All of us come into this world the physical realm to sojourn for but a brief duration. We come from inner space we destined to return. No one can prevent this process . It should be comprehended and accepted without regret or attachments of any kind .Yave vatichengete misi yose bless
Kana ichiimbiwa hangu ndobva ndafunga hangu mudhara wangu Bishop Nhatare,haa I luv Zion kani
Iri ndiro Zion chairo pachikare charo.Nziyo dzemubhuku dzichiimbwa.Denga richibva raburuka zvaro neNgirozi.idzi nyiyo dzemubhuku ndidzo chaidzo.ko ngadzidzidziswezve muKereke yanhasi nhai vasharukwa vedu.ndabva ndafunga madzibambo angu nevakuru vekare vaiti Gundidza,Chowe,Jange,Mashame,Ngezi,nevazhinjizhinji anaMai Erija Matondo vachikwakuka kuimba Nguva yakanakisisa.ndiro Zion chairo raiva nomutambiro wakadzikama.ngaridzoke kani.Amen
Ndatenda hangu ,ndimo mandakabarirwa,muriko here uko❤❤
PaZion ndipo panogara mambo navatumwa zana namazana
Uye ndakomborerwa zvangu ndaona Zion repaudoko hwangu chairo rakadzikama.dai radzoka zvirukusei nyiyo dzemubhuku nokuti dzinoparidza Vhangeri pachadzo..vasharukwa dzosai Zion rekare..Amen
Zion chirapa nemvura chirapa ne mweya. Zion aningeyitsiki. Minjani ma Zion Chikombedzi
Aya mamwe matambiro otoona awa umm asiya chikare cheKereke yedu.dzosai Zion redu.remadzibaba edu
All of us come into this world the physical realm to sojourn for but a brief duration. We come from inner space we destined to return. No one can prevent this process . It should be comprehended and accepted without regret or attachments of any kind .Yave vatichengete misi yose bless
HalleluYAH! Right now we are a scattered people but Yah will bring Yisra'el home.
Zvinofadza moyo wangu kunzwa shoko rake Ishe
nditarirei nokufara Ishe wangu .kana rorohwa kudai Zion ndobva ndafunga munin'ina wababa vangu muriko hr bamnn Alamatia Macheza ,pangoma yeZion
can I have lyrics please ❤
Haizi song yenyu hazvizikuenderana kuramba kwenyu
Awesome 👌
I like the part that says (haiwa Ishe wangu ) tears are coming out
Nditarire nekufara.
Ndoopakati zion retambo apa ndobva ndafunga bamnn Alamatia Macheza ndichinzwa chigubhu ichi aaa unopinda mumweya sure song iyi inondikomborera ini
Awesome song, may God lead us the way to his hand.
Famba zion 🔥🔥
Heyiii haaaa ndotorwa nesong iyooo
This is beautiful and very Intresting.
So nyc, ,i luv zion
This song yabata pakati pemoyo maivaimba APA varipi plzzz hlp ndinobhadhara studio
Amen vanhu vechivara chekwedu mese ndakuonai
Amen Amen, this song lifts my spirit
Famba zion
hey nice voice! ndoifarira zvangu song iyi
Ndanzwa ruponesi 😭😭😭😭😭😭
nditaririre nekufara , ndakomborerwa zvangu ini
Thanks for the positive comment
thank you GODKNOWS
Jeso wangu nditarirewo
Absolutely wonderful
Glory Glory to the Almighty God.
Beautiful
YOU CAN COME PA BUDIRIRO PARK APO PA MUBVEE
sooo unique
This song ❤️
Hero basa
Zion ndofirako
hero basa
Lovely
Amen ,Rugare maZion
Rugareeeee
reminds me of Moses Chibike
Hero basa FAMBA famba
waErijah 2017
rest in peace Everswick Kahuruva miss you dad
halleloyah
NDATENDA MAMBUYAA MUNE BASA
amn
ndiningisewo ngekufara Jesu!
hiii i miss ngoma veduwe ndo church ndakakura ndichipinda imm
where can find this church in Harare zim
Nditarire nekufara mambo
elisha herema masvingo bikita kwapfunde
Ndokumbirawo malyrics enziyo iyi inokomborera chose
Famba ruwadzano
zvinofadza izvi
where can I find this church in zim
mbare
nditaririre nekufara , ndakomborerwa zvangu ini
where can find this church in Harare zim
hi Elisha..there is a branch in GLEN VIEW 8,near Tichagarika shops
This is Masvingo I was born in it and grew up in it and now i miss Maziyoni very much ndiri Muziyoni rakwa David
where can I find this church in zim
Where are you bro can help
where can I find this church in zim
elisha herema Enda kuMasvingo wangu Gutu
Along masvingo mutare highway turnoff chiredzi rd