ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kwaakuda kuunza Hanzebe tribe vanotodya mapere acho kkk
Saka mati interview yacho ndeyezvidhakwa here?tsvagai vari sobha kkkk
Nyaya dzacho ndirikungotaurwa nezvidhakwa here 😂
Ko vanhu nacho vese hameno zvangori asi vambomwa
Varidzi vemapere vakashaya nyama yevanhu yekupa😂mapere awo Saka akungobuda
Gutu!!yandifungisa kambo kataiimba kare.,ndakarota ndiri kwaGutuu kwaMupanadawana munyika yemafaroo, Fidelise achauya, Edson naMelody hande babe......
Mapere ayo yave nzara yanyanya ikoko
We wildlife vanofanira kuzoatora ese😢
Enda ku Dowasuro kana uchida ku wona mapereSister
Madzimambo ngagadzirise hazvisi zvehurumende ngazvigdziriswe anobuda ega chonetsa vanhu hvachdi chivanhu chvo honai zvoitika
Saka watobva Harare kunotaura nyaya yemapere kwaGutu kwana iwe
Hanzi ndinoda kutaura zvandakafunga kwete kuona. Ava vanhu ava vakanyatsoti kukwana chaizvo chaizvo. Asi vambonwira nwira tumbwa.
mwana mudiki ane 48 years 🙆
mwanaka eh
Panon'onwa mhino I feared for the worst with the dude ane yellow cap
Ndari yakavarova 😂😂😂
Vanhu vese avo vakatodhakwa nedoro zvavo
Ko chii varume vekwaGutu? Akunamadoda yini kanti lapho. Ayiphume impi zihlaselwe impisiRegai kubvima nema torches usiku. Anenzara. People must respect nature and chivanhu
Kwangu kumusha varoyi vawandisa apa vana vadiki
😂😂 vakohwa ne ndari kikikikiii
Kwagutu ndiko kweuya mukadzi ne murume vakaremadzwa ne bere futi vakazoponera masvingo
Inenge Zaka
kkkkkkk varoyi zvawandisa aaa
Vanhu avo asi vatori paNdari
😂😂😂 team racho rinenge rakatorohwa nemusombo
Kkkkk vose vanomwa
Kwaakuda kuunza Hanzebe tribe vanotodya mapere acho kkk
Saka mati interview yacho ndeyezvidhakwa here?tsvagai vari sobha kkkk
Nyaya dzacho ndirikungotaurwa nezvidhakwa here 😂
Ko vanhu nacho vese hameno zvangori asi vambomwa
Varidzi vemapere vakashaya nyama yevanhu yekupa😂mapere awo Saka akungobuda
Gutu!!yandifungisa kambo kataiimba kare.,ndakarota ndiri kwaGutuu kwaMupanadawana munyika yemafaroo, Fidelise achauya, Edson naMelody hande babe......
Mapere ayo yave nzara yanyanya ikoko
We wildlife vanofanira kuzoatora ese😢
Enda ku Dowasuro kana uchida ku wona mapere
Sister
Madzimambo ngagadzirise hazvisi zvehurumende ngazvigdziriswe anobuda ega chonetsa vanhu hvachdi chivanhu chvo honai zvoitika
Saka watobva Harare kunotaura nyaya yemapere kwaGutu kwana iwe
Hanzi ndinoda kutaura zvandakafunga kwete kuona. Ava vanhu ava vakanyatsoti kukwana chaizvo chaizvo. Asi vambonwira nwira tumbwa.
mwana mudiki ane 48 years 🙆
mwanaka eh
Panon'onwa mhino I feared for the worst with the dude ane yellow cap
Ndari yakavarova 😂😂😂
Vanhu vese avo vakatodhakwa nedoro zvavo
Ko chii varume vekwaGutu?
Akunamadoda yini kanti lapho. Ayiphume impi zihlaselwe impisi
Regai kubvima nema torches usiku. Anenzara. People must respect nature and chivanhu