Madzibaba Ishmael, young brother Ya-professor wakashaika yotaura-More details in the video

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 ต.ค. 2024
  • Madzibaba Ishmael, young brother Ya-professor wakashaika yotaura-More details in the video

ความคิดเห็น • 111

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 5 หลายเดือนก่อน +37

    It is time we accept kuti we have a problem with our churches in Zim, not just this Ishmael isaue. Scandals and abuse are common among our churches - hope this Ishmael issue will force a broad national conversation and minimum standards across all churches

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama 5 หลายเดือนก่อน +23

    Baba ava kuita kunge oscar pambuka .idzo dzivambavha mhondi chaidzo

  • @Nonhlanhla-f1f
    @Nonhlanhla-f1f 5 หลายเดือนก่อน +12

    Professor vaisafanira kuwoneka vaifanira kungoshaikwa panzvimbo.

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 5 หลายเดือนก่อน +11

    Madzibaba ese ngaabhanwe muZimbabwe nekuti havana simba raMwari hurombwa chete chete. Vese vanaProfessor Muwati vanga vakashandisirwa mushonga nekuti an educated someone like this haafanirwa kuwanikwa pakadai

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 5 หลายเดือนก่อน +1

      Zvino kana mukati vese vabhanwe chero vemaSutu ivava variko fut vane hurombwa hamusi munenge makutovhiringa Christianity religion here??

    • @elliotmukozhojaravaza7508
      @elliotmukozhojaravaza7508 5 หลายเดือนก่อน

      Ese nemapentacost

  • @wintermandizha8969
    @wintermandizha8969 5 หลายเดือนก่อน +8

    Haa madzibaba Ismael midzimu yavo yadambura mbereko

  • @Magaja-q8o
    @Magaja-q8o 5 หลายเดือนก่อน +9

    Ishmael ngaafire mujeri mani

    • @tafadzwamaringe3576
      @tafadzwamaringe3576 5 หลายเดือนก่อน

      Mujeri munondirwadza cz he will be eating there he deserves an even harder sentence

  • @DJTINDDOL3D
    @DJTINDDOL3D 5 หลายเดือนก่อน +11

    AHHH .. ishmael was leading people to hell.. he shall rot in jail

  • @ezrongeorgemaseko3747
    @ezrongeorgemaseko3747 5 หลายเดือนก่อน +4

    James naLisbon ngavanyatsobvunyurudzwa zveTorture chaiyo vachadura chokwadi kuti muzvinafundo akafa sei. Standrick futhi arimo muRing yekurova nekuponda Prof Muwati. MHSRIEP.

  • @LianaKatemauswa
    @LianaKatemauswa 5 หลายเดือนก่อน +2

    Upfumi hwaprofessor muHwati ngaupihwe Hama dzake tigonoona Kuti vanhu varikurambirako vachiti tiri mu Canaan vachadyeii imba dzevanhu vapambe pfumi Kuda zvemahara kungehonye

  • @Chakabyebye
    @Chakabyebye 5 หลายเดือนก่อน +8

    Imagine a blind man leading mapofu 😢

  • @WashingtonMutamba
    @WashingtonMutamba 5 หลายเดือนก่อน +2

    Even vanhu vakadzidza vanotorashikavo nhai(Professor)

  • @irenemaseko-vr8nv
    @irenemaseko-vr8nv 5 หลายเดือนก่อน +2

    Ndokufumurwa kwe Satanism yaitonga mu zim ndokupera kwazvo.
    Ishmael nevarume vose vari ikoko ngavapiswe kandai mugomba remoto varivapenyu, chiii chakadaro chinenge ngozi

  • @KudakwasheMashayamombe
    @KudakwasheMashayamombe 5 หลายเดือนก่อน +3

    Ko zvavakafana na Oscar pambuka

  • @HoraceHamilton-go1of
    @HoraceHamilton-go1of 5 หลายเดือนก่อน +3

    Muchasvika hupfumi hwavigwa nevagoni torayi nechigayo nezvose zviripalily farm😢😢😢

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 5 หลายเดือนก่อน

    Prophets who siphon people's money and asleep with any woman of their choice while congregants remain docile. Jesus became a curse on our behalf. 1John 1 v7

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 5 หลายเดือนก่อน

    As long holy spirit isn't amidst that church is doomed. All spirits that people follow in their churches are not godly. 2Chronicles 7 v 14. People must learn to get onto their knees to pray for revelation and discernment before they ask their so called papa to pray for them. It's sad that most people in these large congregations are hypnotized to the point of following wrong doctrine hook line and sinker swallow in whole

  • @MiriamChiwarakata
    @MiriamChiwarakata 5 หลายเดือนก่อน +3

    Zvakanfoomawo hazvo
    Ish ish haa wskapenga
    Mwari wako ane hondo newe mnj urikuendess minamato er

  • @afronews7034
    @afronews7034 5 หลายเดือนก่อน

    Not churches fault tine problem na govt iyi they intertain this shit

  • @ItaiMutende
    @ItaiMutende 5 หลายเดือนก่อน +3

    Ngavatingerwe murder

  • @venahmunemo6754
    @venahmunemo6754 5 หลายเดือนก่อน

    This is really disturbing. Ishmael Dai afira. Mujeri

  • @JamesKasoro-v4g
    @JamesKasoro-v4g 5 หลายเดือนก่อน

    Hurumende ndaipindire munhu uyu apiwe hupfumi hwemukoma wake uye zviripachena kuti mombe dzainzi i80 ndedza Muwati zvese zviriko ikoko ndezvaProfessor ende ndozvavakaponderwa izvozvo

  • @ShuvaiMadube
    @ShuvaiMadube 4 หลายเดือนก่อน

    Headman chigodora vanogona kutonga pamberi naHeadman chigodora

  • @LadyPillarOfficialLadyPillarOf
    @LadyPillarOfficialLadyPillarOf 5 หลายเดือนก่อน

    Ishmael ngafire kujeri

  • @lydiazi3893
    @lydiazi3893 5 หลายเดือนก่อน +1

    Vese vakasungwa ngavafire mujeri hurumende yoenda kunodzinga vanhu vese ipapo votora farm yacho

  • @parwadamutero
    @parwadamutero 5 หลายเดือนก่อน +3

    Uyu ishimael ngaafire mujeri

  • @MariaNcube-iz3ij
    @MariaNcube-iz3ij 5 หลายเดือนก่อน +1

    Zvise zviri kucanaan ndezva proffersa vanoti tigere tata vachibvira kuba naka yevana vaproffesar

  • @zenchen5792
    @zenchen5792 5 หลายเดือนก่อน +1

    I think he was poisoned before they beat him to death after aramba kufa.

  • @DebraTigere
    @DebraTigere 5 หลายเดือนก่อน

    Kufushira munhu mupenyu here chinamato rudzii

  • @RodrickMaweli
    @RodrickMaweli 5 หลายเดือนก่อน

    Iwe urikungotaura zvenjamu zavanhu

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy 5 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm mushingire wacho kuwiga munhu arimupenyu marwadza kana kumbonzwa mwoyo kurwadza 😢

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 5 หลายเดือนก่อน +1

    MaC10 hero basa..rovai mhondi

  • @parwadamutero
    @parwadamutero 5 หลายเดือนก่อน +5

    Kana kupiwa dearth sentence

    • @MemoryMatsangaise
      @MemoryMatsangaise 5 หลายเดือนก่อน +2

      Mirayi muone achibuda mujeri our justice system is rotten

  • @handirovichavhunduka9936
    @handirovichavhunduka9936 5 หลายเดือนก่อน +1

    Church members are totally confused.Munhu akanogaraa mujere makore akagara momuriraa kuti abude momuteverazve ,sense dzenyu pamakararama arimujeri mwari wenyu,ndopamaifanira kuziva kuti ndewenhemhaaa.chepiri mapurisa ekunyabhira ,masabhuku,nemadzishee must be hold accountable.Ishe akatendera vanhu vachigara vachiita zvose zvakaipaa munzvimbo make seyi.ishe ngasungwewo.

    • @dove5584
      @dove5584 5 หลายเดือนก่อน

      Kunakidzwa nekubhinya tivana

    • @teresateresa6875
      @teresateresa6875 5 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi ishe vaitii chii nenhau iyi

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 5 หลายเดือนก่อน

      Madzishe pliz shandai mabasa akadai simudzirai nzvimbo dzenyu rwisai corruption munyika yenyu isai mutemo unobatsira vanhu

  • @jazztryphine6524
    @jazztryphine6524 5 หลายเดือนก่อน

    So heartbreaking 😢

  • @AndrewsPbc
    @AndrewsPbc 5 หลายเดือนก่อน +1

    Professor anoteera rubbish

  • @EddyKadira-tf6om
    @EddyKadira-tf6om 5 หลายเดือนก่อน +1

    this is a really storry

  • @gloriamwenye5319
    @gloriamwenye5319 5 หลายเดือนก่อน

    Muri mukoma waOscar Pambuka here

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 5 หลายเดือนก่อน +1

    Mwazha anoda kusungiswa ft kurambudza vanhu kuwona 📺

    • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
      @FelistasMhuriyengwe-dp8vc 5 หลายเดือนก่อน +1

      Haiwa vazhinji vanoona kudzimba dzavo.kana chingwa chevanorambidzwa vanongodya

  • @JuliusMalatji
    @JuliusMalatji 5 หลายเดือนก่อน +3

    This is bad..
    How can such evil things happen in my beloved Zimbabwe..

  • @HM-zh2gd
    @HM-zh2gd 5 หลายเดือนก่อน

    Senyika tinoda dzidziso dze macults, it looks like people don’t understand how cults operates or recruit victims.

  • @lenso3757
    @lenso3757 5 หลายเดือนก่อน

    Corruption yanyanya muZim evidence iripo iyo in terms of postmortem results,but the law is not doing anything. Ingoti pasi neZANu uone usoswera vakuChikurubi

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 5 หลายเดือนก่อน +1

    professor venyu vanga vakadzungaira vaitsvaga chii kuzvi church zvakadai munhu akadzidza kudaro nxaa, vanga varidzungairwa mukoma wenyu Zimbabwe yakaroiwa neakafa munhu wa professor kupinda chinamato chakadhakwa kudaro

    • @JudithZimundi
      @JudithZimundi 5 หลายเดือนก่อน +3

      Hapana kumbozungaira apa, it's just religion brainwash zvinoitika even kumunhu akadzidza. Your reality is not everyone else's reality. Zvakangofanana izvezvi chero vanopinda machurch ana Papa, kana papa vakangoti zviurayei caz Jesu adaro, vanhu vanongozviuraya

    • @LianaKatemauswa
      @LianaKatemauswa 5 หลายเดือนก่อน +1

      Hanakudzungaira amuka mhanje akuda upfumi hwake munhu haarove

  • @ShelterMugadza
    @ShelterMugadza 5 หลายเดือนก่อน

    Kudai maka toita hwenyu muverengi we Nhau hamukakamwi

  • @healthymile-eh5uc
    @healthymile-eh5uc 5 หลายเดือนก่อน

    What kind of professor really?

  • @teresateresa6875
    @teresateresa6875 5 หลายเดือนก่อน

    Canaan ngaiputswe vanhu vaende kumisha yavo

  • @clemencemuchowa7066
    @clemencemuchowa7066 5 หลายเดือนก่อน

    Saka vanhu vakadzidza havachadzidzisi vana vavo

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h 5 หลายเดือนก่อน

    Repetition of the story

  • @Angela-l6u6c
    @Angela-l6u6c 5 หลายเดือนก่อน

    Manhangara here nyaya yenyu zvichiri kupisa so

  • @Chakabyebye
    @Chakabyebye 5 หลายเดือนก่อน +3

    Ndakabva kudenga 😂

  • @ElvisRuzvidzo
    @ElvisRuzvidzo 5 หลายเดือนก่อน

    Ishmael musungisei ibhinya

  • @PatienceChigwiko
    @PatienceChigwiko 5 หลายเดือนก่อน

    Endai kwatasvu or kanengo zvese izvi arwe ega muridzi

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 5 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂ndakabva kudenga

  • @PatriciamakorePatriciamakore
    @PatriciamakorePatriciamakore 5 หลายเดือนก่อน

    Yavappii nyayaaa iyiiii

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 5 หลายเดือนก่อน

    Ko mkomana uya wekutsvaga hanzvadzi yake kwa Ishumairi akazomuwana here, nkuti hatichanzwi nezvake mazuvaano

    • @TraceyMasenda
      @TraceyMasenda 5 หลายเดือนก่อน

      Ehe akamuwana vakamupihwa zvakabuda padestiny t.v

  • @MarlonVambe-l6y
    @MarlonVambe-l6y 5 หลายเดือนก่อน

    Pasara Mnangagwa ne team rake

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 5 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma izvi

  • @gumsblt3dj5z
    @gumsblt3dj5z 5 หลายเดือนก่อน +4

    Saka zvinorewa kuti vaishanda nemapurisa here vairambira ne postmortem results. Hazvinzwisisiki.

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v 5 หลายเดือนก่อน

    Imhondi nevamwe vake vadzoka kujere vaneropa revanhu mumaoko vana vana herodi

  • @LilianLefunat
    @LilianLefunat 5 หลายเดือนก่อน +2

    Ummm madzibaba haasi kunamata varikuita mabasa erima Ishmael imhondi

  • @professor-stein
    @professor-stein 5 หลายเดือนก่อน

    Uyu aakutoshingirira kuti awane pfuma yenhaka uyu kkkk coz every interview arikungotaura zvepfuma ya Professor kkkk

  • @ElizabethMutarini
    @ElizabethMutarini 5 หลายเดือนก่อน

    Regedzai kumukudza madzibaba echiyi mhondi iyi Satan judas isicariot mbwende iyi yakaburayisa vanhu vasina mhaka you deserve to riot in jail ndinonzwa shungu neimbwa iyi

  • @lovenesstshuma1298
    @lovenesstshuma1298 5 หลายเดือนก่อน

    Why vanhu Ava vachiri pamzvimbo iyi hurumende yakango nyarara ?

  • @SifelaniKampota
    @SifelaniKampota 5 หลายเดือนก่อน

    Wakadii kuzvitaura kare
    Mukoma wako waiinda Kunoitei ikoko

    • @JamesKasoro-v4g
      @JamesKasoro-v4g 5 หลายเดือนก่อน

      Aaaa ukaterera unotoonawo kuti ndiwe wakuitawo semapostori anehumhondi terera wozopindura munhu anekodzero yekutaura zvingabatsira baba avo vatotaura kuti zvakavhiringwa nemupurisa aivepo ndiye ayichengeta zvinhu izvi achiita Corruption vanhu vachipondwa

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 5 หลายเดือนก่อน

    All churches shld closed..

    • @gumsblt3dj5z
      @gumsblt3dj5z 5 หลายเดือนก่อน

      Joni rimwe rikafa tovhara Police Camp yose here hama?

  • @BrightChisveto
    @BrightChisveto 5 หลายเดือนก่อน +2

    Why not report the matter to the police. Journalists are not courts or the police were criminal issues are reported. You are guilty of concealing murder iwewe ukurebesa shaya pachivhitivhiti

    • @virgymoyo6174
      @virgymoyo6174 5 หลายเดือนก่อน +2

      Itori kumapurisa,clearly its your first time hearing about Professor

    • @terrencemabika283
      @terrencemabika283 5 หลายเดือนก่อน

      Very very true where were they all theese people reporting now yes our country is corrupt but we could have heard rummors of these stories i dont kno ishmael but im just wondering how did all this went without a hint

    • @gumsblt3dj5z
      @gumsblt3dj5z 5 หลายเดือนก่อน +1

      ​@@terrencemabika283but vati vaka ripota kumapurisa pavakamufukunura. Mapurisa should have acted ipapo & investigate the issue.

    • @pacienciamatchinga100
      @pacienciamatchinga100 5 หลายเดือนก่อน

      ​@@virgymoyo6174 zviri kutooneka kuti mutsva uyu.. 😂😂nyaya iyoyi kana pairi kupinda mucourt ndichatonomirawo kuti Ishmael aende kujail. Akasaenda ndobvisa hembe kusara ndiri musvo pacourt ipapo

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 5 หลายเดือนก่อน

      ​@pacienciamatchinga100 when is the court date...I can't wait to see you naked 😅

  • @meddiesstars8404
    @meddiesstars8404 5 หลายเดือนก่อน +2

    Heey munonoka nenyaya takanguri tanzwa muninina uyu ko sei marepota nhasi uno uuuuh fambiranai nenguva

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c 5 หลายเดือนก่อน

      Vakapesana ne video vakabudikira kana kwa Tilder uko police yapanyabira yaigarira nyaya