@@wilsonlambika9149 chinouya hacho asi chechi haifanire kuzochinja kuita zvigure. Mbavha haifanire kuchinja chechi kuita yembavha asi inofanira kutendeuka. Muuyi ndiye anochinja oteera zvechechi not kuti chechi iteedzere zvemuiyi like kutambiswa zvinyau, no matter the social status of muuyi
He is taking them back to the world 😊
Jiti dance will never go away even matendeuka 😂
😀
Ha ha ha this is hilarious. Tofara ka tiri mumba ma Mwari❤❤
🥰💯🙏
Kkkk baba Harare chichiri chiGure
🙆♂️
Jiti
@@fadzaimacharaga98 😅
Aaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂
@@NastasiaKupakwashe 😂😂
Mazijangu awo ababaharare ndeemunhu wekuchechi iwawa kanakuti ndeeku jiti
Chikuru kudiwa na Mwari... Mwari vanoona moyo🙏
😂
Kàna neni Andina kufara nazvo
😅🥰
Why usina kufara Mwari atori happy izvozvi iwe uchishaya mufaro munhu wo zvake kkkk jiti mumba maMwari so good
Vanhu vanongofarira rubbish dzese. Apa vaakuunzirwa zvinyau muchechi vachingoti bwareruya. Nxaaa
🙆♂️
Chakaipa chii kana chigure chikauya kuchechi, inga kunembavha nevaroyi wani.