ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Super crispy ,watifungidza sauro
Ndiko kwako chaiko uku Tatenda, keep it young man. Good voice for Zim dance...
Nice mapfana
Wapedza. Love the sound of the tune too. Sungura dancehall.
At times munhu anofa chipo nekuda kuteedza tsoka dzababa. Tatenda famba rwendo rwako usiyane nekutevedza matsimba amudhara you will go far. Very talented 👏👏👏
Usadarooooooo I thought uriwesungura chete yet you gat the hidden secret ndakubata nhasi hauite hauite 🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️👌👌👌wakaipa
chingorova sungura ye zimdancehall iripa pa LiVe...
Tsano hamuite hamuite wena munechipo chenyu chi composayi penyu chaipo tiripo ma fans
Wow❤ everything on point
Usadaro Macheso 🧑🏾🎓,chingo rowa ese wangu, pazuwa song iyi ndoinzwa kana ka15
Chigunduru , wakanyanya well done 😍
Hoyooooo achimwenee 👊👊👊👊👊
Wapedza masports u nailed it kip it up bro
U nailed it bro
Wakarova, need more of that
Well mixed. Keep the genre burning
Really nice, keep it up
Imagine uchirova mangoma hako nechirungu haaaaaa voice remari riripo apa
Hoyoooooo🔥🔥🔥🔥
Keep it up Chesology jnr
Well done Tendai
Yesiah Changaraaa ❤
Chibabababa a a a ichoooo Thanx wakagona Chessology....bataaaai
Haaaa uko ndikokwako chaiko kuita sauro chaiye esh ummmm keep it up rova imwe fut
Wakanyanya big up macheso
unogona iwe keep it up famba rwendo rwako
Wakanyanya iwe l like the voice
Eheeeee ndootouch yaunofanirwa kumaster kwete kuzotevedza matsimba amdhara kusungura unoenda kure gadzirirai mason elevel irori unova unique wogadzira rako zita nezvako waiziva uripo mugwara plus support iri tiii kwete kuzopererwa rova tikukutemba mkomana
Real nice 👌
ahoyi 💥💥💥
Put like if you not Jealous
Sauro forever remembered hauperi nyangwe urikure ikoko
Nice bro chibaba chimfang dang
Nice wena ngazviende mberi NaJesu
hoyoooo 🔥🔥🔥🔥
yu r hot bro.....rova zimdancehall sungura wogadzira musambo uridffrent from dady vako unoita mari
On top 🔝, Sauro rip
keep burning
Yaaaa ndidzopfungwa dzakooo
Nyc boy
Fire riddim...
Wow wakasorta wena
Nice tatenda
🔥🔥🔥🔥
maaaaaad shellings apa mfana uneVoice raDobba Don #HAUITE
Hahahahha chakabata 👏👏👏👏
Wakanyanya mhani.. Siya museve
haaa Tatenda wauraya
Jay lov like Bob Marley
Wapedza maSports fire
Fire
tate tate hoyoooo
Wakarova wangu uti Chibaba
Hoyoooooo
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Huiteeee
RIP sauro
Hoyooo
mdara morova dancehall futi
Wakanyanya Tatenda
Wakapedza
Ummmm unogona hakooo rowaaa dancall wangu
Paati 'R.E.P mukoma wangu' ndopanadaisira like
Haaa wakaipa. Yakabuda number
Tatenda unogona musambo uyu nhai kutodarika sungura
This will help kupinda mugame but i hope u got more to offer
Kkkk chakaipa ichi
Ndomix iri chihot mdara
🤪
Usabate gitare rausingagone kuridza uye risiri kurira pa song yako. KUPENGA kuridza hosho pa video ye song isingarire hosho
Usarwadziwe iwe
@@mosesmugebe4793 nhy hako riri kurira wani mahaters ariko shem
Ndiwo mariddim atoda aya not zvavakurova mazuvano
Hoyoooooo 🔥🔥🔥🔥💪