Keep up the good work guys . Reminds me of the days Mdhara vachagara muna Chisvo muZengeza 2 vachifamba nekaDutsun stanza kegreen ini ndichigara muna Chimanemane.
Aaaah asi pasi panodya chokwadi,dai mwari vakaita kuti mr Chitungwiza John Chibhadura akasvika muzuva ranhasi ,akasiya adzidzisisa boys dzake idzi nhatu hunyanzvi hwaakange akabharwa nahwo maari wekuimba,uye John junior chibadura kufanana face kwaakaita na baba vake veduwee,furu ndimadzongonyedze veduwee.Bvunzai Rudo na Seiko ndisingawanikwe inga ndakanaka naNdiri muhondo yangu ndega,all all these songs are my favourites from Mr Chitungwiza
ZvaMacheso zvavakubhowa mhani, handichateereri zvese from 2009, avakunge mahumbwe, hazvisisina original maturity touch. I can now switch back kwavaChibadura zvapromiser.
Kip it up guyz I have been asking my self john didn't left behind the talent today I'm enjoying john jr and tembo brothers boys rambai makabata satan ayite godo rise up john tinokunda chete
Well done guys ,thank you very much for reminding us our Late King John Chibadura still enjoying his songs tho was born late 90s but still stick to the message
Thanks young men. The legacy of Mr. Chitungwiza truly lives on. Apa mabata pamwongo kuti taaa. Handidi vana vangu vadaro babaaa. Nhai hosana, nhai hosanaaa
munogona vapfana musanyeperwe rambai makadaro happy for you you are reminding me of your late father keep up up the chibadura legacy
Go Tembo go brothers keep on keeping up.Atidi kuti muzoitirana Majerasi toda rudo kubatana nekuwirirana
Makaipa the chibadura boys murimugwara ramdhara nayo salute,sounds so good.
Don't let the media people separate you guys big up
Say that again
Word
madzimai ndoanowanzopesanisa.kana vari mabhachura booo..kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
You are great when together guys ... never separate Zim and Africa loves and want to see you grow
Keep up the good work guys . Reminds me of the days Mdhara vachagara muna Chisvo muZengeza 2 vachifamba nekaDutsun stanza kegreen ini ndichigara muna Chimanemane.
Much appreciated guys thank you musarasane mari yakaipa musakarirana, Moyo Dhewa siblings copy n paste here
Authentic Tembo brothers sound thanks boys for reviving your fathers music we support u
Aaaah asi pasi panodya chokwadi,dai mwari vakaita kuti mr Chitungwiza John Chibhadura akasvika muzuva ranhasi ,akasiya adzidzisisa boys dzake idzi nhatu hunyanzvi hwaakange akabharwa nahwo maari wekuimba,uye John junior chibadura kufanana face kwaakaita na baba vake veduwee,furu ndimadzongonyedze veduwee.Bvunzai Rudo na Seiko ndisingawanikwe inga ndakanaka naNdiri muhondo yangu ndega,all all these songs are my favourites from Mr Chitungwiza
this is the best thing you made guys i will continue supporting you , keep on pressing
ZvaMacheso zvavakubhowa mhani, handichateereri zvese from 2009, avakunge mahumbwe, hazvisisina original maturity touch. I can now switch back kwavaChibadura zvapromiser.
This is the OG beat. Keep it up guys. Tinemi
well done guys .This is the sungura that we know.
Aaaaa vana vachibadura munogona kudarika baba wenyu keep it up.
Kip it up guyz I have been asking my self john didn't left behind the talent today I'm enjoying john jr and tembo brothers boys rambai makabata satan ayite godo rise up john tinokunda chete
Murambe makabatana varume. The future is bright.
I'm impressed. Support yese iripo, itai kuti zviite
It’s as if it’s chibadura himself is alive,fantastic guys.
I think u r doing good bcz taneta ne bit ramacheso we want new bit like this
hamugoni kungotaura musina kutaura nezvamacheso
Taura zvako homeboy, zvaMacheso zvavakubhowa, hazvichanakidzi, zvaakuita kunge mahumbwe maridzirwe acho ava kuitwa magitare" zvembanje chaizvo"
Thanks vakomana zvinofadza chose,mudhara chaizvo
Well done guys ,thank you very much for reminding us our Late King John Chibadura still enjoying his songs tho was born late 90s but still stick to the message
Thanks young men. The legacy of Mr. Chitungwiza truly lives on. Apa mabata pamwongo kuti taaa. Handidi vana vangu vadaro babaaa. Nhai hosana, nhai hosanaaa
Thats very good indeed the spirit of John has has never died indeed
Tembo brothers is back!🎺🎺🎺🤸🤸🤸
we will support you until amen rambai muchiiakwenya magitare kutoita kunge murikuimba namdara wenyui hats off wesalute you
Hhaaaa👏👏👏👐👐👐👐 chibadura boys, mandiita ndidzokere kufarira Zimbabwean music zvakare...mukaramba makadai tinefuture mumusic industry shuwa, sundai varume
Great voice, may God bless you guys. I love your music 🙏🙏🙏
Ndachema pandateerera nziyo iyi. Mukoma John Chibadura ndiye muimbi akandisimudzira nedzidziso yavo. Chishuwo changu Kuti pandinoshanya kumusha ndizosvika ndchimbosangana nemhuri yavo. Ndinotenda zvikuru machinda nekubata basa rakanakisa.
this is good guys i support you please more of these songs ndafunga chitown pazengeza 2
Legend is a Life ❤ Zimbabwe living
Thank u very much varume.
The sky is the limit. Keep up the good work...
I DONT KNOW MUCH ABOUT MUSIC BUT THISONE MAKES ME UNDERSTAND SOMETHING IM OVER HAPPY THANKS GYS GOOD MUSIC.
i like your unity guys ndakufarirai ndisati ndaterera music yenyu dhewa copaiwo apo nana chimbetu
Nhai vapfanha imi manga muripi nguva yose muchitadza kuti nakidza isu ma fans a Mr chitungwiza
Mr Chitungwiza havanakurova vapenyu😍😘😘😘😘😘😘😘😘😘😘Tembo brothers 💪💪💪💪💪💪💪💪💪✌✌💪
I like John Chibadula songs. You boys have done excellent work to redirect Johns's wonderful talents
Well done boys keep it up # Chibadura legacy
Well done my boys am so happy don't go back we are going forward 💪
Good gyz
Thank you guys you drive me happy
The sound is typical Chibadura 👌👌👌👌
No split stick together and you go far
Well done guys. Bhora mberi
Parabens....assistindo o bit estando em moz
Good staff, the guys are organised. i like this staff
u r in the right direction
I GREW UP LISTENING TO MR CHITUNGWIZA MY DAD'S BEST MUSICIAN
keep it up guys this is good
Maimbovakupi vakomana musaparadzane please musambo wababa venyu ngawuende
nyc piece of music. keep up
Hayayaaaa means wenyoka inyoka
Baba Shero hokoyo Shungai dzisimbe
rambai makabatanai boys zviwome zvinake rambai muripamechete kana maita mari muchatanga kuvavana kasi musazo pesana coz murichinhu 1# 3#tembos
Mr chitungwiza chaivo hamuna kurasika boys muripo mutsoka dzamudhara
Kurongeka chaiko ndikoku chibadura amuka
John walker keep walking, well done guys!!
Good work Boyz baba venyu chaivo
Tembe boys nice
Makagona guys mr chitungwiza the only musician kusungura aishandisa keyboard
This is good keep it up, I love that lead and rhythm
makagona chose vana va mr chitungwiza.mabata gitare ramdhara.harichipe
Nice music mwari vakutungamirirei
Can anyone forward the contacts of John Chibadura siblings
Did you get the numbers I need them also.mine is 0835140 114
@@phillimonshoniwa52 Not yet Phil as soon i access them will forwarded you
Check out forever missed John Chibadura by Andrew Neshamba. You will get the contacts
@@brightonkujongonya4315 Thank you
Well done guys ,keep it up
Adequately instrumented piece of song
Good work guys
good chibadura gonna ndiyondiyo
makapenga guys mdara chibadura amuka
Dem good 💯zim essence
Tembo brothers yamuka
Ava vafana ndovanobvarura ngoma manje macheso hokoyo ne tembo brothers
Muita força irmãos queremos mais e muito .
John is still available. Than tongai moyo
Pakarohwa kaLead kaJohn chaiko apo
Please gys rambai makabatana endemusachinja marovero tinemwi
WELL DONE BOYS
Voice nemashoko chibadura chaiye rambaimakadaro musachinja gys💪💪💪💪💪💪💪✌✌✌✌✌
Makagona boys kusimudzira legacy yamudhara
Keep it up
Muita força!
Nice
well done
Correct
Hipapo
Excellent music guys this reminds me the late John Chibadura, keep it up you are in a right truck....... continue with your unity
🙏🙏