What is happening is painful BT kubuditsa zvinhu zvakadai kuroya in the fact of journalists coz mave kutovaratidza macorner and they will raid in that place some of information ngaichengetedzwe please why mazimba tichifumurana kudaro that bad zivai zvekushamba guys stop licking so sensitive information like this taradziwa musadaro
Please don't forget to like share and subscribe
Hatirare kandira mukuru wenyika video irori ku page kwake
Hatirare murisimbi yebasa
Especially vanenge vakabata or kubereka vana ndonzwa moyo wangu kuenda kure
Zvakaoma izvi
Very painful indeed.Mwari huyai kuzotibatsira
VeSouth Africa vanenge vachirionawo video 📷
Thank you for the updates ❤
You are so welcome
Yoo zvakaom izvi
what is happening in zim side is too painful please mwarri dai mwapindula
Mwari pindirai chokwadi vana venyu vatambura
Zvakaoma mwari wanzwireiwo nyasha mukufamba kwawo
Ndakakafamba karoad aka last yr June
Ummm endai mega
So painful. Mwari tinzweiwo kusvikariniko
Pakaipa zvakaipa
Mmmm izvi zvinorwadza vanhu vamwari ndakabva neko
Zvakaoma hazvo veduwe apa maguma guma anoku repai oti kukutorerai mari Mwari tibatsireiwo tatambura
Dziriku uya muzimbabwe kkkk
Ma1 broo
Asi vakabatanidza mari dzavanobvisa kuvanhu vanovabatsira vankwanisa kutora mapassports kuomera uku chete
Izvozvi kune vamwe vakapihwa ma ban woita zvekudii.
Ini ndofamba nemuboarder muchiendepi musatya pindai mega mhani mazimba ngwarai
Yeyi kunzima
Yàa ma1
Iii zvinhu zvinorwadza chose 😩
Joni haichina chiroba iyi kundoroyerwa mahara
Shem it's painful 😢
Hama dzinotokuuraya uchitambura kudai .Chikepe pakaipa 😂
Thanks Hatirare...vanhu vanofunga kuti inyore
Kuba kana ku hura ese mabasa Jahman
EISH VANA😢
Humbwa watinoita nekuda contant .
Zvakaoma mufunge tine nhamo ma Zimbabweans munyika medu hamuna kumira mushe zvachose ko vana Wicknell vari kuiwona kupi mari
Nhai Dai vangoitaw zvikoro zvamahara than kutambisa Mari vachitutsira zvinh panevanazvo
But musachekeresa hupenyu veduwe zvichibva nehurymende
Zvakaoma shuwa kuchengetwa nenyasha dzaMwari
Wozodzwa vana Rutendo Matinyarare vachitaura kuti Zvinhu zvakanaka .....
Zvakaoma
Chokwadi ichocho tirikutambura kuno
Ndeikoko ku Africa kusinga kosweswi imbwa varungu vanoda imbwa ndizvo zvavari imbwa ndinogarwa nadzo mudzimba imbwa ne katsi dzinosiirwa will
Chimuti. Ndakabata
Varikufirei zvavo SA hakusisina chinhu uko .
U can say that again dear
I don't think it's wise enough for Zimbabweans to post such videos, that's being stupid. You are betraying yourselves, noooo use common sense
What is happening is painful BT kubuditsa zvinhu zvakadai kuroya in the fact of journalists coz mave kutovaratidza macorner and they will raid in that place some of information ngaichengetedzwe please why mazimba tichifumurana kudaro that bad zivai zvekushamba guys stop licking so sensitive information like this taradziwa musadaro
Your reporting needs an upgrade.everyday hazvina kumira mushe
Iwe mupfanha iwe mhata yako ka100 uri beche remunhu kutadza kutsvaga nyaya dzeZpf wakutsvagana nezveku boarder kwausingazive beche ramai vako usade kusimudzira vanhu mhepo tsvee kutaura zvemhosva dziri kuparwa naMnangagwa wakutaura zvinhu zvisiko zidhodhi mwana wehure ticha kudzoserai kuZambia kwenyu imimi manyasarandi..............
Zvakaoma