Drewmas ipapayi mai ava basa mogona kushandidzana ,zvakanaka kutodarika vasikana vamwe vamunoshanda navo ndatenda hangu iyo I member chaiyo pakutaura vanonyatso tsetsemura namo chaimo number one
The phenomenon occurred during the day it happened it's not confusing to what really was happening. These beautiful ladies narrated that she was calling for her ancestors and some type of birds appeared and start circling her. Her words could tell you something isn't right. She had told her story before she drowned so her family don't have to wonder what happened to her. RIP
Not in a million years yatakambofunga kuti tichazoona kana kunzwa nyaya dzakadai munyika yeZimbabwe. Yatove Soddom ne Gomorrah chaiyo. Anyway nyika ikashaya rule of law, ikaita urombo hwekupedzisira, ikaita vanhu vanonyepera kunamata, ikaita vanhu vanonyepera chivanhu, kushaya zivo nenjere, the results will definitely be disastrous, painful and very sad. Rangove rima rega rega, kwese kwese, sad, very very sad indeed. Mwari tinonamata kuti munzwire nyika yokwedu tsitsi idzoke pakuipa kwayo, irarame hunhu hwakare hwaiemurika. Tinotenda mukoma Andrew nekutipa zvirikuitika munyika medu zvakaoma, zvichirwadza, zvichisuwisa kudaro.
Vakadzi vaviri avo vakapenga pakutsanangura vane chokwadi Chino fadza murambe makadero vana Mai maita basa ne kutipa kurira idi idi idi risinga vhikiki
Heya saka mai ava hupombwe vayiita na Endetes wavaiayinirazve, mai ava vakafira rungire...ana mother ava have really taken up to another level...baba vegemenzi regreen vane kakungwara kemuroyi ngavatikwanire
The deceased's Church mates are evil.They should be ashamed of themselves how can they deny their fellow Church mate just because she passed?Those people who are still attending that Church are fools,because every one dies and he or she will be abandoned too.What's the need of going to a Church with people who won't help you in hard times.It's better to leave that Church and pray at home or to go to another Church with kind people.This is very very sad.May her Soul RIP.
Mapositori aakange anawo aifanirwa kusungwa ese nemhosva yekuuraya or vanhu vavapisire ipapo caz vari kukurudzira hupombwe nekuparara kwedzimba dzevanhu; ko maLockdown regulations vakanganwa here..... That's real bad
Drewmas ipapayi mai ava basa mogona kushandidzana ,zvakanaka kutodarika vasikana vamwe vamunoshanda navo ndatenda hangu iyo I member chaiyo pakutaura vanonyatso tsetsemura namo chaimo number one
Vanotsanangura zvizere
True
And she's very good at narrating
A special thanks to the ladies who narrated the stories.Their account were very clear and well explained.Tanzwisisa nyaya yacho
@Andrew Neshamba ngwarira anamai avo vanogona kukutorera basa.Well narrated in detail.
Ma Momz ayo anotaura zvinonzwisisaka .....siyayi momz iyo itaure ndebele, tinoda kudzidzawooo
Well done ladies for giving us info. Well narrated 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Kkkk vakadz ava vakutaura chokwad chaicho kkkkk,kkkkkk
Mai vekutanga ava thank you, your account was well narrated , unbiased and helpful. Mune yese
Amai wane hat ye red awo Sando dzawo ,wane mazwi hawo,please wapeiwo basa ku Media kana reku actor zvaro ,wanosimudza chaunga
The phenomenon occurred during the day it happened it's not confusing to what really was happening. These beautiful ladies narrated that she was calling for her ancestors and some type of birds appeared and start circling her. Her words could tell you something isn't right. She had told her story before she drowned so her family don't have to wonder what happened to her. RIP
Kumasowe Kwazara hupombwe ukaona vanoti togara pamasowe huhure hwega hwega vanhu ngavanamate vachienda kudzimba dzavo demeti
"demeti" i lyk it lol
Kkkkkkkk chokwadi
Dhemeti sure🤣🤣
Matuzvi vanhu vanonamata apo
Vanenge vaudzwa kuti amai munoda kushandirwa namadzibaba kuti mukunde vanoita nyakanyaka dzavo madhisinyongoro chaiwo
Not in a million years yatakambofunga kuti tichazoona kana kunzwa nyaya dzakadai munyika yeZimbabwe. Yatove Soddom ne Gomorrah chaiyo. Anyway nyika ikashaya rule of law, ikaita urombo hwekupedzisira, ikaita vanhu vanonyepera kunamata, ikaita vanhu vanonyepera chivanhu, kushaya zivo nenjere, the results will definitely be disastrous, painful and very sad. Rangove rima rega rega, kwese kwese, sad, very very sad indeed. Mwari tinonamata kuti munzwire nyika yokwedu tsitsi idzoke pakuipa kwayo, irarame hunhu hwakare hwaiemurika. Tinotenda mukoma Andrew nekutipa zvirikuitika munyika medu zvakaoma, zvichirwadza, zvichisuwisa kudaro.
I really like your fluent Shona its very understanding.And yes I have nothing to add you said it all Homie.................Well done!
@@godsfavoritenonoe825 Thank you my dear. Ichokwadi, tikaitaura nemwazvo Shona yedu iyi, mutauro wakanakisa chose. Ndinotenda zvikuru mudikani.
Saka chinonzi rule of law nekunyura mumvura kwemunhu zvosangana papi?
@@shingiraitrevormboto2105 nhai! People must take personal responsibility for their own actions, nothing to do with the rule of law.
@@Boomslang1 taura hako. Pane pazvakangonzwikwawo zvichitaurwa zvikasazikanwa zvazvoreva saka zvaakungokandwa pese pese. Kkkkk
Mother vane hat yered munogona kutsanangura zvisina kana chitsotsi,thank you so much
Nhau yekupomba arikumasowe iyo ndoyakaita kt amai avo vabatwe nemweya wedzvimbo zvakaipa kt vazozvividzira mumvura
Well articulated, thumps up mother!
Vadzingei ipapo vachapedza vanhu vanochekeresa
Shiii...iwe, usataurisa, unonzwikwa.
Haa vadzifambira nyaya madzimai well narrated
Big up to our narrators vaidzifambira chokwadi nekuzosvika pasowe
Mr Neshamba I am hearing a lot and learning a lot from your Channel Drewmas Media. I am here in South Sudan
Thanks for updating us sekuru Neshamba
Thanks Andrew for keeping us in leaps and bounds
Pliz continue to take us to another level
Aaah kana vaunonamata navo vokurasa zvinozoitawo here
Sando dzavo anamai ava.well narrated and clear.madzimai ndivo vatiisa to another level kkkk
Inguwo tsvuku iyo vanhu venguwo tsvuku in'anga idzo
Shuwa
Kunguwo tsvuku ndokunoitwa zvekuchengeta rasta vanoti I ngirozi yehondo inonzi Samson inodaidzwa panenge pakaoma ndomanzwiro andakazviita
Mbira idzo dzinofadza chose welldone guys
Ndofunga kuti nyaya iyi kuti ibude pachena batai murume wemukadzi uyu.
Hufeve humbavha huroi ndoo kwahuri kune vanhu ivava kutyisidzira vanhu nendimi dzenhema vanhu ngati ongororei machurch tisati tawira munjodzi korokoto korokoto zvenhema
You are a real African. You spoke the truth
Cult churches there’s so much manipulation.
Whats the name of the song irikuimbwa kuti Goodbye my friends. Its a lovely song
"sabhakwa" as in subaqua kkkk,
Kkkkkkk
Thank you. Ndaitoshaya ka kuti chii ndingati maybe it's something that I don't know.
Thank u 4 update
Ava mapositori aya chiiko chavanotiitira haaya zvoda kuvhariswa izvi zvanyanya now
Mapostori kunyeba yowee
Ngazvivharwe zvima shrine zvese izvi ndezven'anga dzisina maturo basa kuchekeresa vanhu. Kuvana veZimbabwe ndinongoti kune avo vanovimba nesimba ren'anga dzinopfeka maghemenzi, chimboitai henyu asi muchadzoka chete kuzotsvaka dzidziso yeChivanhu chedu. Munofunga kuti Musiki chaiye angaite zvekuimpotwa kunge goods and services? Hakuna zvakadaro, Chivanhu chedu chakakosha asi hazvirevi kuti vanhu totanga kuroya nekuromba tichishandisa Simba reChivanhu.
Mai vanogona kutaura ava thank you
Yes
Mozofambira nyaya iyi kechitatu mukoma Neshamba coc tasara tiine mibvunzo yakawanda,,,,,,tichada kunzwa zvizere kumapostori ayo kune nyaya
Haaa. Amai ve kutanga avo vano tsetsenura Mwari akuitirei zvakanaka vanomira pachokwadi
Kikkkk 😂 😂 😂 ndokuti muzive kuti hakuna hama kuchurch. Eheka ange ane chitsidzo cherudo kusowe ikoko.
Ichi ndichokwadu kuchurch hakuna rudo
Kkkkk
Ndine hama yangu yakashaya ichinamata anamai vemasowe vakaramba kugezesa hanzi ndezvehama izvo ndakashinga kuigeza nevamwe vehukama tiri 4 ndopandakaziva kuti waachando haubvumiwe. Masowe acho mahombe muPretoria anamai vakaramba mucharambwawo.
Vanonyeba mapotsori Holyspirit haana confusion angati nezuro achireva last year
Kujamaica vanoti jah kureva mwari. Saka kana pachavo vachinzwanana pangaita nyaya here?
Vakadzi vaviri avo vakapenga pakutsanangura vane chokwadi Chino fadza murambe makadero vana Mai maita basa ne kutipa kurira idi idi idi risinga vhikiki
Masowe Aya aparadza Misha dzakawanda
Mweya wandionesa baba vemagemenzi nendebvu chena ndovaisvira mushakabvu wedu
Kkkk iweka🤗🤗
kkkkkj kazeni mandipedza
KKKKKKKKKKK BETTY BETTY
Mazidhara iwawa ndovakupedza madzimai pasowe kusvira vachinyepedzera kuporofita.zera raco dai vachirima kumusha asi vakutiza vachino camper pasango
Vakaja bhinzi 2 months
Heya saka mai ava hupombwe vayiita na Endetes wavaiayinirazve, mai ava vakafira rungire...ana mother ava have really taken up to another level...baba vegemenzi regreen vane kakungwara kemuroyi ngavatikwanire
Bond akataura kuti nzuzu dzakadzokera mumadziva musatambira mumadhamhu mukati anorwara
Momz awo thumbs up. Well detailed explanation.
Well narrated ladies
Zvakaoma chokwadi mapositori acho anonamata Mwari upi asina rudo kusvika pakuramba nemachira ekuchengeta mufi. Plus zvekuputsa dzimba dzevanhu vachiti huyai mugare parenje zvakafa izvo hakuna Mwari anopanicha munhu kudaro
Kikkkk 😂 😂 😂 ivo vanoyendako vanenge vachitsavageiko ikoko. People need to think.
Vanotoziva kut chii chakaitika mapositori iwayo vanorambei
well saed amai,,,mvura haisi yekujairira
The ZRP Sub Aqua Unit (Sabhakwa) is a big joke. Vanototya mvura zvavo. Kutokundwa nemaFish Bonga nhai.
Ha ha ha ha ha ha ha ha ha ha at first i heard like SEBAKWE the tried kuzvibatanidza then boom SUB-aqua unit
Isn't it because vaisema mvura
After hearing this ndakunamatira mumba masowe Aya akuzvinyanya kani
Yes Andrew and team take us to another level!!!
Kambe ikhona isonto okungaliwa khona sibili ahhhh like really
The deceased's Church mates are evil.They should be ashamed of themselves how can they deny their fellow Church mate just because she passed?Those people who are still attending that Church are fools,because every one dies and he or she will be abandoned too.What's the need of going to a Church with people who won't help you in hard times.It's better to leave that Church and pray at home or to go to another Church with kind people.This is very very sad.May her Soul RIP.
It's not a church but a cult. A demonic cult like many of these things.
Ndakamboona mapostory ayi uraya vanhu kumasowe ku beitbrigbe pama sowe kwa madzibaba Brian
Kunzima bakithi,all sad surely, ungangena ipostoli ulokwakho okukuhluphayo don't blame church if you die ,
Vasekuru ichiri sub aqua here yatinoziva yamave kuti sebakwe kkk
COMMENT SECTION NDINOTOCHEMA MISODZI NEKUSEKA ZVANGU
Postori ndeyevanhu vanorwara nepfungwa
Sure? Asi havafambe havo nemastika nemabhenguru achinzi anochengetedza. Ndokumwe kurwar a nepfungwa ikoko. Kunamata nechirungu iwe uri samanyika kudzoka mumba? Hakusi kudambuka kwadzo? Sakamusazoti vamwe vamwe vanodambuka njere. Kune vanenge vari kudambuka worse kupfuura vauri kutaura.
Welldone mukoma neshamba ,muri kudzifambira nyaya dzacho 👏👏👏👏
Izvi ndezvokupenga zvaana madzibaba isvo
Mhamha vataura avo 👏👏👏👏
Eish zvakaoma hazvo. Hondo dzacho dzepasowe iih panofa munhu vanhu vanotomboita makakatanwa nekuramba zvavanoziva. Hazvina kunaka, seapa mawitness hobho asi vepasowe vanoda kuramba. Mai vane hat yered dai vaisavepo shuwa kunyura kwavo kwaisazoziikanwa vakaorera mumvura.
Thank u Drewmas nemafresh updates
Imbwa dzevanhu mapositori vanechitsotsi mahure.
How these can people live like this egangeni🤔🤔
yeah apa volume yakanaka💯
Vanhu vakashinga. Nechando chiriko vosiya dzimba vachinogara pabani ipapo
Kkkkkk kkkkkk
zvachirichihure zvinonyadzisa
Vaenda kumvura inoyera vabva kunoita svirori..unofa definitely..
So sad indeed.
The woman narrating is intelligent!
Mapositori aakange anawo aifanirwa kusungwa ese nemhosva yekuuraya or vanhu vavapisire ipapo caz vari kukurudzira hupombwe nekuparara kwedzimba dzevanhu; ko maLockdown regulations vakanganwa here..... That's real bad
No lockdown regulations ku mapositori aya
Vakatsamwisa ngirozi yavo neupombwe
Maita basa madzimai. Drewmas thank u neupdate. I miss my husband RIP honey
Gungwaaa munoriziva hre imii
Yooooo masowe hupombwe zvose musadarooo
So vakadzi Ava vakutorohwa mulundulukwa nana madzibaba ava
Haibooo mu kudzifambira nyaya dzacho
Mai avo mudevere kuti havasi Mai VA Senzeni # naiza boom
Nhai @Drewmas media ko sei munhu akataura ne shona u dont ask kuti repeat in ndebele
It depends with the narrator if fluent in both vernacular languages
Tadzidza kuti kumasowe kuneupombwe and kunouraya 😒
Ko hamuna kukwanisa kuwana murume wacho here ndokwaibuda chokwadi chese ka nhai
Chokwadi chipi zvakare chinodarika hufakazi hwakadai hwataurwa apa nhai sahwira?
Chokwadi chekuti murume anongedzere.sowe raive nemukadzi kuti ndipo here apa pcho great point ipapo
Shuwa
Mai avo vane wisdom ,Mwari avaitire zvakanaka
Amai avo from the first day vanotsangura zvekuti unonzwisisa
Asi vakamuchekeresa 😢
I think so
Ipai mai ava basa plz musiye vana vaye vasingakwanise kutaura
Mai ava veRed Hat ndevemakuhwa varikuzvipikisa mukutaura kwavo
Loving the lady in pink hat
Tinotenda mwari kna akabudiswa bt vechurch Ava havana rudo chinamato hapana
Drewmas media makaipa makaipa asi vanhu vemasowe ava ndivo vakachekeresa munhu uyu
Awa anode shamhu chaiyo mazitsotsi chaiwo
Nyaya iyi inoda murume wemushakabvu
Ndoanodii nhai handi iye anga asipo here ini handisi kuzvinzwisisa hangu
Mai vane chipo chekutsanangura zvinonzwika...
Baba vangu vaiita vemidzmu, amai vangu vachiti kunzungu nekunyimo, saka ndingataura nehuchapupu hwekuziva nzira dzose, dzechitendero uye dzechivanhu zvakare nekuti ndakadzidza zvese. Baba vangu vaiti vakawana chakanaka vaitenda midzimu, vakawira mugomba vaituka midzimu iyoyo. Amai vangu vakawana chakanaka vatenda jesu, asi vakawira mugomba vaiti ndiStani. Aikazve, kana wauri kuvimba naye aine masimba ndiyeka arikuita zvese pauri, chakanaka kana chakaipa. Hezvo nhasi, Jesu achekeresa munhu pano, shamwari dzake dzivakumurambavo sevadzidzi vaJesu aprufu rwake, Ini hangu mwii.
Amai munotaura mangosiya pakuti evn mumba ngamuve nemufaro vakadzi vagarewo mumba
There is no foul play so no one should be scared
Drewmas Media ka ..... regai momz avo vataure neNdebele yavo. Hindava so....... Anyway welldone vakuru nebasa renyu ramunoita.
Akuna masowe akadaro vanhu vaakungoti Masowe masowe nanaGaurani
Haayaz hu pombwe pama sowe asi inguvo tsvuku here vanoti Aron
Vanhu vekumasowe havana rudo, ukango kundikana kuenda kumasowe 3 weeks or more havachato kuzive. Ukafa vanokuramba unotozo vigwa nevamwe machurch. Hakuna kunamata kuno kunokunda rudo.
Chokwadi vachapinda denga havakwane chanza.
Chokwadi ndizvo zvinoitika kunyanya ende ruvengo mukunamata imomo zvakaoma hazvo
Mai muri reporter, chipo chenyu chikudiwa ku English premier legue
Mum magona kutsanangura vane hat
Thanks mukoma Andrew for following this story
Kumasowe kwazara chihure hobhoo...aitoita hupombwe namadzibaba ve church yavo..zvirinani zvi bannwe coz njuzu haidi munhu abva kunoita svirori u die oooo
Sure zvinosuwisa