You are very creative, wow. Uhmm tsiye nyoro idzi haaa zvakaoma. Very informative but todiiko, cause we need to help each other, uhmm it's upto them and God cause the Bible say we must not get tired of doing good.. Yes your conclusion is lit and very informative, Thanks Song by Tuku, ndagarwa nhaka
Thanks Queen Dee.. indeed we should not be weary of doing good..and to add to what you have said we should continue doing good but with very much wisdom and discernment .. remember the story yaHezekiah akaratidza vaenzi vake paigara zvombo zvake asingazive kuti imhandu ... .. Thanks for your comment I appreciate it 👏
Ini ndinoona Panashe ariiye akatadza, nekuti maruva enyika haaperi, vanhu kadzi havangatadze kuita vana sis vebasa.Hongu Rwisayi akazo netsera pekuita mushonga. Kuita moyo wakashata munhu kadzi zvakaipa. She has done what a normal human could do, by helping Rwisayi.
I moved in with a friend after life threw its unfairness at me She lives in a 2 roomed cottage,her son and husband That was in the year 2019 Up to this moment,we are good friends I wonder how some of my fellow women end up doing this kind of stupidity and wickedness Anyway, the GRACE of God upon my life is something unique and to be embraced! # Christ the Solution!
Zvakaoma veduwe upenyu uhu mweyo chena uno parira veduwe 😢panashe mushonga waka shanda paari kuridziro yangu garai miri pamuna mato ndokuti mukunde muyedzo neli sorry Mwari vacha kuitira nyasha rwisai mushonga uno svika paucharega kushanda one day you regret 😢
You are very creative, wow.
Uhmm tsiye nyoro idzi haaa zvakaoma.
Very informative but todiiko, cause we need to help each other, uhmm it's upto them and God cause the Bible say we must not get tired of doing good..
Yes your conclusion is lit and very informative,
Thanks
Song by Tuku, ndagarwa nhaka
Thanks Queen Dee.. indeed we should not be weary of doing good..and to add to what you have said we should continue doing good but with very much wisdom and discernment .. remember the story yaHezekiah akaratidza vaenzi vake paigara zvombo zvake asingazive kuti imhandu ... .. Thanks for your comment I appreciate it 👏
Taura hako
@@rondedzerodzeupenyu p
Tsitsi dzino tsitsirira
❤Totenda
Tuku ndagarwa nhaka. Munyori you're a star. Dai uchitoposta everyday.
Wooow you are just amazing 😍🎉your voice motivates
Thank you so much 😀... And thanks for commenting ❤
Ndafara kuona Nigerian movie ne Shona ❤❤🇧🇼
Shuwaa 💜🧡
Welldone Sister..Ndagarwa nhaka by the late Dr Oliver Mtukudzi
Waal very creative indeed.... Vana Rwasai vakawanda muhupenyu..... Thank you for that profound teachings
Thank you for watching 👏
😢😢😢That Tuku song at the end . You are so talented . Akakonzeresa ndi Rwisai nekuty ndiye akauya ne mushonga
Thanks for watching Rue👏
Amém
Ini ndinoona Panashe ariiye akatadza, nekuti maruva enyika haaperi, vanhu kadzi havangatadze kuita vana sis vebasa.Hongu Rwisayi akazo netsera pekuita mushonga. Kuita moyo wakashata munhu kadzi zvakaipa. She has done what a normal human could do, by helping Rwisayi.
Oh perfect ndadzidza Oliver mutukudzi mukadzi akanganisa woooow
Thanks Grace
Olivar mtukudzi song ndagarwa nhaka,Munhu anonetsa kubatsira
✓✓ 💯
😊 monogona guys keep it up 😊😊😊
You are so good in yo things I love Lizzy Alichi
thanks
Oliver Mtukudzi
Murume ndiye akaita hutsinye aifanirwa kudei akakunda muyedzo iwowo
Thank you very much ne nyaya dzamuri kutipa ndadzidza zvakawanda m new here ndokumbirawo munyore riri novel plz
Ahhh Tete njere makapiwa we thank God for that
Ndagarwa nhaka
Thanks 😊
Tsitsi dzinotsitsira ini ndakazviirirwaa ndapfidzaaa haitee kubatsira Stanger
Kkkkk kambo kaTuku kabva kupi futi......😂😂😂😂😂😂 hambuya imi u are too creative
Oliver Mtukudzi,kwakandzi nevakuru tsiyenyoro dzinourayisa
Ndagarwa nhaka...Oliver mutukudzi
Wow yu are a star Oliver Mutukudzi ndagarwa nhaka
Thanks for your heartwarming complement
Waal Legend Tuku
Thank u kuramba uchidzisa zvese.oliver mutukudzi
Ndakasanganawo nazvo muupenyu izvo
Welldone my dear
Ndagarwa nhaka by Oliver Mtukudzi panyaya iyi Panashe aifanirwa kumira saba a pane kuita ruchiva
TUKU (Ndagarwa Nhaka) was a Legend, may his soul RIP
Amen
Pano panondiitira stress pepepe chaiko apo voice renyu atete rakanaka
Ndinotenda nerutsigiro rwenyu zvakanyanyisa 👏
ndakambomuudzawo munyori
U are the best hey
Thank you 😊
Kambo ako ndakafarira Oliver mutukudzi 🤣👋🤣
amen
Tsitsi dzinotsikirera sure ❤
Zvakaoma unenge uchiti ku batsira apa kuisa matambudziko pamba
Ummmmm ndarwadziwa
Good job
Wooow your voice tirikudzidza sure
You are very creative african movie into a shona story shuwa tsitsi dzinotsitsira
Song Oliver Mtukudzi
😅👏👏
Yowe yowe inga zvakaoma nhaimi sure moyo chena unoparira munhu wese ngaanamate aonewo zvakaipa zvinoitwa newawabatsira.
Well drafted thanks for this strong msg
👏 fantastic
Rwisai haaisambodiwa dai angs asn mushonga
❤❤❤❤ lesson hombe iyi
Thanks for watching 👏
Nelly ndiye akakoniwa akazviparadzira imba yake nokuvimba nemunhu wawawana munzira ingave irihama kana weropa anokuparadza
Ummm matendwa kani Nyanduri haa tirikudzidza hupenyu chaiwo,Mwari varambe vachikupfuudzai mberi 🙏
Thanks Grace
Ndagarwa nhaka by the legend Oliver Mutukudzi.
Obvious kti Rwisai ndiye mharadzi
Rwisai ahabatsirike
Tuku ndagarwa nhaka ,thank you yanga ichinakidza
NdiOliver mtkudzi❤❤❤❤
💯✓✓
Oliver mutukudzi. Amen
Yaa voice iri ma1 rinonakidza wena,,Akatadza ndiRwisai kushandisa mushonga
Wow
Ndadzidza thank you
Amazing
Kubatsira kwanga kusina kuipa asi mubatsirwi ndiye Anga atoipa
Oliver Mtukudzi. Mdagarwa nhaka
Ini ndinoti ndirini ndakamuudza semunhu andigamuchira ndadzoka ndodzidza kuti murume haitiswe yese nekuti ndiwe ukushanda ndodzidza kuti shamwari dzinoparadza dzimba
Mtukudz
✓✓✓
I moved in with a friend after life threw its unfairness at me
She lives in a 2 roomed cottage,her son and husband
That was in the year 2019
Up to this moment,we are good friends
I wonder how some of my fellow women end up doing this kind of stupidity and wickedness
Anyway, the GRACE of God upon my life is something unique and to be embraced!
# Christ the Solution!
Nelee ndiye akaparadza vanano yke
Yoo kurumwa nechekuchera
Ngatinamatei nguva dzose kuti tipihwe uchenjeri namwari hwekuona nekukunda zvakaipa mwari anokurwira ukamutsvaka mumweya nemuzhokwadi
Kambo kakaibwa na oliver mutukudzi
Shuwa ndadzidza 😊
Whats the name of that movie
Iiiii zvakaoma Amen thank you
Ndagarwa nhaka ,by Tuku rest in peace comrade Oliver
Inonakidza chose nekudzidzisa
Thank you
Rwisai anoroya ane moyo vadhiyabhori chaiwo it's true cc
Akafuratidza Panashe shame srry Ok
But next time unofanirwa kunamata
Voice iri rakafanana nereumwe musikana wepamaSkit yemapurisa
Ndagarwa nhaka ,Tuku
Correct 💯
Nelly ndiye hodzeri
Rest in peace Tuku😢
Rwisai ndiye wakaparadzanisa musha we vaviri
✓✓
Oliver Mtukudzi... Nelly is wrong
Mtukudzi ndagarwa nhaka
Vese nokuti Nelly asafanira kungonhonga munhu muroad ouya naye kumba ,Panashe akatadxa kuzvibata
Oliver mutukudzi ndakarwa nhaka
😅
Nigerian movie in shona
Neli akajanganisa
Pari pakubatsirana hapana chinenge chakaipa
Mwoyo muchena unoparira
Munondigonera hangu
Mulher foi precipitada
Usabatsira munhu ungazive finish n klaar
Oliver mtukudzi ndagarwa nhaka
Very very True indeed mishonga iriko asi kana yapera hamufe maonana muupenyu plus ine expiring date
True
Nelia akazozvinyanya hake asi akanga asina kutadza murume wacho pakutanga asati adyisa mushonga akanga ari rght kuramba asi akazongokurirwa nemushonga
Ndagarwa nhaka mutukudzi
😥😥😥 muito triste fungai 🔥
❤
Oliver Mtukudzi nhaka
Vese vakaparadza musha apa hapana aive correct
❤❤❤
Uhmnnn zvakaoma chokwadi
Only God knows how to do it.
Munogona nyaya dzacho zhinji unototendeuka chete tinotenda
Zvakaoma veduwe upenyu uhu mweyo chena uno parira veduwe 😢panashe mushonga waka shanda paari kuridziro yangu garai miri pamuna mato ndokuti mukunde muyedzo neli sorry Mwari vacha kuitira nyasha rwisai mushonga uno svika paucharega kushanda one day you regret 😢
You are right 👍
Tuku
Sheedzera kugara uri panamwari kunobatsira Kani satani anoshaya mukana
Songs for the late Oliver mtukudzi
✓✓✓