ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kkkkkkkkkkk family yacho yese matsotsi like father like daughter like mother APA zviuya zvakawanana
Kubva kuna mai 😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤞
This man is a real comedian, keep it up
From Dolla to 20us .from 20 to 30.from 30 to 100 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ummmm,zvakaoma
And ndozviri kutoita vanhu
Mhuri yematsotsi
imagine haibo tsveeee
Very funny I watched 3 times😂😂😂
Uuuumm... Affiliation fee hanzi tafirenyika... 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂I like this. Everyone is gaining wooo😂😂
At this juncture handizivi if mwqna weschool really wanted dola kkk I think kwakuchidiwa 25c😂😂
Kkkkkkkkk ndiyo nyaya yacho hapana yekutamba Kkķkkk best comedian in zim
Iiii bhurukwa raChihwa regreen ere nembudu dzeyellow😂😂😂😂😂😂kwaaaks
Ndakakumutsai mukaita semuchandidhonora 😂😂😂😂😂😂
Ndecheim a year chirwere chekunyepa kkkk❤❤❤
Yyy zvinoda kungwara ngwara❤❤
Kungwavha ngwavha
😂😂😂😂, yaaa umm kurohwerwa musaga chaiko, from one dollar to 100 dollars 😅😅😅😅
umwe mwanasikana aasati asuka maplates izvezvi but Mama Vee vatyopedza , nice episode
Kana neniwo kkkkk
My plates are from yesterday, still in blankets, its cold wena 🤭😂
Mkwasha ndiye waripa matadzo eumbavha ese kkk
Aaaah daylight robbery chaiyo zvatanga namai vhayi🤣🤣🤣🤣
Yoweee zvangu kkk
Hoyoooo ,mhuri yese yakuda Jesu chaiye 😅
Yoon weeee nhema dzacho
Kkkkk 😂😂 mhuri ye matsotsi chaiyo
she just had to twerk lol whist doing the dishes
Great thinking mai vee😂
Hey game yacho ndeyekurovana chekuseri kkkk
Kkkkkkkkk tafirenyika shuwa
wafa wacho ndianiko. tafirenyika. new curriculum iyi
Kkkkkkkkk pamwe kuchikoro kuri kudiwa 50c bcz paita matsotsi apa
mama veee to the we we
Asi bhutsu dza baba I think vakanganwa vange vaoadzipfeka kune imwe skit varimukadzi lol
Mama Vee. Pamuri musukira ndiro pakarongeka.
😂😂😂😂 ende soo ka kkk $ rasvik mu100..
Kkkkkkkkkkk mai vhayorenzi kaaa musha wese matsotsi ega
Kkkkkkkk they are my best
😂😂😂 zvakuri kunyeperanazve
Haaa family yacho manyama
Musha wematsotsi kkkkkk
Kkkkkkk new curriculum ,zvirikuitika kuzorana chete kuti usare neka dola
Mai vhayorenzi sukai mushee apoo 😅😅😅 mukwasha wafaa
😂😂😂😂😂 mmmm kubirirana chaiko
Heiiii 😂😂😂😂😂😂$to20 20to30...30to100 haaaa pakaipa zvakuda kungwara ngwara 😂😂😂😂😂
Mari yeafirenyika 😂😂😂😂. Kamhuri aka kane PHD rekunyepa kkkkk
Yohhhhhhhhh ngwavhangwavha family😅😂😂😂😂
😅😅😅😅mai vee havasiye kukotama hazviite
Kkkkkkkkkk chein yehuwori umwe naumwe akuisa yake pamusoro
🎉🎉🎉
At this rate hazvitoshamisi kuti kuchikoro kwacho kwanga kusimborina mari yanga ichidiwa. Kasi yuuuh mukunda wavo ndiye worse pavanhu vese iiii
Aaaaaaaaa zvatii manje musha wese kkkkkk and ndofunga mwana akanzi 50c kuschool iye svikei dhora😂😂😂😂
😂
Nhaimwari vanaava vanoti baireiko nekusekaaa nhaiii😂😂😂😂😂😂
Saka unotamba ere
kkkkkk mimba yemisteki
Yaaash mai veee so ma1😅
Aah from dollar to 20dollar to 30dollar to 100 mamaVee manyama imiwoye
Kkkkkkkkkkkk zvakaoma amanaka
Kkkkk mumhu nemari haungamugone, money unotofanira kuzarura huru kut uwane yakawanda
Tafirenyika😂😂😂😂
Mafirenyika kkkk
affiliation ya tafirenyika😂😂😂😂😂
Matsotsi anogerana🤣🤣🤣🤣
Mai chihwa mai murume herr
mwana ayitisa vanhu cash uyu
Mama vee manyama
ichi chakanyanya
😂😂😂😂😂 zvinhu zvacho zvikumbofamba cy
Kkkk pakaipa
Maiweeee 😂😂😂sarendi
Veduwee kaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 family yacho yese hayo matsotsi
Ikiriyeta chaiyo
First to watch ndiripa Kappa hangu
😂😂😂😂hiiiiii Mwari anhuwoyeee kaaaaa
vanhu wee ndapera strong yese matsotsi basi basi kkkkk
😂😂😂😂Haa mari yacho irikuitwe multiply
Hutsotsi hurikutevedza ropa😂
Anhuwoye, toite maponerei zino kwega kwega
🤣🤣🤣🤣 anhuwoye zvakawoma kkkkk musha wese here
Payita musha wenhemha kkkkk
😂😂😂😂😂 maiweee vakutoita business
Ini ndirikungo nangisa dziso rangu pabhurugwa ra Chihwa ndere makore apiko iro 😂😂😂 zvakaoma
😂😂😂😂😂 rivho hereee ....pedhuro push hereeeee kkkkk ndatodza kunzwisisa
Kugerana basi-basi😂😂😂😂
Iiii watange ndiani
Aaaaa $ 20 ere anhuwee
Asi veduwee ka 😂😂😂
Tafirenyika 😂😂😂😂😂😂😂😂
Muchatiuraya
Kkkk 😂😂😂😂😂❤
😂😂😂😂😂😂musha wembavha
Sorry hake mukwasha....affiliation yaperera kuchipatara. Mayoooo
😅😅😂😂
😂😂😂bvani imba yacho yawanda matsotsi
Ko nhai mhamha Vhai Rasta aripi
From 1 ,20,30 to 100😂😂😂
😂😂😂😂😂 Dhono Dhono afiranyika wee
Asi vanhu imika 😂😂😂
Akomanawe😂😂😂😂 yava pyramid scheme chaiyo iyi😂😂😂
Trousers rababa kkkkk
Mai vee mnogona shem ahhh
Dhora rasvika ku100yuwesi😂😂😂😂
huku dziriku gona ku actor 😂
😂😂😂
Kkkkkkkk $ 30 ere
Mai vhaika 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk family yacho yese matsotsi like father like daughter like mother APA zviuya zvakawanana
Kubva kuna mai 😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤞
This man is a real comedian, keep it up
From Dolla to 20us .from 20 to 30.from 30 to 100 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ummmm,zvakaoma
And ndozviri kutoita vanhu
Mhuri yematsotsi
imagine haibo tsveeee
Very funny I watched 3 times😂😂😂
Uuuumm... Affiliation fee hanzi tafirenyika... 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
I like this. Everyone is gaining wooo😂😂