Please Sis do ask more practical questions about the age of this man
age of the girl
How the man in question survived before this sad criminal incident?
Musikana uyo arikutadza basa..arikurasika pakubvunza..up to now hatina kuziva kuti akamubata sei chimbaro chacho..experience dololo.
Pls sister can you encourage him to narrate his story on his own
Ko mwana akabatwa aiva ne makore manganiko nhy ko kubvunza mubvunzo inebasa panekutipedzera data uyu haagone kunyatsobvunza Elizabeth anogona kunyatsobvunza
@@pessysachakaza9479 but isu hatidi zvakufungidzira toda kunzwa kumupari we mhosva kkkkk
I think the child was above 18 since she stood ega mu Court. I also think the child was mentally OR physically incapable since husiku hwese araramo hapana ku screemer or kuita fight. She couldnt defend herself.
Sis Basa amusati makugona henyuu atina zvatanzwa
Sister amgone basa ma1
Iwe Rudhenya unedzungu, haugoni basa zvachose. Urikidzorera sly media kumashure
What was the age of the child, his own family profile was not asked 😢
With all respect, uyu musikana haagone basa. Anobuda rirni? How old was the victim?
Haaa imimi basa harisi renyu ipai tete tillder
This interview was very cold, so many unasked questions? Rudhenya next time prepare your questions prior to your interview. You also need to allow the interviewee to explain himself..
Mr SLY MEDIA THIS GAL NEEDS 5MONTHS STRONG TRAINING FOR INTERVIEW
Ko vanobuda rini zvese izvozvo hapana abvunza mukoma Rob or silvester or Elizabeth dzidzisai munhu uyu basa please 😢😢😢😢😢😢😢😢
@PriscaRazerera-tb9tt Robert left SlyMedia and doing his own thing zvisina SlyMedia mukati but similar content though zvekumatare and the like and occasional different everyday life stuff but not sure y he left SlyMedia but I guess ukapinda basa chinenge chasara kubuda 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.
Interviewer please ask these, place,age of both
Makore nemwana hatina kuyanzwa avofuti hatina kuyanzwa ndozvaunofanira kutanga kubvunzwa kumusha ndekupi zvese izvozvo toda mibvunzo yakakosha sister
Ndiye anoti vanhu vakuru iwe here uyu ndisati ndatarisa
Musikana unauya wakanyora valid questions nekupa musungwa nguva yekutaura ah iwe
I came here to say they must.lock the doors of jail and throw aqay the keys.😢😢😢😢
Vakuita kunge vakadhakwa wani
Livestock thievery is 9 years,kana zvikaita kuti pabiwa 2 huku 18 years.
It’s very unfortunate that rapist gets less punishment.
Rapist deserves zana chaiwo!
Age ?
Basa hamugone henyu sis
Interviewer jot down your questions before you sit with your interviewers and please please dont keep asking the same questions it kills the flow of the interview. Read our comments otherwise unochigona hako chibasa ichi.
Rudhenya dzidza kubvunza mibvunzo ine msoro ,iva jacked up, une kakupora kaunako so , kakurivara, hatisi kurwa zvedu but try kuva professional ,my sister .
The first person wandanzwa anobvuma mhosva yerape. Vamwe vese vanoti kupomerwa. Zvedi vatendeuka, dai vakaregererwa
MHOFU yatinyadzisa iyi. NdiMuseyamwa ivava
Poor interview interviewer kumhata kwako ....dzosai Tapfuma kwete matuzvi aya
Kubatwa chibharo nemunhu akadhakwa😢😢
Obva araramo usiku hwese futi kusvika kwaedza. Hakuna zvakadaro.
Bonde rinengozi, harina ndima❌
Tsvagai good interviewer please
Yuh ndikok garai ikoko hnti makaita mhosva nxaaa mkadzi unaye wonobata mwan chibharo
This lady cant interview , she needs to improve a lot. Very frustrating to concentrate.
Mainini improve your interview
Muwanirwe nyasha sekuru one munhu anobvuma mhosva
Mwana airwara here uyu?
Ummmmm varume munombotinyadzisa mukurarama umu
Cc hamugone kunyatsobvudza Imi hamuone zvinoita Elizabeth anogona
Ko Elizabeth aripi 🤔
Kababa aka ndeke mastatements
Aifanira kumubvunza kuti ko kuzorara husiku hwese mumba umu ,maive mava kuwirirana here?
Kutadza kuvhunza age ye munhu akarepewa neakarepa shame on you Rudhenya
Yooo sis imi hamugone basa imi what kind of interview is that pick up main points like how old was the girl what happened day racho chii chakaita mubate chibharo makaita nekuda here not zvekupenga zvauri kubvunza
Anga akura sei mwana uyu?
Ko musikana uyu sei akavata nemunhu rume kubva 12 kusvika 5 airidza mhere here
Interviewer ahasi kugona basa zvake a
Noooo vasiye vadorongodze vega kubva pekutanga kusvika kwekupedzisi uchibvudzawo kuti asi manga magara muchimuchiva here OK you are still lenning
This interview is not engaging. Can't finish it.
Data zvaraperera mahara nhai
Liyaz lobaba lilema shuwa ungahambisa umfaz ekhaya uzobapha umntwana
Macomments aita ndisaona,hanzi sis vari kuvhunza zvisina musoro
Ngeke chaiye😂😂😂😂
Mkoma rastor to the people,aaaah sisi hameno kuti chii interview iyi haisi kunyatsonzwikwa zvakaitika
Cc hamugone bsa hamuna Kana kubvudza makore emwana nemupari wemhosva
The story was not understood, why he is not explaining how he did the rape and how he was able to enter the house at night, how he slept there and came out in the morning, how old is the man how old is the gal, the presenter you failed to do your job you wasted our data for nothing ☹️
Kutipedzera data mahara uchingobvunza zvisina basa zvine basa zvacho haubvunze siirai Tilder basa iro musatinyaudze imi veSly kwenyu kumadzimambo uko kwamunotora vedio chete
Zvakaoma sisi havagone basa avo
Atadza basa kana mibvunzo yacho hatina kana kunzwa age
SLYMEDIA interviwer wenyu uyu chimbomumisayi basa, she is very bad
Shame zvinonzwisa tsitsi
Siya munhu ataure nyaya from the start, wozobvunza zvimwe
interviewer iDofo hapana chozivikanwa
Bvunza zvine msoro iwe ini ndatotadz kuipedza
Interviewer you are not professionally trained haugone basa
Boring learn from tilda
musikana vatadza basa apa munhu ngaabvunzwe makore nematangiro enyaya tonzwa zvizere manje nyaya yacho ahina order
Imbotevedza vamwe zvavano ita akuitira kuti nyaya inakidze nekusirisa kunwa young sister
Iminyaka yentombazana owayibambayo ayiveli
Loool this jahman looks drunk 🥴 already
Dai paita interview yababa ava nemunhu anonatsoziva kubvunza mibvunzo yakakosha
Ndipei Basa ramuri kutambisa aaaa
Ndazviona wo Kuti musikana uyu haagone basa kkkkkkkk
Akanga achidanana naye here uye akavhura sei door zve aive nemakore mangani musikana uyu
Unfortunately we will never have answers to those important questions.
Iwe ahugonekubvunza unotangiranyaya pakati always why murume anemakoremangani musikana anemakoremangani pakapindamumba musikana akanga akasvinura here kanakuti aivakotsira musikana akadedzera here kanakuti zvaivazvakutomuitira ahusati wakuzivabasa
Havagone kunyatsonangura here baba ava,kubva pakutanga ngavasadzungaire
Interviewer haagone kubvunza Uyo. Unobvunza mibvunzo isina basa. Tanga tichida kuziva Kuti mwana wacho Anga akura sei
Chandagona hapana Jeri rebindura gegege😂
In hangu ndakuregererai😢😢
Of course haisi hama yako yakarepwa saka it's easy to say ndakuregerera.Saka vakuru vakati nhamo yemumwe hairambirwi sadza.
interview haana kubvunza zvakakosha, I suspect kuti baba ava vakadanana ne under age vakarara nayo (which is a criminal offense) vs kuti vakasvika vakamanikidza mwana. Because why is it kuti vakatorara mumba macho kusvika kwaedza, mwana haana kumhan'ara, dai ma next doors vasina kuona dai zvisina kubuda.
Vasara nemakore mangani uye ari kubvunza haasi kuziva mabvunziro atangira nyaya pakati kune vamwe vanoda kubatsirwa manje apa unoshaya kuti pari kudiwei
Gutter journalism.Prepare for an interview,show confidence etc.Slymedia is getting worse by the day.Drewmas has a seasoned person accompanying a novice!!!
Kubvunza kunenge kunoti netsei
Haaaa uyu musikana haagoni basa zvachose hatina kunyatsonzwa kuti akamubara chibharo cei nxaaa dai ari tilda tanyatsonzwa zvizere
Poor interviewing skills
Journalist haasi kugona basa please ask important questions not wasting time
Uyu munhu uyu haagone kuitisa intaview zvake
Zvoda tete Tiridha izvi... munhu anorondedzera nyaya yake
Kachembere kasinga nyare havasi mukoma muri chembere
Presenter uyu haatodi kuchinja everytime anenge achingoti Ehhhhh ehhh ehhh🙌
Mudhara iwe unopenga chete
Mwana anga anemakore mangani nhaimi mwari chii nhaimi varume
.mune hutsinye
Kuuya kuzovatira uchi rapper iii zvodawo time diki baba shemuu
Poor interview skills
Gogo chiiko ndigogo venyu here avo dzikamai zichembere remurume rapist benzi
Uyu mukadzi uyu haasikugona mibvunzo tatotadza kunzwa nyaya yacho nxaaa.
The interviewer neglected to inquire about the victim's age, underscoring the importance of having a structured set of questions readily available in a notebook. Such oversight highlights the necessity of thorough preparation to ensure essential details are not overlooked.