Comment section never disappoints it produces factual facts without fear or favor please read mr chiwenga take some time to read section its a platform of both zanupf or C.C.C supporters and you will notice where you as a person and your party are headed
Ngano dzana takarwa Hondo siyanai nadzo,,apana kwatirikuenda nadzo,,nyika haivakwi nengano dzenyu idzodzo,,gone are the days mazuvano chirungu chinototonga,,,,(it work,,it will not work)
Nyika ndeye vanhu, kune vaitaura sezvizvi vachinyomba vamwe, nhasi vari kupi.Mobutu ari kupi, Idi Amin arikupi?. Zvichapera chete, hapana chisingaperi, muchabva chete kuda kana kusada. You will be history very soon, mazimbavha.
Southafrica is not going to keep supporting you they have done their part and best expecting you to do better to your citizens and country but you have failed to do the simplest thing just to transfer leadership and it wasn't a thing of completely relinquishing power but slowly until you felt that you were safe interms of your possessions
Iwewe manje hausi kuzoita president iwewe customer every thing inzimbabwe unopenga maida kumuisira poison unyielding wena siwenga nomoreold men new generation in zimlikesenegal go rest 😂😂😂😂
Why denouncing education mr VP I thought you will be proud to have vana vana vanogona chirungu vemunyika menyu iko kuti urime you need to be learned zvese nekuveza kwacho chirungu chiriko
My commander will remain my commander from infantry to president 🤞🤞🤞🤞🤞🤞all the way dark or blue.
Pfutseki Iwe Povo ..
Good speech
Saka ndakati uridofo hautongi nyika haisi Hondo ndozvamarwira Hondo kutaura matuzvi awo dofo
Inga rimwe dofo ririkutonga wani
Other leaders will be busy telling what's in the pipeline wena you're busy attacking someone who's not in power...
Urimhata chiwenga lebhara
5 star General enough respect
You will be history one day .
Straight talking. Opposition is a joke in Zimbabwe. They always talking lies 😂😂😂 welcome to Zimbabwe Ziiiii
You destroyed all generations 😭😭😭😭😭 why General did you betrayed our peaceful citizens
Pachirungu apo haasi Fadzai or Ostallos abatwa naVP here?
" Do not be deceived, God is not mocked; for whatever a man sows, that he will also reap." - Galatians 6:7
Thank you vice president.
Ndokushaya zvekutaura zidofo ziromo
Is the successor
Is going to lead Zimbabwe starting from next yr😊
Koshesai tym muchitipa zvobatika plz kwete kupedza nguva muchipedza date redu zero chaiyo😊
No law and never been law in Zimbabwe.
Comment section never disappoints it produces factual facts without fear or favor please read mr chiwenga take some time to read section its a platform of both zanupf or C.C.C supporters and you will notice where you as a person and your party are headed
NYATSO TERERA UNZWE CHAMISA..THEN ORGANISE THE WHOLE OPPOSITION IF YOU CAN..GIVE UP IF YOU CANNOT.. GIVE OSTALLOS A CHANCE.
Ndosaka Waka pihwa poison namunangagwa CZ haufungi wonanzva munhu aida kukuuraya achitumarry shame on u chiwenga
Saka mukutiii ipapa nasekuru Gudo
The earlier you realize kuti hazvisi zvenyu zve politics izvi vakuru, the better for you.
Anyway, trust ED at your own peril🙄
Uchanodzifudza ndiwe nerearity dzako idzodzo
Moses nemaJudha zvolinker papi zviya motaurirei zvamusingazive
Regai zvidumwe they will get U ndimi muchakandwa mugehena ramunorewa iri
Murimatuzvi unoti vanhu vanozara kwese kwese kunga mapete murimatuzvi anonhuhwa get away
Saka imi ndobva mavabvisa mogara murimi mbwa yemunhu. Unonyepa zvinako kwazvinosvika manonyeperana izvozvo ndozvatinoda kuona
Mxxm
Vanhu haadari zvekupenga izvo wachembera inosvika kupi uchitaura izvo
Zvekumama izvii
Ngano dzana takarwa Hondo siyanai nadzo,,apana kwatirikuenda nadzo,,nyika haivakwi nengano dzenyu idzodzo,,gone are the days mazuvano chirungu chinototonga,,,,(it work,,it will not work)
so what's your massage 🤔 to us
fokof iwe inonzi reality not riyariti
The worst massage i hve ever heard
Zvarwadza here zvechirungu
Avro chandaisment😂😂😂😂😂😂
VIP to the Pipuru
Nyika ndeye vanhu, kune vaitaura sezvizvi vachinyomba vamwe, nhasi vari kupi.Mobutu ari kupi, Idi Amin arikupi?.
Zvichapera chete, hapana chisingaperi, muchabva chete kuda kana kusada.
You will be history very soon, mazimbavha.
Southafrica is not going to keep supporting you they have done their part and best expecting you to do better to your citizens and country but you have failed to do the simplest thing just to transfer leadership and it wasn't a thing of completely relinquishing power but slowly until you felt that you were safe interms of your possessions
Prazi prazi kkkkk😅😅😅😅😅😅
Hapana njere pamudhara uyu
Nxaaa
It's Razaro and Abraham mubhaibheri wish 😢
Tsano ava ngano dzavo dzinotobhowa kuteerera. Shefu vake vakanyorwa pachikepesi chaakapfeka vatori nani........takatadzeyi chaizvo maZimbo to deserve this shit
uyu haana chaanoziva except fighting opposite party. Riariti (reality)
Eeeeh vahisi chimbotangai maenda kunight School mugone kutaura chirungu Chamisa wamunoti kunofudza mbudzi ane madegree not maDiploma vakuru secretary wepi aaingagoni kuverenga nxa
President in waiting!! Haaa Zimbabwe takatadzei chaizvo
Sick
Iwewe manje hausi kuzoita president iwewe customer every thing inzimbabwe unopenga maida kumuisira poison unyielding wena siwenga nomoreold men new generation in zimlikesenegal go rest 😂😂😂😂
Yes maybe ndinowirirana newe mkuru pakuti zanupf ibatane nachamisa kwete kuti chamisa abatane nezanupf hapana kwatinoenda zvisineyi pasvika nyaya yacho pakaipa nekuti tshabangu achakutizayi mosara mave pamhene hambofa akakwanisa kunomira pamberi pedare reIPU panodiwa munhu anogona kutaura chirungu saka ma1
Nonsense Rombe ndosaka mkadzi arikuiswa na Major General Mombeshora Vepa Defence House 🏠
u will get in trouble for your comment😅😂
Tarisai pahuro mukuru varikurwara
VP lt won't work it will work. Maivepi vanhu vachivaka illegally .Ngano ndidzo dzamunotaura
I don't believe you
Ndozxamukutiita imi mukutiisa mugehena chaimo Zimbabwe igehena iyo
Tsve kutaura zvinovaka nyika, amana chii chirikutaurwa apa
Dako rako
komana wekufudza mbudzi😮
Why denouncing education mr VP I thought you will be proud to have vana vana vanogona chirungu vemunyika menyu iko kuti urime you need to be learned zvese nekuveza kwacho chirungu chiriko
Chirungu hachiende kunorima😂
Mukosho wako
Iyo imbwa chaiyo yechimosken
Vp mukutaura zvisina musoro
😂😂😂😂haaa Soko vane pamuromo
Iriwo rongoitiswa dai rakafa paya parakarwara iri
Muchasvunura henyu bambo
Zvakaoma varikumbotiyi
Varikumbotembei
Absolutely nonsense,,
Mdara chimbotiudza nezve gold mafia.tozotanga kunzwanana..
Ndava iwe haugone chirungu
Yaaa poritics here amana uyuwo he will never be president anoitiswa
He will
@@monicadhemba3261 no ways
Kkkk waiazara sick STD chaiyo muBrain hawuna chawunoziva
Dzingori nharo dzenyu mudhara asipachokwadi kumagumo kune moto imimi ndimi muchandorisa mbudzi tanzwatsitsi chete kuti kwaiva kurashika kwevakuru chiregai kuvaisa mutirongo vaisei kumusha vandodya masekesa
Dofo haugoni chirungu
Mutemo kupi kubva 1980 muchenyepa
You are not the president of one people say the language that makes all here you say
Munhu uyu haana kana nyaya yaarikutaura inobatsira nyika
Kkkkk tichanzwirira kana president mirai muwone izvozvi achikuita ma acting president
iri idasvanana iri nxaaaaa
Zanu PF huchi
Iwe mhata yako
Gosho
Ungati ndi vp here vanotaura nonsense iyi😅
Is this rearity😂
Ichokwadi ichocho minda tinoida VP the General of our time.
Udza dhodhi mutsvangwa ndiye Ari busy kushamisira nekutaura chirungu pa TH-cam... with his obsession about USA
Rearity😅
Haaoni kuti murwere here paari ipapa together na President wake
Sick old madalas
Mukomana achapinda mafa
Kkkkkkkkkk
Kusanyara murume Mukuru talking nonsense hapana chisingapere
Putseke uko dako rako nxaaaa
poritics😂
Soko kumunda
Nothing
Kkkkk hapana kana1 chine musoro chiri kutaurwa na military man uyo
Dzungu haupapinde chete
You are full of shirt mukukuru mukutaura zvisina braine
A load of crap...pure hogwash Genarari.
Mhata yaamai vako
Crap
Tsano ava ngano dzavo dzinotobhowa kuteerera. Shefu vake vakanyorwa pachikepesi chaakapfeka vatori nani........takatadzeyi chaizvo maZimbo to deserve this shit
Kkkkkk