Talent you are a political threat to a ruling part, thank you
Ukaona church inoenda varume ziva kuti ndeyechokwadi hakuna church ine varume vakawanda
Why are people always saying a pastor should not comment on political issues in church as if there is a verse in the bible that says that? Kutya mapolitician here? Saka ini ndikaita pastor I am no longer allowed to talk about what my government is doing especially government yakawora fanika yedu?
This Dude is A Bold Lion
This man was sent as a messenger to our Politicians. And thus his message is to the authorities .They can only ignore him at their own peril
Ko kushandisa kings james apostle. Chirungu chakare chinogozha.
Ko kuzoti Sir .....mkanyanya Apostle kkkkkkkk
Ko iyo tsamba yoverengwa mustreet president vacho varipo here. Zvimwe munoshaya zvekuita. Saka vanhu vese avo vauya kuzonzwa tsamba. Vhangeri iyoyi inotosunungura vanhu hr. Mapedza kuverenga tsamba yenyu todakuona vanotendeuka kt vangani
Une problem yekuda zvekuhwanda hwanda zvinova zvauraya nyika. Lack of transparency in every sector. We love people like this who alway stand with the truth and people who want transparency
Hausati wasangana nechokwadi. Tsamba iyi yanzi yaiendepi. Asi hauterere here
Mazivanhu anenge achiombera ayo munenge muchiti murikuchurch here or kubhawa matojaira kunzwa dzevanhu kwete dzedenga 😂😂😂😂
kunenge kuri kufira vhangeri here or politics?? which preacher or disciple in the new testament akafira politics??
you dont know?? go and read the bible again.....zimbabweans have been conditioned by zanu to be afraid of politics
Kufira politics chaiyo chete vanhu havadi kuti vamwe titaure chokwadi kuti kufira politics hazvinei namwari izvi
Mwakapenga Apostle ...... n mukutoda Dialogue naPresident kkk Chikanda chenyu ndochidawo
Dai painyorwa rimwe Bible Apostle maitopinda kkkk hamukwate shame.....
2 Timothy 4:10
Kwanzi akaibvarura tomurova 😂😂😂
Chirungu icho chakanyanya panyaudzosingwi yekuti pfeeeee
Kkkkkk wakaindisa tsamba kusiriiko chiwenga
Busy provoking politicians to find faults, if you die today your blood is upon yourself because you just move around mocking and provoking people who have no attention on you statements. Pride Pride Pride my brother you are too much of yourself. When pride cometh, then cometh shame:
but with the lowly is wisdom.
Proverbs 11:2 . The fear of the Lord is to hate evil:
pride, and arrogancy, and the evil way, and the froward mouth, do I hate. Proverbs 8:13.
@@chrischongwe9546 Why do i leave him yet is saying his things in public. They upload it so that we can either plead or content with him.
@@chrischongwe9546 i just do what the spirit pushes me to do, not you suggestion. Be blessed
Jesus ..said Don't judge & u wl not be judged. Likewise don't condemn & u wl not be condemned!
Chiwenga vanhu vanovhundukaka kana uchingotaura politics muchechi. Paridza vhangeri not kutiudza zvisina basa.
Vaudzei apostle
ini hangu ndokomborerwa neTrue Gospel iri
I feel pit for U Apostle
Polite Jah Man Wellbred what is your problem iwewe if you don’t like the man why don’t u do yourself a favour and f ?&£)( off
Ed is soft as wooru wait until mkomawake hama yake kick baghedhe achqnyarara let him ask ka archie aka lumumba katiziii kariwer ever cos baba vacho kicked the bucket weare watching yu mawaya thel deal with boys dzema sun glaases
How come he looks for security from Mnangagwa when you are heavenly protected????
ENGLISH 263 God helps those who help themselves, protests those who protects themselves, feed those who feed themselves amongst others.......
Satan haana simba muri vaMwari
ed akavhunduka tsamba
Chingopinda MuPolitics chete kwete kunyepera vanhu Shamwari wakaita accident nekuda kwekurara kwete vamwe vanhu
Jesus hana kutuka mukadzi wakabatwa achifeva asi akamuregerera akamuti usazvipamha zvekare. Manje iwe Chiwenga unobva watuka mhombwe nekushambadzira nyika yose saka wako mweya uye ndimwari rudzii waunaye BEWARE! Ndosaka uchida kuurawa nevanhu nekuti wave kuita zvePolitics, kana uri munhu wamwari unofanira kuregerera vanotadza uvadzidzise kufamba zvakanaka
politics inodiwa apa tichatokuitai presedent
Unoda kubatsirwa pachine nguva. I politics dzipi munhu ari kuparidza shoko rakanaka kudai?
vanani vakakutangira because you say hakuna mumwe munhu kunze kwako wega ndiwe unoziva
Yes for sure he knows because he always stand with the truth that many prophets and preachers died for.
chiwenga usaita mafunnies wakumhanya bani that's bullshit,nonsense
Kutsvaka mbiri chete hakuna zvematongerwo eNyika zvina Mwari mukati kunyepa chete hapana zvaMwari zve let it be clear this guy killed the wife nekurara achidriver he said it himself why they didnt killed him muchipatara
Vanikuvengarai kunamata ndanzwa varikushoora apostle apostle do what god tell you to do tichakunamatirai marai pachokwadi varikufunga kukuitirai zvakaipa vachagumburwa nashe
Hauna kurawa hr pakanzi munhu waMwari ane simba rekutsiura nyika,
Saka ukuti hr nyika ine simba kupfuura raMwari.
Apostle you are a true man of God , believe in your mission and believe in your courage and be strong and courageous we are all with you in this walk ..