Kuva munhu weZanu kubasa.Ndobasa Rake kuimba.,Ndezvenyu ma haters.Get well soon.Ndakakuonai muchidya mango dzamainzi hamudye. I was happy.GET WELL SOON MUKWEGURU WANGU
Hwenje Dai usiri we Zanu Dai your songs achi kupa Mari bkoz of views and followers, the whole Zimbabwe were going to listen to you but uuuum side rawakada ndo madosi engarikuni chaiwooo. Your music is good. Hatina kumbofamba tose but your Zanu and ED matuzvi chaiwooo
On behalf of all the Mwendamberis I profusely rebuff all allegations raised against us in this masterpiece song. It's a known fact Matemai is the one spreading unfounded hate information about people
Hukamuteera usina pfungwa dzekuti ndewe Zanu unohwa kuti akaipa uyu kkk
😂😂😂
Takambofamba tese here
Kuva munhu weZanu kubasa.Ndobasa Rake kuimba.,Ndezvenyu ma haters.Get well soon.Ndakakuonai muchidya mango dzamainzi hamudye. I was happy.GET WELL SOON MUKWEGURU WANGU
From Facebook straight kunoitsvaga❤❤❤❤❤🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Hatina kumbowadzana those huh number iri ma1 ndatii,, Big up The hitmaker
Ukumamuterera usina pfungwa dzekuty ndewe zanu .unozipirwa zvimene
shoko riri APA rakarongeka this is now emotional and personal vanhu tisadarano , likes to you chief hwenje
ndiri testimony
uchabayiwa
makamborara pano here
these three songs aaaa. pakaurayiiwaaa ngoma fair guys
From tik tok ❤❤❤❤
Came here straight from madam boss instagram
Same here😂
Me too 😅
straight outa😅
Me too 🤣
Munogona chief ndanga ndisingazivi nezvenyu I first heard yo song pa ladies party yamuno feature na Shantel I love that so ngazviende mberi
Wezhira woye...as usual you represent our province well...famba baba Welly
We wish u speed recovery we luv u Chief hwenje
Haaa apa hatina shanje hedu nziyo yakarohwa iyi kuseri ❤❤
Pamberi nebasa hwenje 🎉🎉🎉 chero Zanu yacho musasiye azikwakwe azikwake
Tune after tune mwana wamudhara
Ndararesvei
Thumbs up hanzvanzi Shumba ndozvatiri zvipo takapiwa
Ko tichateerera ani umwe anogona kunongoti chief pamberi chete
Baba munondigonera zvenyu keep on press that button
Hwenje Dai usiri we Zanu Dai your songs achi kupa Mari bkoz of views and followers, the whole Zimbabwe were going to listen to you but uuuum side rawakada ndo madosi engarikuni chaiwooo.
Your music is good. Hatina kumbofamba tose
but your Zanu and ED matuzvi chaiwooo
Zanu ikutomupa mari
Haaaa song iyi inonyatdondipinda pamoyo chaipo
at last song 🎵 iyi ndanga ndanzwa nekuitsvaka ummmmm!!!!
Good piece of Music. Keep the fire burning.
Munogona chief
Song inotaura zvinoitika chief munogona
Chief hwenje to the fullest
hatina,zera nemi baba welly❤❤❤❤❤
Takatoimirira Chief..iri kupisa iyi
Ichoooo chaburutswa woooooow ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Thank mambo hwenje munogona ndati ❤❤
Anobata
Haaa nziyo dzenyu dzinobata❤
Munondigonera baba makanyaya
Unogona mhani❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ hatina kumbodanana ichoooooooooo hot 🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ngoma yakaibva iyi!!
❤❤❤ powerful
Chief munopisa amudziya dzayiya
Mambo Kudenga Kuna Manuwere❤
Munogona Chief 👏👏👏👏
Wezhiraa chopisaa chibaba
Thank you Shumba was waiting for this song long back
This man's lyrical prowess is the core nucleus of his music
Chirikupisa ichoo
Respect from Namibia 🇳🇦
Tunziyo twako tunofamba wena
Was waiting for this song yoooooo finally yazouya maihweeee motoooooo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Wezhira wezhira
Famba hwenje
Unogona murume uyu
munechipo baba
Panotoda kavhidhiyo apa, kanopisa aka wangu👏👏👏👌
😃😄chopisa ichi❤🔥
I have been waiting for this song finally ❤❤❤🎉🎉🎉🎉💃💃💃💃💃💃
❤❤❤❤❤❤❤ichi kuser Rambai makadaro. Wakamborara pano hre haaaaa hndinaaaaaaa hndina kumborara pano .❤❤❤❤❤❤❤❤
Hanzvadzi yemunhu well done
Chr hot like hitoooo 💃💃💃💃💃
Came here from madam Boss Facebook Page❤
❤❤❤❤Aiwa wezhira mune chipo zvenyu
Pampering nahwenje anorowa zvake❤❤❤
After waiting too much.. Thanks Hwenje
Welldone Chief Hwenje
Yooo ndaitsvaga song iyi zvekurevesaaa
Zvagara vanhu totaura ane bhora ndiye anomakwa famba famba fambaaaaaa
Taura hako
Wezhira wozhowe zhowe ❤❤❤❤
Famba hwenje. Ndaitsvaga song iyi ndichiyishaya
Zimbabwe's very best musician at his best 🎉🎉🎉
Hatina kumbofamba tose makagona Chief
Can't wait for the video na sister vaye
Kkk vapi
Icho chimudhara chemangoma bhora mberi Chiwangu
Well done Chief.
Munondigonera chief
Nziyo iyi kumberi ramba makadaro munogona henyu
Chief makanyanya keep going my bro❤❤❤❤❤🎉🎉❤
this man is talented
Hwenje Hwenje🔥🔥🔥🔥🔥
NICE ONE
Unondigonera iwe
Chibaba
Haaa iyi yakapedzera Tapi tapi chaiyo tsvigiri yemunzeve tapiiii
chibaba chemusic 🥰🥰🥰
Jiti lyrics ❤
🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥
Strong massage Chief
hwenje anoimba kani
On behalf of all the Mwendamberis I profusely rebuff all allegations raised against us in this masterpiece song. It's a known fact Matemai is the one spreading unfounded hate information about people
chibaba ichi anongovengerwa hake zvimwe zviya but anorova
Chizimbe ichi chiri kubvira
murichibaba hwenje
Came from madam boss Facebook
Finally 🎉
Pari kuda svi dance svesvisikana sviya svekutsava pa song yenyu ye chikopokopo cha Samere..sviya svutsvuku sviya svaidzana zvakadzikamira
KkkkkkkkkkKk iwe unobva ku Zvishavane chete iwe apo pawangoti kutsava nekudzana wabva wapedza ma sports
@@tarisaimzira aiwa Gutu Masvingo ndo kune rukuvhute
@@tendaimashingaidze7823 ok hama yangu
❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndri S A asimunogonababa
💃💃💥🤗
Good music
Munogona imi
Wezhira
Отлично🎉
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mwendamberi vatadzei havo vamukungodaro😂
asi unopinda zcc bcz beat iro kumberi
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
In my mind i can like that girl but problem is coming when i lift my leg to dance😢