😢😢 nyaya iyi yandirwadza ,especially girlfriend yake aitoratidzwa na mwari wake 😢 😢 song yaakaridza yandirwadza "USAVIMBA NE MUNHU "😢😢😢😢 God please help us
Veduwee zvimwe zvinhu ngatityei Mwari tisati tatadza bvunza hana yako katatu .ibva apa iwe Brian unofanirwa kufa iwe mwoyo wangu unorwadza kunzwa kuti uri kufema
Let's learn to appreciate zvinoitwa nevamwe. Ku NRTV tikungoonawo hedu asi nyaya takaizivira ipapa. Apa mkomana anga achiri mudiki so kudzikamira kwanga kusati kwavapo.. ndozvimwe zvatofanirawo kutarisa futi. And I'm 100% sure kuti NRTV yakatozofunga zvekutevera story iyi after watching this. Sometimes ma modified versions eContent anogona kuzongoitawo seariBetter than the original but the Original will remain great and forever be saluted. That's the base.. NRTV watched this and try to spicy it in a unique way.. which is not bad but if this interview wasn't there. They were not going to come up with what the made. We have to give Credit toTete Tilder for Being the MASTERMIND of this kind of CONTENT. It's hard to start something from scratch but easier to modify an already existing thing. That someone who made the first ever cellphone (Chimbudzi) is the GOAT.. now avawo vave Kugadzira ma smart Phone they are doing good but varikushandisa ma ideas emunhu akatanga kuigadzira. Ndozvakaitika apa For me when NRTV came up with this documentary.. yanga yatongove a faded story coz I knew the whole story from Tete. In terms of visuals NRTV did well zvavo .. but they had to make 3 documentaries to cover everything but for Tete 49 minutes was enough to cover it❤ Tete vapei maruva avo .. I salute Tete Tilder🙏
Msikana wake akandi rwadza,her gut feeling told her kuti her days are numbered 😢..it's an evil world we live in,stay safe fellas.
ndarwadziwa in im heart broken ...mwari tiregerereiwo tipeiwo maziso emweya pavakomana vanotipfimba .
Kkkkkkkk musangotida tine zvatinazvo
That's why ndisingade kuiswa padhuze nehama.... Kana ndirimurombo ndogamuchira izvozvo
True
Don't say names should be the title of this video 🤣🤣🤣
This guy his very intelligent he stil remember all the date's
Ndatya veduwe, muviri wangu wamerera ishh, vanhu vapanduka
This man needs strong deliverance hakusi kuda kwake anga akafpekwa na Satan lord have mercy no this guy
Uno penga iwee Kodai aka uraya hama yako waitii
Unopenga
No apana mhepo, it's greed
Sometimes you must lose yourself in order to find yourself. May God help this brother
This is so heartbreaking😢
This guy and every detail.
So what happened to the masterminds behind these seriel killings?
Nothing
Nothing,and they're still killing
He's a very good story teller .... too bad he's narrating unfortunate events
So we are all just going to ignore the fact that his girl’s fone was called by a number saved as Macheso, after she went to a macheso show…🤦🏽♂️🤷🏽♂️
Maybe it was someone waakaona kwaMacheso hahaaaa
@@martinamukanya1200maybe ndi macheso futi
Ba Shero svikai pano kkk
Tilder kanobhohwera kumisa Misa munhu achitsanangura nyake yake...Mazita ngaataurwe kuti tisanyeperwe
Itai hama idzo dzisungwe
Best interview ever
😢😢 nyaya iyi yandirwadza ,especially girlfriend yake aitoratidzwa na mwari wake 😢 😢 song yaakaridza yandirwadza "USAVIMBA NE MUNHU "😢😢😢😢 God please help us
Thus why dont trust anyone (human being).never.i trust my god only.
God help me choose the right man to date
i am here girl
@@retlaw4003 you late it's been a year
@@tanniamahamati2943 have you finally chosen though
@@chiutaniratherfort6410 🤣
True
How I am convinced he is telling the whole truth is bcoz he has told this story on 3 different documentaries & the details are EXACTLY the same. 😬
Even the sister narrated exactly the same
Ndozvoita mbavha
He did it, and he is not denying it😢😢😢😢 imagine word for word and same expressions and descriptions😢😢😢😢😢
We are living in a world which is evil and dangerous
Veduwee zvimwe zvinhu ngatityei Mwari tisati tatadza bvunza hana yako katatu .ibva apa iwe Brian unofanirwa kufa iwe mwoyo wangu unorwadza kunzwa kuti uri kufema
My heart is bleeding. Life is not fair... Sei Mwari vachisiya vanhu vakadai vachirarama.
He is God u can't question him
After watching NRTV interview am convince tete Tilda zvema interviews havagoni always interrupting
Let's learn to appreciate zvinoitwa nevamwe. Ku NRTV tikungoonawo hedu asi nyaya takaizivira ipapa. Apa mkomana anga achiri mudiki so kudzikamira kwanga kusati kwavapo.. ndozvimwe zvatofanirawo kutarisa futi.
And I'm 100% sure kuti NRTV yakatozofunga zvekutevera story iyi after watching this. Sometimes ma modified versions eContent anogona kuzongoitawo seariBetter than the original but the Original will remain great and forever be saluted. That's the base.. NRTV watched this and try to spicy it in a unique way.. which is not bad but if this interview wasn't there. They were not going to come up with what the made.
We have to give Credit toTete Tilder for Being the MASTERMIND of this kind of CONTENT. It's hard to start something from scratch but easier to modify an already existing thing.
That someone who made the first ever cellphone (Chimbudzi) is the GOAT.. now avawo vave Kugadzira ma smart Phone they are doing good but varikushandisa ma ideas emunhu akatanga kuigadzira. Ndozvakaitika apa
For me when NRTV came up with this documentary.. yanga yatongove a faded story coz I knew the whole story from Tete. In terms of visuals NRTV did well zvavo .. but they had to make 3 documentaries to cover everything but for Tete 49 minutes was enough to cover it❤
Tete vapei maruva avo .. I salute Tete Tilder🙏
Mwari dai akuwanira nyasha Brian 😢😢😢😢😢😢😢
Yooooh its as if I'm listening to some horror audio book nje yooh 😳😳
tiri kutambudzika nevanhu ve Zanu kuine magamba akadai,mfanha ane moyo wakaipa uyu.
Sometimes don't trust family ndovanotishuvira zvakaipa
You are 100 percent right xaa
99% of the time hama ndoana mambara
Handina kana chekutaura hangu pamurume uyu andirwadzisa kusvika pakupedzisira handimbokuregerere ini wakarwadzisa vafi 😭😭😭😭😭ngatogariramo afire imomo
Forgive us our trespasses as we forgive those who trespass against us
Mwari tiitireyi nyasha. Tava kusvika ku magumo😭🙌
Edit: but daddy vaida kunyengedza mukadzi mukuru nema sweets🤣🤣🤣
He was romantic
Fo now tete bamkuru vati vasungwa here
Uyu munhu ngaurawe uyu ndisatani mukuru chaiye
Sane details,,he is telling his truth hv watched him serveral times
Sekuuraya kwawakaita vana vevanhu ndinonamata Mwari werugare akutonge
Hapana kupfekwa nasatani ndiye satani wacho
Ko nyaya yacho unomboti nanga straight to the point wozotanga futi kubvunza zvawamboti asiye nxa Tilda haukwanisi interview
Anekodzero yekufa uyu aaaaa mwari muripi
Very sad 😭💔😭
Why is this guy still alive dearth sentenese please
Wasiyanei nemhondi?
@@Qwinpin taura hako
nxaaa nhai .. who are you to judge
Mupfanha iwewe unemoyo wasatan
Hama dzacho dzakasungwa here .so sad
Haaa munhu akanaka akarara chete shuwa. Zvivindi zvacho so ka kutoziva kuti mukati memunhu makaita sei ummmm
After watching his recent interview, he looks different. Aonda and looks older
Exactly I noticed the same, at some point ndatomboti ahasiye munhu one ....life Soo inorwadza,,,kukonzereserwa nehama vedduweee,,so sad
This world is complicated!!
Need to be prayerful!!
Traditional healers are tattoo artist now? In what Zim tradition
Its true kunyeba chaiko
Ini ndaakutotya kurara ndega nhai?
Uchadyiwa ukanzwa butter 😂
@@Qwinpin lolest
I know those types of this guy
Ndarwadziwa...story iyi ndakainzwa iri audio handina kuziva kuti it's a true story😢😢😢
atosimba muchinda uyu nejeri
Where is he now?
Kumba kwangu
Nyika ikasanaka hazviperi bcz vanhu vari desperate ne mari,,,, this is jst the beginning
Uyu anonyeba uyu
Iam crying
Change Title of this Video to "Usataure Mazita"
lol 6:55
Tilder: musatura mazita
Thug: Zvikanzi naMOSES TSOPODZI! lol
😂 😂 😂 😂 😂 😂
🤣🤣🤣
Dai udza Tete ipapo ipapo kuti iwe hure iwe Mazita haana basa
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Tete ita kuti hama idzo dzitsvakwe dzisungwe nyika itendeuke na'anga dzinamate mwari even vari ku UK
In ndoda kuti ufe andisi Hama dzevanhu ivavo but l will never forgive you
Forgive us our trespasses as we forgive those who trespass against us
Officer Tsvangira😂😂mazita anetsa
Kkkkkk saka officer tsvangira manje kkkkk
Kuzozviti Daddy
kkkkkk nhy
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tilder kukata kata vanhu too much
I thot it was only me thats why i dont watch nekakungosanzwisisa fast fast so always rewinding and fast forwarding
Tilda stop interrupting munhu achitaura vaduwee
Haaa nyaya iyi inotyisa, zvinhu zvikuitika muzim izvi
Atosimba zvisingaite kujeri.. Hama idzi dzinoparira..
Ngozi yacho hey imiweeee
Ngaafe iye dear
Nyaya yemhiko nezvikwambo iyi nekuda mari yanetsa.Vanhu vanetsa nekuda mari.Mwari pindirai nyika yaoma
Eish ,so the aunt and bamkuru vakasungwawo here
So what did u benefit
anonyepa munhu uyu n'anga ipi inoisa ma is tattoo???
handiti ndedzemazuvano
Hanti tatoo kungo nyora pa ganda wth a sharp object
Mwari pindirai muhupenyy hwedu isu vanhu
Ivo vaskana vacho kuzoti daddy iye muurayi iyeyu
25 April 2013 was Thursday
Maybe he forgot
Zimbabwe justice system is so bad, tht old man from Guruve got 100 years for Rape and this dude gets 69years, this is crazy
Yedu yekuchengeterwa vana nehama dzine mari iyi. Zvakaoma
this is a true story guys i know the people
hoo zvakaoma ko tete nabamnini vakaguma neyi
Vakasungwa here vanhu ava
??? Rwafa ari Hukey ndi Marshall here! Pakaipa
Eish zvakaoma
Satan paagere song number 3 ndamerera
Iiiiiii vamwe vanoda Jesu
Mwari tichengetereiwo vana vedu
My heart is bleeding 😢
Upenyu hwakaoma
Blame it on black magic 👹👹👹
His very manipulative got all characteristics of a serial killer
Who I am to judge 😢
This guy was dangerous, imagine killing your own Bro
He was under a spell
a beast I tell you,
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Brian..... Mupayiki life sentence
So anatete vakasungwa here
Hama dziya dzikusarirei
my neighbour in the rural area
Tete ukuvaziva here Tipe zita
Heartless Mani surrender
Moyo yavo yakaoma ava zviri nani ndiende kure ndinogara kure nehama
Yooooh
Makore family
Ndevapi Makore??
Mupfana uyu ionini nemunhu nxaa!
Pamusikana eish😢
Mhosva yamukoma yaiva yeiko veduwee 😢
Akanganwa hake about 25 April 2013 it was Thursday but 2 June 2013 its very correct he is correct
kkkk... dzafambirwa nyaya dzacho
Hanzi 25 May kkk 25 May birthday rangu.....
Ko vamwe vakasungwa here vakamutuma kuponda vanhu?
Nhai Tildah ko vanhu vaituma munhu uyu vachiuraya vese vakaitwasei
Eish yaaaa munyika mune mhandu
I think nguva ishoma