagh mfana uyu kkkkkkkk
haa ana mangoma akudai better mutengese matomatoes guys
kkkkk makipa
tsekk hapana hapana GAFA iGAFA teera hako tocky mkoma wako tsek
aaa imi syanayi naplatnum kkkk
Hayasi
enda kunight school coz chirungu chako chakatyoka
gafa i gafa
😂😂😂😂
ndururani
haufunge uri mh.....
Kkkkk Platinum mbanje dzakawandisa
anogona platinum
inonzi entertainment kani musakecha mafeelings ahhh
chakaipaaaa
mboko baya kotonga kumba kwakooooo
Anopenga uyo
Uripiko mfana uyu
ndurani kutuka is not kugona
hauna kana respect shame on you l wonder wy urirombe kudai haaadaaa
nhy hako taura hako he is a looser
fair
Zamaiwo kuimba zvine msoro
haaaa wamudhara
uyu anotambudzikaa uyu
kkkkkkkkkk mpfanha uyu
Get away kkk sarwadziwe negafa
DAKO RINESHENA MUFANA
Platinum prince %₩€£
Mhata yako platnum hauzive kuti gafa ndian iwe????????
Dako rako sha plat kumberi
Duzvi iwe
uyu mfana siyanai naye haatonzwee
kkkkk
dako rako wanzwa
nxaaaaaaaaaaa enda kunotsvaga basa
Uyo ndiye dofo manje
This guy cant sing.... Thats a FACT... no disrespect... Winky is good.
mboko imboko
dei kudissana mambomisa
wakasara bvuma benzi remunhu
🤣🤣🤣🤣🤣chopenga chiplatnum ichi
nxaaa
uyu haana kana dhiri
shame go to school iwewe unozviti platinum ,go get schooled dofo remunhu
hauna kukwana iwe vabereki vakodai vakarara zvavo vakatambisa nguva yavo apa
platnum imbwa uyo ndakamumaka