Mwana akazvarwa 7 weeks earlier, it was clear that the results is negative. Mainini chihure ichi machikurumidzira you are still very young kukwirwa nevarume vakawanda at 18. Ko cameraman wedu makaisepi nhai vaMugabe.
The guy is so humble in his speech and even showed respect towards the lady whenever he was addressing her. This lady akaramba aine kahunhu kake anopinza busy Mai vake kuvachengetesa vana vasina ana Baba. Despite all the previous drama, the guy was ready to start afresh with this lady only to be disappointed by the results.😢
@@GraciousMuchineripi-kg2ew he is the one that got away, that one she will remember when the temperature is hot, kuti ndakambowana murume aindida but I treated him like trash. It's a pity kazhinji ifungira mumoyo Gwendolyn rwembwa munhu haazotauri pakekerere kuti I regret my ill-informed decisions.
Hanzi at least makatodya kakawanda. but im happy about the way Tinashe insisted that he can help test the other potential dad. there was passion and kunyengerera kkk
Tinashe first 10mins anga achiratidza kuneta kunge anga achitokotsira apa anga achiita kunge ari kuedza kukodha cameraman apa cameraman wacho kunge anga asirikuzviona here haa... but it was a nice show zvayo.
This is why parents should be present on these shows. Hapana chinoshupa apa, ngaataure vanhu vaakarara navo. Chupeti, kuda kuti mwana azotanbura achikura. Vakadzi pirizi closure is very important. Do not withold identity of potential fathers
Vakadzi ngatiitei order especially kana mwana abuda asiri wemunhu rega kuzungaira sekunonz ahuzive kwawairara vana vedu ava vanofanira kuziva ana baba zvekut waipota uchinhonga nhonga ahisor secret
What a humble man with so much respect for that lady only to be disappointed again. I pray you'll find a good wife. And I hope that the young lady will have counseling and find the father of the baby. She's too young and has a good room to make a difference and give her mum peace.
Haatozivi baba vemwana I think pane list yevakomana so ave confused dai vakomana vaingova 2 angadai atoziva kuti it's the other guy but anenge ayizvi wanza so haachazivi chokwadi
Boys of this generation are so lucky every relationship vanotodya bota even on the same day. It never used to be so easy. Relationship was not a passport yekudya bota rytaway. Our girl child are so loose loose it seems it's them who are so inviting kuti bota ngaridyiwe.
Mai ava bodo. Thumps up to the guy. So honest, respectful, humble and down to earth.
Mwana akazvarwa 7 weeks earlier, it was clear that the results is negative. Mainini chihure ichi machikurumidzira you are still very young kukwirwa nevarume vakawanda at 18. Ko cameraman wedu makaisepi nhai vaMugabe.
I like the young man's composure and maturity. He will be a good husband to someone out there
Very true. It looks like he was raised so well. Dai akazowanawo a faithful wife
Ndiripano
akaramba akadai ini hangu ndaona anwa poison.
@@shelterpamire5215kana kuzowanawo single mother vanenge vadzikama. This life no balance shsme
"I felt envious of the boldness and humility."
This guy offering to help taking care of the child while Mai vachitsvaka baba chaiwo🙌 God bless you bro
Ndagara ndazviona kut kabhishu mwari vakubetsere mwanakomana wangu unowana honest wife you are so humble
True
I bhiza repakamba rino kwirwa nemunhu wese.
Mai muponesi chaivo.
Village bicycle for real. Kuzoti mwana achangochengetwa sezvaanga achiita.
Apa she's relying on her mother nhymi.....shame on this girl🧎♀️🙌mai vake ndovanzwira tsitsi😒
Anofa nechirwere musikana uyo kkkk
The guy is so humble in his speech and even showed respect towards the lady whenever he was addressing her. This lady akaramba aine kahunhu kake anopinza busy Mai vake kuvachengetesa vana vasina ana Baba. Despite all the previous drama, the guy was ready to start afresh with this lady only to be disappointed by the results.😢
Mukadzi uyu kanenge kabenzi like kahure ahana brain dzinodhonza sharp sharp
Ndovakadzii nzenzaa
Aaaa,ndovakadzi zve aya
Haumude here timutire
Nhasi mandisekesa kkkkkkkk 😂😂😂@@BrendaChigunha-u5w
She knew the result, ndosaka vakadyisa bota after 1 day. Vaida kutora havo machance.
Kuenda kumurume une nhumbu yemumwe seems to be a Karoi-roi staera 😅
Kwahi aberekwa December cz ndanga ndisisakwanise kumuti gara chete mudumbu iye nguva yake yakwana 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkk
Kane rough kabhishu aka
Mhinduro dzacho
Pamuromo pacho 😅
i like the statement ''saka ndati mutester ka Godknows nekuti Mwari vanotoziva"
This guy is so humble ,Mwari vamupe mukadzi akafanana naye, he is sooo humble and has respect
Mwanakomana uyu anobva kuvanhu kutaura kwake kune respect 🙏🙏
Ama2k moves faster like wifi.this girl connects to near by devices fast😂
😂😂😂😂😂😂
Hanz ndomamatriage material amunoda here aya😂vasinga sleye
😂😂😂😂
Our generation was better, this one mucharira ndokutaurirai kkkkk
🤣🤣🤣Very true.
I love tsika dzemukomana. He is a well cultured gentleman
Tidzosereiwo cameraman watajaira uyo wamauya naye nhasi boodooo🙌🙌
Nhai chii chakadaro ,why was he focusing on Tinashe kudarika varidzi veshow
Sure aruramba akafocuser Pana vamugabe chete
Haazive basa rake
Nhai toda watanga tajaira uyu haagone anoita kuti show isanakidza
Ini ndatomboti zvimwe baba namai varamba kuuya pacamera
Kamukadzi ako nzenza number 1
😂😂😂😂
Hakazeze kupakura bota
Iyi imburuzhizha inofambira varume nekunonaya chaiyo
IT WAS OBVIOUS FROM ONSET THAT HE WAS NOT THE FATHER. Mum very naughty 😮😮😮
Munhu akuziva muridzi wemwana anenge murume wemunhu haazi Godknows
Thanks Madzimai nekukumbira ruregerero
Hakazive musiyano wekudiwa nekushandiswa katombi aka🙌🙌
😂😂😂😂 taurai henyu
Yeah he looks tired today
Godbless mukoma uyo the humble and kindness,👌👌👌
eish....God save these young kids! they're faster than the wind.
Very humble gentlemen, musikana uyo kabhishu...mai vemusikana vanenge vanoziva hunhu hwemwana wavo ndoosaka vakamutora
Vakadzi ve Karoyi vakabvuta rekeni,aiwa varikupakura bota zvemhando yepadenga.
Mwanasikana wazvikasikira zvehubishu siya kubhishura iwe, mwanakomana unowana umwe anokuda hugs to you son
The guy is a gentleman. Mwari vamukomborere. Sis ava havasi serious nehupenyu.
Ama2k uuum they never cease to amaze me yoooo 3days watoo paneumwe kungonyengwa one day wakutovhura makumbo uuuuu😢
Mainini ,is that how you want to be remembered
Ko kuzodada nehuhure kapfambi,welldone bmnn u are humble and respectful wish you the best
Haasi kudada uyo inyadzi dzechihurehure idzo. That's how most loose women vechidiki act.
@@walterechetemu9910 asi a looser zvake murume kwaye uyoo
@@GraciousMuchineripi-kg2ew he is the one that got away, that one she will remember when the temperature is hot, kuti ndakambowana murume aindida but I treated him like trash. It's a pity kazhinji ifungira mumoyo Gwendolyn rwembwa munhu haazotauri pakekerere kuti I regret my ill-informed decisions.
Ama2k mabasa 😂😂😂😂kkkkmkoma tinashe hanzi ngatimuteere mwari anoziva 😂😂😂😂 imimi na mkoma danny muneyese ❤❤😂😂😂😂
Hunzenza at highest level
True this lady had multiple boyfriends , so the fact she can't pin point one out of the dozens
kaiwanza kamukadzi ako hakachaziva baba vemwana
Hanzi at least makatodya kakawanda. but im happy about the way Tinashe insisted that he can help test the other potential dad. there was passion and kunyengerera kkk
Tinashe first 10mins anga achiratidza kuneta kunge anga achitokotsira apa anga achiita kunge ari kuedza kukodha cameraman apa cameraman wacho kunge anga asirikuzviona here haa... but it was a nice show zvayo.
Cameraman haibo
You are so observant. l had to go back to watch those 10mis to see what u noted
Godknows is probably not happy with the end of this show!!
😂😂😂 responsibility ye loose woman kkk
Kkkkkkkk😂😂😂😂😂
This is why parents should be present on these shows. Hapana chinoshupa apa, ngaataure vanhu vaakarara navo. Chupeti, kuda kuti mwana azotanbura achikura. Vakadzi pirizi closure is very important. Do not withold identity of potential fathers
They withthold identity of potential father's bcz vanenge wari varume vevanhu
This is a good guy. Hope he gets a good wife ❤
😂😂😂 atleast makarova bota kakati ooo!! Tinashe ka😂😂😂😂😂
😅😅😅😅
Kkkkkk va Mugabe kah hanzi kakati ohoo
Ndaseka
Godknows haasiye, murume wemunhu chete. Aka kabishu aka
Uuum my brother u a gentleman...l wish u to meet the right person broo
She moves fast like WiFi. No time to waste. This generation I surrender 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂hoooyoooo vana varikudyisa bota mukati umu ...kkkk apa mai vaneevachiti wangu mwana haadaro
Vakadzi ngatiitei order especially kana mwana abuda asiri wemunhu rega kuzungaira sekunonz ahuzive kwawairara vana vedu ava vanofanira kuziva ana baba zvekut waipota uchinhonga nhonga ahisor secret
Nevhuriro rako gumbo @25 anenge atove neka game park kake pamba, apa hakachazive wekuti atestwer coz kakanyoporiwa nekomboni yese😂😂😂😂😂
"ku waster ma resources"😂😂😂 killed me,havade kuita zvema funnies
I like this guy very humble would love to help me shuwa
Iwe ita srs ka musikana iwe toda kurara tseq mhani😂😂😂
😂😂😂😂😂😂zvakaoma
Kamwana ako ka nzenza last, kanotori ka drone paruzevha 😂
Kkkkkk wandisekesa
Mainini ava moves so fast like lightning panyaya dzebonde. Tinashe if you can please teach about dangers of unprotected sex
Yesaya pazakomeza reroo pamene paja😢
Maiva wanza varume mai mwana chihure chinonyadzisa
Patym yacho vanenge vachitozvina vachibvira kkkk not knowing kt situation might turn in a blink of an eye
Camera man hauoni hr ziso raurikupiwa. Hanz taridza arikutaura😂😂😂
Mukoma Godhi havaziri ivo muridzi wemwana uyu pane umwe akuvanziwa nekamwana aka
Uyo aitenga ma grocery ndiye muridzi we Mwana 🤞
Mfana u dodged a bullet... hapana mukadzi apa.
True rabishi remukadzi😮😮
Mukadzi hapana shuwa mukanwa chaimo hakana zvako
Ndovakadzi varikuzororwa ava voenda nemawhite wedding, kwakutoti ndiye Mwari
Vamugabe basa renyu morigona you won’t disappoint xem
She doesn't move as fast as a wi-fi. She is the wifi
Imagine une maid anoda varume so kkk unowana akarara nemurume wako pamubhedha wako😂😂😂
Kkkkkkk
😂😂😂😂 that's a good one
Mainini ndavadira kukumbura ruregerero agona azvininipisa 🎉
Haaa zvakaoma hazvo. Vanasikana munotambisirei miviri yenyu zvekusvika pakuchipa kunge mabiscuits edollar for 2. Munorwadzisa uye kunyadzisa vabereki venyu nekutadza kuzvibata. Nyarai nyika vanasikana musaitwa mubhedha wemu lodge unongorarwa newese apinda. Hanzi mwana akafanana nevanhu vekumba kwavo wanei chababa Dololo. Kana kanzeve zvako hapana😂. DNA man pamberi nekubudisa chokwadi pachena😂, mwana kudzinza rake ngozi dziite shoma. Bota family muriko hr ukoooo.
message iyi inofanira kuudzwa vakomana nevasikana.pashaye anoda kungorararana rarana
Kunyangwe vari ten havana basa tokwanisa kuvaita test mahara...
tumahure twawandisa mukore uno
Kkkkk agara ariko kubva was kungoti kwaakange kusina social media plus dna
Musape vamwe mazita .have a heart and stop judging
Kahure aka .The last part yandisvota ko anogorambirei kuti mwana azive baba vake .Nximm kahure
27 Jan, mwana ndokuzvarwa 8 Dec that's 2 months idzo iwe Tinashe
Iiii mai panebasa ,kakuseka Seka ndekeunzenza
She has a beautiful smile and beautiful eyes and those dimples
Munogona kuno connectawo
Hunhu hwako hwakasunama mwanasikana 😢😢😢😢😢
Camera man hamuko highly disappointed 😢😢😢😢😢😢😢
What a disgrace , if it was not for this Tinashe Mugabe' DNA, varume kungochengetedwa vana vasiri venye.
Thank you Mr Mugabe for mobile DNA .
Taura hako vazhinji vakatofa vachichengeta vana vasiri vavo
Zvakatobvakudhara zvichiitika at least Tinashe is here to save the them from the predicament
Haya ama2k ibasa chairo at least mukomana wapunyuka apana zvemukadzi apa unohurirwa kusvika wafa chaiko
Munhu kudywa bota ka8 nemkomana here nhai vedu. 8 times per month apa achidyisa bota vanhu 2 or 3 same time. Yuwii ndapera power and words. Bishu
Kkkkkkkkk. Apa akuda kunotsvaga basa. Most probably ndere mumba. Unowana apakurira dzinza rese bota nehunhu hwake hwainahwo uhwu.
kkkkk ndakamboita musikana akararawa neyard yese. Apa vanhu veukama
Kana kutya chirwere 😢
Kana kusasema kuita public bin chairo😅
Ama 2K kungonzi ndakuda vanobva vatovhura makumbo🙄🙌🙌
Kkkkkk
Vabereki dzidzisai vana, both sons and daughters 😢
Kudiwa kuvhurwa makumbo chete mukore uno
Atleast ma slay queen anogona kunwa mapils ekudzovirira mimba...aya mamarriage material enyu aya akukuratudzai fire 🔥🔥😂😂😂😂😂😂😂
Chokwadi ndechekuti makangofanana inyaya yekuti munengemaita lucky kanamwana akanzi ndewemurume nekutivazhinji ndomaitiro enyu munototipa ichivhinza uronyo.
at least she’s able to apologise even in her foolishness thanks girl
Chimwe kupaparika kunoita tiloose makomborero the guy is so humble shem mai vane speed move fast like Wi-Fi
The guy has respect
Tinashe is very patient
I think mai vake vachaunzirwa vana hobho vakaramba vachimusekerera mwana uyu apa arikutemba kuchengeterwa namai zvakaoma
Ivo vakadzi vanopfeka maCap avo masuspects
Asking for forgiveness was it for me
...hanzi ngati teste Godknows nekuti Mwari vanotoziva
@TheClosureDNAtest😂😂😂😂Tinashe kaaa😂😂😂😂😂😂... at least makambojgawo ka8😂😂😂😂
Hurungwe yanetsa iyi😁
bota family never dissapoints
The guy is so humble umm
Haiwawo kapenzi, kutadza kuzvibata. Moto tester raini rese kabhishu aka kanongosekenyeka zvenhando mxuuuu!!! Kaakutoda mr Mugabe kuyemezeka kwacho😂😂😂😂😂
Mai kadrone wena move fast like a wifi kkkkkkk haya Bluetooth inoconnecter chero zvimbudzi zvine Bluetooth chte
What a humble man with so much respect for that lady only to be disappointed again. I pray you'll find a good wife.
And I hope that the young lady will have counseling and find the father of the baby. She's too young and has a good room to make a difference and give her mum peace.
Anoda shamhu uyu ari kuziva baba vemwana uyu nxaah inenge hama
Haatozivi baba vemwana I think pane list yevakomana so ave confused dai vakomana vaingova 2 angadai atoziva kuti it's the other guy but anenge ayizvi wanza so haachazivi chokwadi
Ndokumbira kudzoka kuita mu2K ndiroorwe hangu nemwanakomana uyu ane respect isingaite
Cameraman wethis episode handifungi kuti ndiye wemazuva ese
Tasvikawo pano pa bota,murisei mese ma botarians! I❤you all.
Ini ndiribow zvangu haaa tiripano kkkk
Boys of this generation are so lucky every relationship vanotodya bota even on the same day.
It never used to be so easy. Relationship was not a passport yekudya bota rytaway.
Our girl child are so loose loose it seems it's them who are so inviting kuti bota ngaridyiwe.
Vanhu vadanana nhasi mangwana vakutovata vese 🙌
tinashe went hard on this one hanzi hamuteereri miiiri
Imagine😂😂aaagh but she lost a good man hake
Hanzi hamudi kuwaster maresources😂😂😂😂
😂😂😂😂😂ka aaaah kaitwa nava Mugabe kusha misika ere😂😂😂😂😂
Why are we only seeing Tinashe when the young man is explaining ?
Handiti mweya here kkkkk
Camera man sleeping on duty
The young is very mature
Aaaah ok ...horaiti horaiti
Kumbirawo cameramen watajaira
This girl had multiple partners, akunyara.
Type iyi inenge ichitowanza ichikwirirwa sipo
Mabasa echihure kaaya. Godknows uyo zvinogona kunoramba futi kikikikiki.
Dr Tinashe Muagabe