My child was taking drugs too , church won't fix it until u man up and displine yr child, kutomupa zvirango zvekutambira kure newe anozodzidza kana atsva as long achiona kuti u care a lot about him achakutambudza kusvika iwe wave nemarwadzo asingaperi
Powerful teaching field marshal.rambai muchishandiswa prophet
Vanhu kadzi tava mhuka chaidzo uuuuu mwari tibatirei shuwa prophet mwari ngavatibatsire ndisvikewo ikoko pari zvino ndokuonai ndi Botswana
Maggie ndibate tiite maTalks
Amen thank you Prophet Miracle Paul for the powerful teachings...help us Lord this world needs you more
Prophet vana vamai vangu ngavasunungurwewo nezita ramwanakomana waMwari jeso christo,uye chida kutenda Mwari wenyu nzirà yaanokushandisai nayo
Prophet mune dzidziso yakanàka ufunge tinobatsirika isu vasina chavanoziya thnk u so much ❤❤
Prophet, ndinamatireiwo ndisimbe pakunamata, nyama inomboneta uye mhepo dzenyengedzo dzinombondigara!
Wawoo ndadzidza prophet 🙏
Profound indeed l love your teaching Prophet may your God remember me ,my son my grandkids and my daughter in law
Amen 🙏 ichokwadi ichocho prophet
Thank you for a such powerful teaching prophet🙏🙏
Amen, mashoko amunotaura anodzora nesu vavoni Prophet,,,mazviita
Mwari venyu ngambondiitirawo munana.Amen
Baba lenza umsebenz omuhle ngokukhipha Abantu emnyamen
Amen prophet thank you for the teaching
Amen thank you prophet
Good teaching Amen❤
Amen powerful teaching prophet handidi nemi
Powerful teaching prothet. Thank you.
Prophert miracle Paul ndinodemba kuti Dai ndakasangana nemharidzo yenyu ndichiri mudiki Dai ndakabatsirika .Ndotenda prophert
Thank you prophet for powerful teaching
Mash central izere nechihure yakutobhowa imagine mwana akatofa nekuda kwechihure zvino mwana atadzei kana ex husband yacho yakatadza worwadzisira pamwana yooo.
Prophet ndokumbirawo minamato yenyu
Agripha
Memory
Munyaradzi
Dadirai
Talent
Emmanuel Taurai inzwi ndinoziva tinoyambuka through your God
Thank you for your wìse teachiñg.
Mharidzo yandibata iyii ini hangu handina kutora wemunhu asii ndakagarisana nemukadzii but pasina kuziva hama dzake unitil taane mwana asii zvakazopararawo hazvooo
Amen prophet, mashoko akanaka
Miracle pual ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Amen nedzidziso yakanaka kudai.
Rangariraiwo vana very varikunyora grade 7 nemaform 4 mwari meso nenjere dzezodzo
Ndinodawo minana pahupenyu hwangu
You are a great teacher prophet
Mwari wenyasha
AMEN
You are too much Prophet 🎉🎉
Pray for my family Olga,Tawanda,Rumy and Simbarashe Nyamubarwa from oracle,herbalist and ancestorial spirits troubling my family
Totenda.prophet.tinamatireiwo.kumabasa.kwatiri.tiwendzerwe.mari
Maita basa prophet👏👏
Tibatsirei prophet
🙏 Amen
Pray for me prophet🙏🙏
Upenyu hwe vanhu kadzi hwakaoma mwari pindirai
😍😍 first one here .... Pray for me prophet
Vakadzi hatina matyira ndati
Pray for me Prophet
thank you prophet,
thank you prophet ❤
Silence altas from NysmubarwJani,Makoni,Bvekerwa nenharaunda zvakatikomberedza
Pray for me too munhu wamwari
Prophet release my son from drugs name Tatenda also from spiritual attacks Tracy ,simbarashe,talent ,munashe neniwo
Life yechihure yakaoma
Prophet please help me release my son from DRUG addiction 😢😢😢😢
My child was taking drugs too , church won't fix it until u man up and displine yr child, kutomupa zvirango zvekutambira kure newe anozodzidza kana atsva as long achiona kuti u care a lot about him achakutambudza kusvika iwe wave nemarwadzo asingaperi
Help me too Prophet
Mukadzi orambirwa muchechi maProphet
pray for me mudzidzisi
Amen Prophet
Amen
Maita bass prophet 🙏
Thank you prophet
Ndokumbirawo minamato yenyu prophet hanzvadzi yangu yakapondwa nema tsotsi ku Joburg hazvina kumira mushe arimu Intensive care unit hanzi akaita brain damage atove ne permanent disability anonzi Tendai Mudavanhu ndakumbiriwo munana
dai Mwari vamuitira zvakanaka dear vanhu vaperera joni wena zvinorwadza
Eishh sorry dia
Pray for me prophet
Zvakaoma chokwadi
Ndoosaka vekare vaiti rooranai vematongo, vatoziva zvakanakira muroora kwaunozi va , zvino mazuva ano kundoona na kwaakutodanana kwaakutogara mese , zvemazuva ano zvanyanya , Vana Maita nzumgu kusvira kwacho kwaakutoonekwa se sadza hazvichaite kunga zvinotsverudza ndabvuma zvamgu yooo
Amen Man of God
Ummmm imba plus mwana zvakaoma shame 😢
Oracle herbalist from d.v Mutasa Nyanga manicaland
My gender I fear you 😢
vamwe varume vacho vari useless good as dead
Vakadzi hatina matyira ndati
Amen Prophet
Pray for me prophet
Amen
Amen Prophet
Amen