Ofcoz they should've come to the father and asking for going out together as a family bt thy didn't so how can the father going to them and convince them to go out for searching out where all those problems are coming from..their proud are leading to point each other's with fingers which s wrong....sabhuku s correct accordingly to his speech and he s a peace maker as I seen
@@maiyeukai9346 Ehe unoenda asi baba vakanzwa kuti vana vavo vauya vanotadza nei kuzokukwazisawo semwana wavo . Dai ari wavo nyakutumbura vanotadza kunomuona here . Hapana kuchena apa mainini avo uuuuuu vanezvavanoziva
I suport u there, but wen it comes to a problem bba vanoenda kumudzimai wavo, vonoti tadii tafamba ktsvaga chaita musoro uteme, baba ndovanofanirwa ksimudza musoro, but wwn u visit enda unoona baba
I used to hate the song but after i have listened to it im really enjoying it.Hanzi ndazora mhiripiri nyoro inovava.Drewmas media taking us to another level.Nhasi rarimwe zuva.Don't forget to Drewmas Media.Drewmas Media taking us to another level.
Ndiri kutoidawo kubva kuDrewmas ikoko.Handitorina song yacho asi ndinongoti ndapedza kuona zvangu ndongoramba ndichi player part ine song iyoyo.Please vaNeshamba tipeiwo song iyo mhiripiri nyoro kuvava.
mabasa ko ndiwo anoita upihwe respect sababa mumhuri, ko kana iwe uchishungurudza vana vehama yako usingavapewo respect saka iye anofanirwa kuipihwa sei respect yacho
Nezvaitika apa pachafiwa , Drewmas batsirai vana vabuditswa avo , sabhuku nemukadzi wavo vanoshereketa ava machira echivanhu ndeeyi ivo Vasiri mhondoro or n'anga
pathetic. creating drama for views. apa massive bias. a reporter is supposed to br neutral. parasikwa big time apa. angle yekuti pane chivanhu here kana vhapana should come from interviewees haikona kuita impose your views on people and trying to influencee their thinking
Ako kamwana ka sabhuku kekuowonda kachikwambo chababa vako. Babamunini havasi baba vangu. This is a long ago mentality. Tumadhara tunemusikanzwa utwu. My father is alive hatitaudzani neminin'ina wavo because of jealous and envy.
Drewmas media mhuri iyi inoda kuendeswa kumatare ipiwe way forward vafambe pamwe zvekupumhana uroi pasina proof Vana vamai Ava vanogona kuzvitsvagira Ngozi
This family iyi iri right. Nokuti uyo musikana mutsvuku anoda nyaya. Ndiye atanga kurova vanhu. Ndafarira baba ava nemhuri yavo. Imhuri ine mutungamiri akanaka muna baba avo
Mudhara uyo itsotsi vakaromba ipai sekuru Tasvuu vaitei basa varoyi vana baba awo get away kupedza vavhu kana kuenda nawoo kwasekuru Achapola mabhachi anopfuta chete
Sabhuku vakatofamba kare nemhuri yavo, adaro mwanadikana wavo, saka vakasiirei avo vekufirwa
Musha wamai ava vakarongeka mhuri yekwa sabhuku inenge ikurwadziwa ne life yekwana Innocent
All those fighting women are right .......no1 angafarire kunzi baba wako ndiwo muroyiiiii ka
Respect is earned vango muka vachi respectwa Kut vaiteyi ? Sababa uka ona Kut mumusha maita Moto uno fanira kusimuka iwewe woti mhuri yangu todzimura seyi Moto uyu. Handina imba ino yera gegegegege ko vaku chengeta mumapako Kee vanoda kukwamurwa
Mudhara nemhuri yake vanoroya zvakaipa igroup revaroyi.
Mudhara itsotsi uyo anoita madhiri ake nevana vake
Sekuru Tasvu vanosvika ikoko, vanhu vane zvikwambo havabvume kani vane nharo dzisingaite haapenge mkadzi uyu, akavabata ava!
Big up to this girl arikudq kudzoka south aiwq agonesesa dai wqnyatsomamisq munhu
Zvimwe cc taurai muchiziva kuti amai vachasara vega muchidzokera kumabasa the best tamai kuitira amai vawane rugare
😮ko machira echivanhu vanoashandisei awo vasiri n'anga ndiwo muroyi
Ndobva paMurewa hangu matombo anouya achibva aiswa same day rorara rakafukidzwa morara muchiimba vanhu vachizoita unveiling next day
Kwete dombo rinorara mumba musaudzwe nevamwe vanobva kwavo kwazvosingaitwe. Ini ndini heir to the throne of Mutoko chieftain hatina chinoera pakurara kwe tombstone mumba. Vacho varikuti harirare mumba varikuti rinokonzeresa chii? Uyo munhu akafa kuMudzi haana kuuraiwa nekuda kwe tombstone asikuti mumusha mavo munehurombwa. Zvekuti pachivanhu chedu hazvishande all over the country, zvinoenderana nedunhu.
True
@@ZisengweChimutsa yeah ndosaka ndakati kwaMurewa hazviko saka zvinotosiyana nenzvimbo.
Drewmas media taking us to another level ❤
Dombo harirare mumba kutanga kuzviwa kuti dombo rorara mumba
Zvinosiyana nenzvimbo zvekuradzika dombo mumba Buhera kwaNyashanu matombo anotorara mumba
Mudhara uyu hapana chaakanganisa. He is well composed. I see nothing wrong from what he is saying. To me he is a father
This Oldman is telling the truth. Composed and is knowledgeable. I personally have witnessed this tradition over and over in different places.
Ofcoz they should've come to the father and asking for going out together as a family bt thy didn't so how can the father going to them and convince them to go out for searching out where all those problems are coming from..their proud are leading to point each other's with fingers which s wrong....sabhuku s correct accordingly to his speech and he s a peace maker as I seen
@@LifeMuguti 54
Vana havasirivo vanouya kuna baba baba ndivo vanoti mhuri yangu yapera regai ndipinde musango
No vana vanoenda kunobaba...im from mutoko and wedza..even ndikavhakacha kumba kwamai vangu..ndino ndotenda kumba kwavo kunovamgoresa..hazviite babamunin vauye kuzondi mhoresa inin.....ndikadzokera ndisina kyvaona iproblem huru..zvine chirevooo.....ndiri muzezuru
@@maiyeukai9346 Ehe unoenda asi baba vakanzwa kuti vana vavo vauya vanotadza nei kuzokukwazisawo semwana wavo . Dai ari wavo nyakutumbura vanotadza kunomuona here . Hapana kuchena apa mainini avo uuuuuu vanezvavanoziva
I suport u there, but wen it comes to a problem bba vanoenda kumudzimai wavo, vonoti tadii tafamba ktsvaga chaita musoro uteme, baba ndovanofanirwa ksimudza musoro, but wwn u visit enda unoona baba
😂😂😂 mudhara itsotsi chairo kuti amboda kutikakame kudakusabvuma kuti mwana angasina kuvhura mazizone muromo mai🎉dovazokasika kubvuma kkkkkkk
Varoyi awo ako ka last born Kane hasha ndokachavapedzera akasakauraya
Mumba umo mune mondo sisi avo Simba rese ravarikushandisa kutuka waarikuita Dai achishandisa pakucleaner Mumba Dai muchigara kuchivaima
Ndicho chikwambo chacho chemusha ichocho
Amuna kana order
@@dornamunatswa hutsvina wacho
I used to hate the song but after i have listened to it im really enjoying it.Hanzi ndazora mhiripiri nyoro inovava.Drewmas media taking us to another level.Nhasi rarimwe zuva.Don't forget to Drewmas Media.Drewmas Media taking us to another level.
Kakaimbwa nani ndimbokatsvagao
Beautiful music indeed
Ndiri kutoidawo kubva kuDrewmas ikoko.Handitorina song yacho asi ndinongoti ndapedza kuona zvangu ndongoramba ndichi player part ine song iyoyo.Please vaNeshamba tipeiwo song iyo mhiripiri nyoro kuvava.
Kachoro mhiripiri inovava
@@dadiraikagoro5413 Ndiro zita reSong neakaimba here .Thank you
Mudhara nemhuri yake vanozivana ndivo varikuuraya vana vemhuri iyo vanoda kurohwa vose , grace rova vanhu vataure chokwadi ndivo vakauraya brother yako
Mwanasikana namai vake something is fishing
Kamudhara kakatakura ako ini ndibaba munini wangu handitsike pamusha pavo baba avo vakatakura kurema panotomboda sekuru tasvu
Unganidzai Mari maka nyarara mutsvage n'anga dziya dzino sheedza muroyi nemushonga .Ko Mbuya avo mukadzi wasabhuku ano kwana papi
Endai kwasekuru Tasvu kwacho munobatsirwa kanouya kega kamudhara ako
Ndaziona kuti pane zvawari kuvanza akowo kareturn soldier kachiti kuwonda
Murobei
Fuseki baroi ku police yeyi imi muchiroya
Mhuri yekufirwa haana respect uye vari kufungira ngavafambe .kufirwa ndiko vanofurirana
Haina Respect kuna Baba vavo
mabasa ko ndiwo anoita upihwe respect sababa mumhuri, ko kana iwe uchishungurudza vana vehama yako usingavapewo respect saka iye anofanirwa kuipihwa sei respect yacho
Nezvaitika apa pachafiwa , Drewmas batsirai vana vabuditswa avo , sabhuku nemukadzi wavo vanoshereketa ava machira echivanhu ndeeyi ivo Vasiri mhondoro or n'anga
Iyi mhuri yaSabhuku mmmmm moto chaiwo varoi mhuri yese aaaaa nxaaaa kasikana ako ungati ndokanoroya nababa nxaaaaa kanoshota rumamiso ako kukiwa chaiko aaaaa kutemba nehuroi
The question is, why did the girl try to answer on behalf of her father ?
😂😂😂😂😅😅
Coz akatotozwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kudheerera
Zvinenge zvanyanya vanhu vachitaura shit baba vakanyarara
Ndozvinoreva kuti iye nababa vake vane rimwe-chete.
Mr Neshamba munofanira kuyananisa mhuri kwete kuwedzera. Maenda kumba uko nemunhu wemhuri irikupumha avo huroyi. Munofanira kuve misina side ramarerekera kuti muvabatsire.
VaNeshamba busy zvenyu ku firima kna kubata fight 😂😂😂😂😂😅😅😅😅 chii chakadaro nhai Shumba
Imagine 😂😂😂😂😂😂
pathetic. creating drama for views. apa massive bias. a reporter is supposed to br neutral. parasikwa big time apa. angle yekuti pane chivanhu here kana vhapana should come from interviewees haikona kuita impose your views on people and trying to influencee their thinking
Go nyarai vanhu wekwa mutoko , haaa ndanyara fani , bamunini gobatai tusvinu
😂
kkkkkkk kamwana kasabhuku kachikwambo kanorara n baba wakene warohwa iwe wakubatirei chimuti
😂😂😂😂😂you killed me 😅😅😅😅beat them all kana wariwoo warikukuroya 😂😂😂
Musikana uyo haanawo respect ya baba. Why achitaura zvinyadzi kuti ndinokumamisa.
Mumvana wasabhuku anoshaya vanorova hake aaa chii chakadero.. And uyo atema umwe nebhutsu andimushori chero dai ndanga ndiri ini ndaitoderowo
Dombo harirare mumba,hatisati takambozviona izvozvo isu kana kuzvinzwa!!! Tobvunza mambo here????
Mambo ngavapindire vatiudze tsika yedu chaiyo chaiyo
Hongu rinorara hatina chiereswa pa tombstone. Vanhu ngavaise musiyano vehuroyi kana hurombwa nekurara kwe tombstone mumba. Mwana akauraiwa nezvikwambo zvemumusha mavo kwete kuti tombstone yakashura rufu. Agara anotorariswa mumba chaizvo hazvina kana ndava izvo. Chine ndava zvikwambo zvababamudiki avo sabhuku chete.
Mmmm pane katirike apaa. Gegegege kwayi hava gutsikane nekagarire kangu apa nechavayi nacho chii ipapa
Ngavaendeswa kwasekuru Tasvu ,avo mai sabhuku kamunongedzero kavo chigunwe iti iwe iwe hakana kumira bho
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva
Ndaizviziva kuti nagire hazvipere mushe
sabhuku akataura zvakanaka,asi mkunda wake wekamwana uyo uuuu panenyaya ,
uyo tete weWhite top anekanzungu !
endai kwaSekuru Tasvu or kwaSekuruAchapola or kwaSekuru Kanengo
Varoyi ava ndovapedza mhuri😊
True
Mainini avo vangabhejere mwana kudai achauraiwa Gire nambuya iyo hasha dzekuvahara huroyi sure munhu angadaira kuti innocent wacho anga ambounzwa Nani pano umm zvakaoma vanhu havangangotanga kusauya pamba pehama pasina zvaitika hazviite
Zvimadhara hazvirevererwe izvi zvinopedza vanhu
Mukadzi uyo ane zvaari kuvharidzira sei kupindurira bab anoda rumamiso rwakakwan
Drewmas muchadzokera kwafiwa fti uko mwana uya handioni azorarama namai avoka baba varinani mai nemwanasikana vanotyisa
Ako kamwana ka sabhuku kekuowonda kachikwambo chababa vako. Babamunini havasi baba vangu. This is a long ago mentality. Tumadhara tunemusikanzwa utwu. My father is alive hatitaudzani neminin'ina wavo because of jealous and envy.
Mwana ndiye aifanira kuenda kunababa....thats our culture....
Drewmas media mhuri iyi inoda kuendeswa kumatare ipiwe way forward vafambe pamwe zvekupumhana uroi pasina proof Vana vamai Ava vanogona kuzvitsvagira Ngozi
Musatore maside cz nyaya yemhuri inonetsa drewmas itai zvekutora nhau kwete masides
Dombo harire mumba.huroyi uho.vanhu varikuZimbabwe vaRoyi ndapota.fanike tusekuru itwotu
baba ava itsotsi avo varikuziva chavakararisira tombstone
Vakabva varoora mukadzi asingavaki unopinda papi panyaya dzevana nababa vavo
Varoi ndizvo zvavanoita ava kunyepera kudzungaira
Isu kwedu dombo r akauya 2 weeks before takarichengeta kuHarare mumba mukitchen then kuzoinda kumusha 2 days before. Hameno, zvinongoenderana nenzvimbo / mhuru. Kunzi hazviitwe kutotanga kuzvinzwa pano
Isu last year takanoisawo dombo rakarara mumba one day asi hapana chakaitika zvakafamba zvakanaka nofunga zvinonenderana ne nzvimbo hameo
Mukoma Andrew mhuri iyi ngaiende kwasekuru Tasvu.
Makadzinzwa here mari dzekwaTasvu?
Mumvana wasabhuku uyo anoita zvinhu zvakaipa chete nababa vake aaaaah chiiii chakadaro chenge ngozi
Very correct my dear. Chikwambo chababa.
Yes anorara nababa vake
Varkudheerera mhuri yemunhu akafa kana dziri nherera vadheerera sabhuku ava vanotovapedza vana ava Maziroyi
Mudhara uyu anotaura zvinemusoro, Zvekuti ma tombstones arara mumba itsika yavo, Mwana akafa ne malaria and ndozvinourayisa vanhu vachingofungira huroyi vasingaende kuchipatara
Who kom ..Baba vanomirira vana kuti vauye kzokumbira kuti todii mhuri yapera... Iwe sababa basa rako nderei
Shumba endayi mouya na gogo vaya vakanopatsanura nyaya yemukomana uya ayiona muwezhwa wenyoka pamuviri wake nemakwati enyoka pasi petsoka l think vanouya pendza nyaya anditi sekuru varikuti vanoita chivanu
Mwana ataura pekutanga uyo ari right pakutaura. 100% right.❤
Drewmas media taking you to another level
Vakomana umm zvakaoma isu kumba kwedu tine same situation, maiguru awo muroyi chaiye baba avo vanoshandiswa sekwedu chaiko
Zviri cy khule ndangawo nhasi ndipindureiwo
Uuuu kunyepa chaiko matombo anofukidzwa kumakuhwa uiiii
VaneShamba taking us to another level , pls we need an update
Zvakaoma sekuru ava ndinhikwi nemhuri yavo ndivo varikupedza vamwe.Gire achenjere anogona kudonhedzwa.
Namatai imi semhuri mungabva mavenga mwari kusvika pakadai , hamunyare here musha wakunga wema wrestlers chivanhu chamuri kuzvitutumadza nacho hamuchigone futi ityai mwari imi
Chibaba ichi chinegodo chinorwadziwa nelife yenherera. Achina kuchena ichi
Amai sabuku tsvairaiwo mumba pliz zvnhu zvachoso kushaya order kubva panze ummmm
Muchinyanya masabhuku kurombera husabhuku, hakuna firo dzakadaro, tarisai mafiro arikuita mhuri irikurwa iyo
Ummmmm muskana uyo ngaaite careful anogona uzodonhedzwa nevaroyi ava
aiwa ngavafambe pamwe pamba panaGire pane zviripowo aaa vanhu mukutora side
Mai sabhuku murimutorwa mumusha umo munobiswa mazino plz nyararai ropa rimwe ripedzerane
Uyu mujoni joni uyo anedzunguwo uyo .anotadza kudzoka joni akaita zvekutamba
Haa this was classic. Hokoyo na Andrew kkkkkkk
Amai avo vane zvavanoziva kupedza mhuri yevamwe
Mopenga here imi kunyange kune matsotsi natomb stonemumba hellnooooo imi babaimipengerai kumukuva sa region that's scary
Mabhonzoiwayo ngavatoitakuti zvigadziriswe nekutiyatova mhepo iyoyo
Chikadzi icho chinotaurisa kumge mavis mutepa rimwewo duzvi. Regai azokwaturwa nxaaa iye mwana wasbhuku dai anystsomamiswa.
Baba nemhuri yavo vakaipa.potse potse vana vanoto shandiswa nababa zviriko izvozvo
kkkk senge ini ne hasha dzangu ndoinotaura ndapedza zvibhakera
Munu ngaakiiwe unewagumbuka veduweee mumuri umu unoonesa
Kachapa ako ngakatange kagona kugeza nekurongedza mumba, mumba kuita kunge mu shrine kudaro , dai kanyatsorohwa
problem musha ukatungamirwa nevakadz hapana chnobuda ndezvenhando. saka mukarwa magadzirei munoperaka nhai.
Sabhuku muri muroi muhombe ende muchafa henyu
Mdhara uyo ari right .mukadziwake apembereri uyo
Wana hawafanirwe kunanga munhu kana wasati wafambaa drewmas
Chekutanga musha uyu unotongwa nemukadzi nevana. Then baba avo vanoziva zvavo zvavanoita nemhuri iyi. Chivindi chavo chekugadzirisa nabhonzo avazingazivi kuti ndeani chii. Hapana hapo akabvuma kuti ndinoroya. Makararisa matombstone mumba chii. Kachigunwe kanongedzera mwana ako ngwarai. Kuzofamba vega ummmmm pane nyaya
Matombstone anorara Mumbai munzvimbo dzakawanda. Iyo proposal yenyu Drewmas zvinogona kuitwa kwenyuwo. Vari right apo vanhu avo
Andrew bvunza mambo nezvekurara kwematombstones mumba takakurirako kwaMutoko hatizvizive
Haaa imi makakurira kwaMutoko kupiko. Kana murimuBuja vekwedu kwaNehoreka musanyepe vanhu nhema. Matombo anorara mumba chaizvo hazvina chiereswa kwedu Buja.
Upenyu mutoro zvikuru sei baba vako vasisipo zvineurombo
Zvinosiyana kwedu matombo anorara mumba then mangwana onoiswa kumakuwa
Hey ndabva ndafunga Tinashe Mugabe
Rova iwe dai warova nechi sabhuku chenema icho😂
Ini ndiri vekwaMutoko ramai vangu rakarara mumba
Zvimadhara izvi zvinoroya kunyebera kuzungaira chokwadi vanozviziya ava mastupeti godo rinovabata dai avarova
Mwanasikana uyo akajaidzwa ndivo vana tete vanoda kutonga misha isiri yavo unoti baba vako nyararai pane vanhu kudaro
Hanzi uyo uyo vanoda kumuitasei varoyi havanyare
Sabhuku avo vano ziva zvavari why mhuri yavo ichipindira musikana uyo handifungi kt akaroora ngava ende kwa sekuru Tasvu
This family iyi iri right. Nokuti uyo musikana mutsvuku anoda nyaya. Ndiye atanga kurova vanhu. Ndafarira baba ava nemhuri yavo. Imhuri ine mutungamiri akanaka muna baba avo
Mudhara uyo itsotsi vakaromba ipai sekuru Tasvuu vaitei basa varoyi vana baba awo get away kupedza vavhu kana kuenda nawoo kwasekuru Achapola mabhachi anopfuta chete
Isu kwedu anorara Mumba
Yhoowee 🙌🏽🙌🏽
Hayiboo, how did this happen🤔🤔? Going from 0 to 100