He is busy confusing the old lady, hameno kuti kukwidza izwi ndokutonga here apa he misses mapoints because anenge achipusher agenda yake nxa anoita kuti dare raheadman rishaye fairness. Thanks to the wise headman vanozopedza neungwaru.
That guy is totally out of order.l don't like the way he speaks to our fellow country men.He is rude.He doesn't deserve to be part of this lovely team.Chaanogona kukwidza izwi ( musatingwarisira ) shame on him
Ndochichemo changu wo headman and his ma chinda they deserve better shed matombo ayo manyama nice dare .. dai pasimiwa nemiti for shed kuvanhu inokura chete.
Ndinokutendai headman Chigodora nebasa renyu guru ramoita.dai ese vese maheadman achitinga semi dai vanhu vachigara murunyararo.pasina neaniroya mumwe.keep up your good work and your team❤❤
Ini handiyindi side renyu ndinopokana nachigodora ummm nyaya dzema stand dzanyanya varikutenderana nenei muti yes ndokupayi number dzavo timbovapa mawonero edu
Ko nhayi Vachigodora ,mutemo here wekuti vasungwa vanogara muzuva ? If not can you improve pakuisa shed or kuitira muclasroom zvinoitawo mamwe vatongi , or kuvaka shed rehuswa kuitirawo hutano hwevanhu.
th-cam.com/video/uZBzgV98fjQ/w-d-xo.html
Couples Connection manyama
Huyai nadzo nyaya ba Taps you are the best
Uyo akatema mabhanana uyo akangwarisa I'm sure ndiye murevi wenhema
The guy in a tie must swallow a chill pill! He overdo it all the time, and he has to learn from his Changamire, a calm spirit.
He is busy confusing the old lady, hameno kuti kukwidza izwi ndokutonga here apa he misses mapoints because anenge achipusher agenda yake nxa anoita kuti dare raheadman rishaye fairness. Thanks to the wise headman vanozopedza neungwaru.
That guy is totally out of order.l don't like the way he speaks to our fellow country men.He is rude.He doesn't deserve to be part of this lovely team.Chaanogona kukwidza izwi ( musatingwarisira ) shame on him
💯💯💯💯
Hee forget anogara nevanhu oda kuita semukuru sterek.
chine dzungu chmujaya
Chigodora and team work ❤ keep going good work
Dare Rava Chigodora rakapenga... Vanotonga zviri fair.. I like machinda avaChigodora vanogona basa... Keep it up machinda mogona kubvundza❤
Very true headman and machinda ake to the world 😅
Karanganda ndokutendai zvikuru nekuramba muchienda kwachigodora uku magirazi bhoo zvekuti💔💖💖💕💖💖
Magirazi akaenda kuxool that's why akadzikama .Ava vetie chireshe Kuda kungwarangwanduka😊
To us who likes before watching ❤❤🥰🥰
Cheers
Cheers
❤❤we are here,late though
This court has justice. I like it ❤
Headman to the people❤❤❤❤❤but tokumbirawo kuti shade igadziriswe ichabaya headman musoro
Ndochichemo changu wo headman and his ma chinda they deserve better shed matombo ayo manyama nice dare .. dai pasimiwa nemiti for shed kuvanhu inokura chete.
Dai zvaibvira vaiita president tikaita parliament yakadai nyika inoenda kure.. judgement without fevha
Vanhu vakawanda vanobvunza pano.mufunge KT how can we donate KT shade igadzirwe iyo hameno KT pane akuvaonawo here
siyahamba is motivational speaker , this guy is good in talking
the guy in tie is a lawyer par excellence ,unovhura meso ne pfungwa dzevanhu
Mukomana wetie manyama coz no where to hide chokwadi chinotobuda chete coz he is sharp minded and anokurumidza kuona .
Aiwa avo nhasi vakachenesa nhasi kuita gentleman chairo ne tie iyo👌👌👌
😂 baba avo vane shirt chena vakutozviita headman😂😂
Taura hako
Vakomana ivava vakutovhiringidza chigodora. Dzungu varikuriwanza ngavadzikame and havafanire kuvhundutsira vanhu
Sure so boring
Imagine nxiiii dzungu vaoriwanza
They are best
Boys rakazoiswa mberi. Haaa mudare muya hamuchaitwe funny. Boys rotanfa ratamba newe kana warukutika ishe wobva wakupedzesa zvawo.
Headman chigodora you are excellent ramba makadero kutsonga kwenyu is very exlent
Taiepo, Karanganda !!!!!!🎉🎉
Watongi wano recrutiwa Seiko kwaChigodora ,asi wanoti anenge aratidza kuva nevoice kuchaunga anobva aenda kushed ,? Pane wamwe wandisisaoni wakaendepi
Pane umwe arimuma terrace umo ane ma points achaguna aiswazve kumusoro uko kwaana ana tie
Vachigodora ndimi chte muri kurira
Haàaa dzetsoka arikudzitora muvanhu mambo uyu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
😂😂😂😂😂😂😂😂
Asi haadhure zvake vamwe varikutora mombe chaidzo
Chigodazii to the fullest chopedza but mukuru vari munhumbi chena avo vane problem vakutozviita ndivo vato headman Mmmm ndambo mira
the headman is calm,vaChigods he listens and judges
If we had ma Headman akaisa savaChigodora mumamisha mungadai musina maproblems
Blaz we tie zvamucharova vanhu nhai imi .nhasi zvakanyanyoita muitirei .asi mave vice headman.
Asi dare iri richiri nani rinouya nenyaya dzine misoro ,ku Madziwa nekwana Bushu uko inyaya dzekutorerana vakadzi chete chete ,it becomes boring
Nzvimbo nenzvimbo inezvayo kkkk kumwe ndekwemahure kumwe ndekwamastand
Kumapurazi kwanaBushu uku
Vanotonga nyaya dzinouya, hama havangatonge nyaya dzisipo,
@@simbarashecharonga3807 that's much I know ,kureva kt side iroro rine mweya wechihure
@@ChipoMponde Thats true, uko dzakazarisa zvisingaite
Teramira Gucci unenge wave kuzviwanza
Regai tione boys dzichikwengana mudare
Machinda achief manyama kdarika vakadzi from south
Zvakanaka kuvapano pa Karangana tv❤❤
Hadman chigodora ndoda kumupa something
Ndinokutendai headman Chigodora nebasa renyu guru ramoita.dai ese vese maheadman achitinga semi dai vanhu vachigara murunyararo.pasina neaniroya mumwe.keep up your good work and your team❤❤
Taiyepo taiyepo munda touziya uyu ndewekwa Mutepfa zvedi.piwai munda Gushungo
Tipeiwo number dxa Headman tivaudze kut murume ane tie uyo abude mu shade or adzidze kuva calm....he raise his voice unnecessarily
Gucci ramba wakadaro ndokuti ukasimudza voice vanhu havazodhereri dare ramba wakadaro unemutsindo yakadaro vanhu vanozodheerera heardman
Haana respect uyo sometimes unofanira kutarisa zera rauri kutaura naro
Our very own chief chigodora 👏👏👏
Uyo we white shirt anedzungu ummm haagone kutaura nevamwe mushe
Uku kunoda ini kana mumba handitsvairi ndiriko hangu kunyaya
@@cynthiakamuruko9038😂😂😂
@@cynthiakamuruko9038😂😂😂
@@cynthiakamuruko9038 ndimi munozopisa muriwo nekuda nyaya 😂😂😂
Karanganda ❤
Ndaiyepooooo,,, how are you far chief Mutasa baba taps
Hacha adzidi kuzodaro we shirt DzeWhite , Headman anotaura zvakarongeka
Kutonga zvako aaaaaaa number 1 chigodora huchi
My favorite headman❤❤
Ko mabhebhi aimbogara semakurukota a headman akaendepi😂
Yaaa wagona kubvunza
Karanganda mamicrophone amashoma here?vamwe vakutaura zvatisinganzwe mic irikuneumwe.zvadiizve baTaps tigadzirisirewo please
Headman pliz batai nevanhu vamanga munavo b4
😂mari yetsoka ya headman inotokwana kubva Mutare kuenda Muzarabani nekudzoka
Sabhuku chigodora makasimba here👏👏👏
Mwaingepo yere kutichuuuuu ❤❤❤❤
May God bless you guys 🎉🎉🎉🎉
Chigods to the people 🎉
Zitsotsi ndiwe makadiikutaura baba vake varivapenyu
Zvino vese vachiti ndicha taura chokwadi, uno nyepa wacho ndeupi 🤣🤣🤣
You are the best Karaz ,but Upgrade your cameras urege kudarika nepamberi paHeadman wedu
Umwe uchangoti muganhu ndiye sarei 😂😂😂😂😂😂😂
#Karangandatv to the world ndini sadunhu ndadaro🏃🏃🏃
Chigodora namagirazi bhoo vanhu uyo wetie ane rough kuvanhu uyo
Ndo in short here yatoreba nyaya
Kkkkkkkk hanzi hatina kudzidza nambuya kuda kunzvenga nyaya
Avo baba vetie chiiko bota ishoma here kumba ???,chiiko
Kkkkkk yatove kubota nhai
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 aahh endeka
😂😂😂😂😂 ndaseka
Karanganda woyeeeee, itai muchitipa vanaMureyani timzwe zvapapi
Avo baba vaneTie vanobetsera headman mmm ngavambodzorwa hasha nematauriro vanotora maSides nyaya isati yapupurwa,varikuvhiringidza avo
Kwambonzi ishot nyaya yangu
Headman Chigodora to the fullest ,team rinopedza ma sports
Waiyepo ere
Headman chigodora vari wise apana yavasingakoniba
Karanganda Tv thank you for all this....would you mind to give me the numbers of the Headman,I want to get in touch with him
Thanks a lot Karanganda
VaSiyahamba vacho vanodherera havo....
😂
Vaka replesiwa na magirasi neuyo ane white shirt
Good listening skills from chiffon chigo
Baba vekutema mabanana ndopanotangira huroyi ipapo vane chacari kutemba nacho chete ungatema michero inodyiwa nevanhu vaifanirwa kungomuudza kuti makore awanda chibvai muyard mangu michero yoregwa iripo ,muriwo vaingomuudza kuti temha unofusha muriwo wako baba vakatadza vanofanirwa kuripa hutsinye husingaiti vanoroya chete
Mbuya ngaabude mudariro avana chevanoziva, kufunda ndokunodii mapindirei mudariro
😂😂😂musavadero eduwee ikutaurawo peinoziva kahi
Kkkkkkkk haaa ko avo vaigara kupovho makurova tie kumberi kukwirira kwemuzim kuri fast
Baba vane tie itai muchidzora speed makutozvita headman iiii haaa
Blaz wehasha uye akaenda kupi
Munhu uyo ane tie haabve kumberi kwedare haayende Ku povhati not zvaarikuita hatishandisi humbimbindoga kutonga nyaya ndatenda .
Justice chigodora😂😂😂😂
Haaa we tie uyo unototonga ne demo unowanza hasha unosimudza izwi pasingadi kusimudza voice kudaro
Mari inodiwa inonzi yetsoka nemurume uyo kubira vabereki chaiko. Ndekupi kwaanenge achienda kunoda $40?
Ini handiyindi side renyu ndinopokana nachigodora ummm nyaya dzema stand dzanyanya varikutenderana nenei muti yes ndokupayi number dzavo timbovapa mawonero edu
Mhoroi Karanganda team❤❤❤
hallo hallo hallo hallo
@@Karangandawaiwepo here
The guy in tie please please dzosa hasha dzako you are too much shaaa
Pano hatitsveruki kutaura ngemazita tinombataura😂😂
The guy in white should go to terrece ndapedza nemi
Ko nhayi Vachigodora ,mutemo here wekuti vasungwa vanogara muzuva ? If not can you improve pakuisa shed or kuitira muclasroom zvinoitawo mamwe vatongi , or kuvaka shed rehuswa kuitirawo hutano hwevanhu.
Baba Taps apa makugona manje headman todakuvaona everyday
Siyahamba anodherera hanzi handisi dofo rakanyanya kureva kuti changamire nevadare vavo matofo hre?
Karanganda to the fullest 👌
Headman vafana venyu pamwe chete nemwi haa makabatana shuwa munotonga
Mmmm ndasurrender vanhu vakwachiGodora havana kubatana❤ chii chakadaro
Mabvakure akungopihwa pekugara ndoanetsa. Jindwi vanhu vakanyarara nekunzwisisa. Imwe mushobo yakuuya
a
Mwaiyepo ere
Andisi dofo sterek kkkkkkkkk
Karangandaaa waiepo ere,ndaiyepo ndaiyepo usasooshora karangandaaaaaaa
Karanganda team work ndokudai Mose zvenyu
Baba vetie .....ndovatova Headman
Vakutobhowa
Vanondimara baba ava vakazhangandira ndovakutonga manje apo vanotonga nehudzvanyiriri
Kuganhirako
Vakunyanya
Vatongi I salute you
Ndoda Mari yangu yestoka ndoda kuzoona headman asi baba Taps ndoda 30 dollars yestoka
Tsoka yacho yakawandisa Kani kuruzevha😢😢😢
Baba Taps sofar Zim munechimuti. Rambai makatsika ipapo
H.man you are getting better,though you should use Chief Maconi's manual..you are sometimes too liniment
Yaah chief makoni can taura ndakamboona nyaya yevairwira usabhuku, chief vakati unodakuti tyisidzira ngekuti gwinai mupurisa ere
Uyo vetai ,ngaape vamwe mukanwa,,ane kakupeng
mufunge Aquitaine kunge ndiye chief Sly ngaambo vatsiura
from the time akapihwa chindvimbo chekugara mberi he talks too much
Baba Taps mazuva ano muri kugona basa tolikupei maoko sure 🤜
Nyaya dzema stands kwaChigodora ummmm dzakanyanya haaa pakaipa
Wayepo here😂