Why can't you just do and share your research without including Soul Jah Love's name. You dont have the right to invade his privacy worse still, he isn't here to speak for himself. This is a very sensitive matter. Clout chasing nezita remunhu, haunyare neyi. You disgust me. He will forever be my brother and I will defend him with everything I have. Svodai apa. Respect the dead please.
Make sure to leave a subscribe and like the video for more videos, much love💖💖
It's not fair Craig.siyai mweya wa Soul Jah Love uzorore please.zvose zvatinazvo zvichasara pasi pano.Tese tichaenda.hakuendwe nemukadzi kana nemurume kana nemwana .mumwe nemumwe anoenda oga akazvimiririra.saka zvekusabara kana kusabarisa sandiyo nyaya yatingaswerera.pamusoro pazvose Mwari ndiye muridzi wakatisika.RIP Makuruwani.pako wakapedza zvasarira isu vapenyu .
respect munhu akazvizororera continue to rest in peace peace soul vnhu vasatsvage mare nemufi ini zii
True
Veduwe ko soul jah love ndiye atanga kusaita mwana hre panyika hamugoni kuvharawo miromo yenyu ummm
Sojar love ngaazorore guys zvekusava nemwana izvo haisimhosvo coz mwana chipo chinobva kunamwari anyway ursei crag I like your intro ,,,,kochimbondisupotawoka TH-cam yangu ikurewo
Yesss ma'am thank you💖😊
zvakaoma
Why can't you just do and share your research without including Soul Jah Love's name. You dont have the right to invade his privacy worse still, he isn't here to speak for himself. This is a very sensitive matter. Clout chasing nezita remunhu, haunyare neyi. You disgust me. He will forever be my brother and I will defend him with everything I have. Svodai apa. Respect the dead please.
Kids kids kids everyday Rubbish