Thank you auntie l leave my life like Tanaka my family members the don't want to help me when I need the help but the always ask money from me and l don't know how to say no even if l don't have l will give them the last money that l have,so painful life needed 😢
Iyi ndiyo Channel yacho... Bayai pered pakanzi movie. Inobva yakuendesai
Ndiyo here channel yacho?hapana chirikubuda when I click the link
Very excellent. And powerful mssg
Amen ndadzidza zvakawanda nyaya iyi ndokutendai munyori muri kutivhura pfungwa
Amen gostei da história Deus seja louvado🙏. Deus ti abençoe pelo seu trabalho irmã sucesso sempre
Thank you Soo much lm learning a lot
AMEN
Good lesson tiri kudzidza zvakawanda munyaya dzenyu.
Yaaahhhh tinotenda nasisi vakuru vakamira nemunin'ina wacho kuratidza rudo rwavo ngatidzidzeiwo mumafamilies
Tirikudzidza zvakawanda my love
Thanks
Ndini desire anguirai uya uya
Powerful teaching thank you aunty 🔥🔥❤❤
Tanaka sezita rake ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Powerful teaching ngatidei vanhu sezvavari not nezvaanazvo .hatisi pfambi dzodira munhu mari chete
Yaaaa zvakaoma ida munhu sezvaari maitabsa mama nekutidzidzisa
Amen tinotenda nedzidziso
Thank so much I'm learning a lot from your stories
Ndadzidza zvangu
Amen ndadzidza zvakawanda muupenyu
Thank you auntie l leave my life like Tanaka my family members the don't want to help me when I need the help but the always ask money from me and l don't know how to say no even if l don't have l will give them the last money that l have,so painful life needed 😢
It is indeed
... May the dear Lord continue to bless you
Wonderful powerful chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Good lesson, tiri kudzidza zvakawanda munyaya dzenyu.
Garai muripo tete dzidziso yenyu inobatsira ndinoti Amen
Amen tiri kudzidza shuwa
This is the best channel I like
Ndazviende mberiii 🔥🔥🔥
Ndinotenda nedzisiso yenyu Ndinotenda chaiwo❤❤❤❤
What an amazing story i have learned a lot ndatobva ndafonera hanzvadzi dzangu dzose
Woow amazing thank you ❤️❤️❤️.... Ndohukama chaihwo mazvita
Tinotenda chose tirikudzidza ❤❤
Well done...we learn.
Ndadzidzi zvakawanda
Ndinotenda munyori tinavo vanhu vakadaro matinoraramira amen
I can listen to this voice the whole day
Thanks very much 🥰🥰🥰🥰
Mwari ndadzidza zvakawanda nyaya iyi ndinotenda❤
Ndarwadziwa chokwadii ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaaahh nyaya dzenyu dzobata moyo....asi sisi vakuru varatidza kti vane maturity
ndatenda hangu tete dzidziso yenyu yakanaka endererai mberi ❤❤❤
You are myBest chokwadii ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Powerful lesson
as i can see you are my mother just want to amai mune dzidziso❤❤❤❤
😢😢😢thank you so much nedzidziso
Powerful Teachings 🔥
Haaa chidzidzo chikuru suwa waita hako
Amen tirikudzidza
I love the bond between tete vaTanaka naye It's very rare for that kind of relationship between hazvanzi yemurume nemuroora
Thenks tantenda Chimoio Manica Mozambique
Chokwadi ❤.
Thank you for sharing ❤
Amen tadzidza
Thank you aunt ❤😊
Waal waal aunty muno gona keep it up
Obrigado 🙏 é boa ensinamento
😢😢😢😢ndarwadziwa hngu ini kutochema chaiko
Ndatodzidzawo ini amen
Name of the movie
Tiro kudzidza aunti rambai makadaro it like this channel nk mastories enyu mazhinji zvinhu zvir kuitika mukurarama tinotenda zvikur
Ungazvipedzehere vasingakudekudamari chete❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
You're so creative. I've watched this Nigerian movie before 😂😂😂😂Tanaka was Nancy in that movie
yandichemedza hangu
Ameen
Thank you so much we are learning a lot from the story ❤❤
Amen and Amen
Tanaka uyu reminds me of me and my husband tino kumbirwa mari every 2mins
Keep it up 🔥🔥
Tinotenda nedzidziso yakanaka tirikusangana nazvo shuwa mukurarama umu dai mwari atiira nyasha
Usajaja LYFE yeumwe coz ausiwe Mwari mangwana ndiye achava bread winner kwamuri
Nyafarari hangu nyaya iyi ndadzidza zvakawana
Nyc story
Ndatenda nedzidziso
You never disappoint ❤
Yeah wakagona kunyatsoda kuona vanomira newe chaivo zvokwadi vazhinji tiri kungodiirwa zvatiinazvo asi rudo hapana chokwadi
Pasi pezuva panorema apa
I'm tanaka
Uuu kusatobatsira kuri none .kutopa chirikadzi kuri none
There is extra good lesson
Ndaifariraa please do more ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
It's looksreall❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂
❤🎉🎉
Ndadzidza usajaja munhu .munhu mumhu
Mogona guys
Vakawanda ndozvavari vanoda kbatsirwa chete
These are Nigerians though
Yaaaa tadzidza chaiko
Nyaya inodzidzisa
Chidzidzo sure
Munogona sisi❤❤❤
Thank you aunt
Mandigonerachokwadii❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢
Tiri kudzidza zvakawanda sure
Amen thats true😂😂😂
Chokwadi munhu munhu akanakira sadza shuwa mumatambudziko haadi kubatsira kana kuziva zvake upenyu zvakaoma
Thanks ne dzidziso yakanaka
Uuuu zvakaom
Well done 😂😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
❤
Amen 🙏💯
Amém 🙏
Moral lesson
Hoyoo
Tiri kudzidza veduwe
Thank you so much
Mmmmm
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Maitabasa auntie
l am learning